tag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post1974163817565119188..comments2024-03-11T03:53:10.122-07:00Comments on Mai Chibwe VekwaZimuto: Murume asina mukadzi wekuvata naye:Mai E Chibwehttp://www.blogger.com/profile/07986876528814645005noreply@blogger.comBlogger4125tag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-64652657316659981772014-12-03T06:00:13.326-08:002014-12-03T06:00:13.326-08:00Uri kutsvaka kupiko? Kana ukangomirira uchifunga k...Uri kutsvaka kupiko? Kana ukangomirira uchifunga kuti musikana achapfuura nepamba penyu agokukumbira kumunyenga uchaona nyaya yako kuti haifambi. Verenga pakahi

"http://maichibwe.blogspot.co.uk/2013/12/kubva-zera-usina-mukadzimurume.html"

ugodzoka tozotaura.
Mai E Chibwehttps://www.blogger.com/profile/07986876528814645005noreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-15210548509531252472014-11-12T04:03:24.245-08:002014-11-12T04:03:24.245-08:00Ndine makore okuberekwa 29 asi handina musikana. N...Ndine makore okuberekwa 29 asi handina musikana. Ndinoshanda uye ndinoona ndiri munhu ane chimiro. Sei ndichishaya musikana?

Anonymousnoreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-60171666093162236622014-11-10T14:37:23.813-08:002014-11-10T14:37:23.813-08:00Kune vaparidzi vanoparidza kuti imhosva kuita chim...Kune vaparidzi vanoparidza kuti imhosva kuita chimhandaramaoko/chijayamaoko. Izvi zvakabva pakuti nguva younozviita unenokwanisa kutanga kufunga umwe munhu wekuvata naye asiri mukadzi/murume wako. Kana munhu uyu ari munhu chaiye aunotoziva, zvinokwanisika kuti unenge wakanganisa. Asi kana munhu waunofnga ari munhu asi munhu chaiye, sokuti uri kungofunga kuti pane murume achavata newe, asi asiri munhu wekuti ukazoona unoita ruchiva paari, zvinokwanisika kuti hapana chakaipa.

Ndakambotaura nyaya iyi noumwewo muparidzi wechoRhoma akanditsanangurira kuti nyaya yokudzivisa kuzvinakidza nemaoko inobva panyaya yemurume ainzi ONAN inowanmikwa muBhaibheri kuna Genesisi 38. Murume uyu akaudzwa kuti enda unoitisa mukadzi wemukoma wako ashaika nhumbu aite wana kuti agohi mwana wemukoma wako nokuti mukoma ange ari dangwe saka zvaireva kuti mwana anozozvagwa ange ari mukuru panhaka kuna iye ONAN. Onan ndokupinda kuBedroom yamaiguru ndokuvarhojawo zviri pamutemo asi pakundodiridzira ndokuvhomora chombo ndokudiridzira pasi.

Zvino vechiRhoma voti zvinoreva kuti haubvumigwi kuita chimhandara maoko nokuti zvinoitisa udiridzire pasi. Asi nyaya yange iri yenhaka yemhuri yokwa Judah. Zvokuti akadiridzira pasi handiwo musoro wenyaya asi kuramba kuwana mwana wenhaka ndiyo naya.

Totarisazve tinoona kuti 95% yevarume mupasi rese vanoita chimhandara maoko, 80-85% yevakadzi vanoitawo chijaya maoko. Kotizve uvete hope chaidzo murume anorasa urume uye anomira chombo kasere (8 times) ari kuhope. Mukadziwo anonyorova kakawanda usiku ari kuhope. Muviri ukagara une zemo usingabvisvi iwe wava munhu abve zera zvinokanganisa kugadzigwa kweurume uye zvinoitisa chigwere che PROSTATE cancer.

Kuhura ndiko kwakaipa kusingabvumidzwi. Zvemaoko izvi hazvina kumbonyogwa nezvazvo saka kwangova kufungira kunoitwa nevaparidzi vasingadi kuti vanhu vagorofunga nezvekurhojana, zvikuru vasina kuroorana.

Dzidza kunakidzwa nomuviri wako asi usingafungi zvoruchiva kuvamwe vanhu. Ukaona uchiita zvoruchiva tsvaka wekuroorana naye umupe rudo mugogarorhojana pachenyu zviri pamutemo.

Mai E Chibwehttps://www.blogger.com/profile/07986876528814645005noreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-61196802149819831242014-11-10T12:35:11.188-08:002014-11-10T12:35:11.188-08:00haisi mhosva here kuna MWARI kuita chimhandara ruo...haisi mhosva here kuna MWARI kuita chimhandara ruokoAnonymousnoreply@blogger.com