tag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post2057384954822570827..comments2024-03-11T03:53:10.122-07:00Comments on Mai Chibwe VekwaZimuto: Basa rebhinzi yemunhukadziMai E Chibwehttp://www.blogger.com/profile/07986876528814645005noreply@blogger.comBlogger14125tag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-11252891793352941182020-02-16T02:35:56.916-08:002020-02-16T02:35:56.916-08:00Maitabasa tadzidzaMaitabasa tadzidzaAnonymoushttps://www.blogger.com/profile/07173220649912396195noreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-91509209254056878652014-11-09T04:15:32.752-08:002014-11-09T04:15:32.752-08:00Iyi inyaya isingahwisiswi neveruzhinji. Vanozviita...Iyi inyaya isingahwisiswi neveruzhinji. Vanozviita vashomanana uye zvinofungigwa kuti mvura yacho inobuda ingangova weti nokuti munhukadzi haana pokuchengetera imwe mvura mumuviri wake. Murume anobudisa urume nokuti ane pokuhuchengetera.

Usava nehanya nokuti mukadzi anobuda mvura here kana kwete pakuvata naye. Chikuru kuti iye anonakigwa zvakadii pamunoita. Kazhinji mukadzi anonakigwa kubva pakukweshana kwenyu kwenguva refu inodarika ten minutes murume asati amudiridzira urume. Vakadzi vakawanda vanosvika pakuita orgasm nokurhojana nevarume pa 10-12 minutes asi panguva iyoyi murume anofanira kuita zvimwe zviitwa pamwe chete nokukoira mukadzi iyewo mukadzi achiita chikapa. Zviitwa izvi zvinoti, kukisa mukadzi pamuromo, kunanzva mutsiba nezheve, nokumeso. kusveta minyatso yemazamu, kuudza mukadzi zvauri kuhwa uye kuti ari kunaka zvakadii. Zvese izvi zvinoita kuti mukadzi areruse muviri zvichibva pa CONFIDENCE yokuti ari kugona basa. Zvbva zvamuwedzera kunakigwa. Mai E Chibwehttps://www.blogger.com/profile/07986876528814645005noreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-33929293335362685832014-11-08T00:24:54.770-08:002014-11-08T00:24:54.770-08:00ko squirting pamukadzi ndeyechokwadi here, unosvit...ko squirting pamukadzi ndeyechokwadi here, unosvitsa mukadzi sei paku squirtaAnonymousnoreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-25702344481860537142014-09-27T07:02:23.855-07:002014-09-27T07:02:23.855-07:00Verenga apo pakahi "http://maichibwe.blogspot...Verenga apo pakahi "http://maichibwe.blogspot.co.uk/2012/06/kusimbisa-masuru.html"

Uhwisise maitigwe ema kegel uye kuti zvinobatsirei.
Mai E Chibwehttps://www.blogger.com/profile/07986876528814645005noreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-47229563683922169222014-09-26T13:27:53.429-07:002014-09-26T13:27:53.429-07:00makegel exercisese anoitwasei nhai tetemakegel exercisese anoitwasei nhai teteAnonymousnoreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-2030392750359297822014-09-26T01:02:20.258-07:002014-09-26T01:02:20.258-07:00Ini ndiri murume, nhai on average how long does it...Ini ndiri murume, nhai on average how long does it take kuti mukadzi asvike paOrgasm though I understand kuti vanhu vanosiyasiyana. Nokuti ini handigoni kukwesha for more than 10 minutes but when I am drunk I can go for an hour. Please help me ndine shungu dzekuifadza mudzimai wanguAnonymousnoreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-33161901561467229292014-09-25T12:48:05.729-07:002014-09-25T12:48:05.729-07:00Mafungire ako awa akangofanana nokufunga kuti muka...Mafungire ako awa akangofanana nokufunga kuti mukadzi wako akakubatabata wakamira chombo zvoreva kuti watonakigwa. Zvinoita here? Vese murume nomukadzi vanonyorova kana chombo nebhinzi zvamiswa nezemo. Izvi zvinongoreva kuti vane zemo. Murume anobuda oiri pamuromo wechombo. Oiri iyi haina kuwanda asi inoonekwa kusiririka kwayo. Kana murume akanonoka kupinza chombo mumukadzi chikaita nguva chakamira panobuda oiri inonyorovesa ganda rese rakafukidza chimusoro chechombo.

Ukuwo mukadzi akaita nguva akamira bhinzi nezemo, muhitubu make munonyorova zvokutsvedza. Pavanozopinzana hombo chinopinda zvakanaka pasina kugwadziwa. Kana mukadzi akanyatsa kunyorova murume akapinza akamukoira, pahitubu panokwanisa kubuda oiri iya. Pamwe inobuda iri pahombo yakaita sefuro jena asi pasina hwema.

Vese ipapo vanenge vane zemo. Kuti murume abve zemo anofanira kuramba ahikoira kusvika urume hwabuda muhombo. Kuti mukadzi abve zemo anofanirawo kuramba ahikoira murume kusvika aita orgasm. Apa hapana chinobuda asi kuti pamberi pese kubva pabhinzi nepahitubu nehibereko hiri mukati, nomudzi webhinzi nehiuno chese panoita kushosha nokutinhira nokubvundirira zvokuti muviri nefungwa zvinombosiyana muviri uchiita zvaunoda fungwa ichiita sokuti muridzi ari kubitirigwa nemvura uye ava kuda kutofa. Kufem nenge v kutdz, kuona haaoni, nyika yese inoita seyotenderera, fungwa yoita dzungu. Kutaura haakwanisi. Kufunga haagoni. Ndipo mukadzi anobatirira murume kuti asamira kukoira uye kuti asakwanisa kuvhomora chombo vasati vapedza. Murumewo pamwe anobatirira mukadzi.

Pazvinonoperera mukadzi anomboramba achifemereka asi zemo rinenge rabva mumuviri. Kupera kwazvo kumira kukoira kwemurume iri ngari yokuti iyewo adiridzira urume. Kana akanonoka akaramba achikoira, mukadzi anokwanisa kuitazve imwe orgasm.

Ndiyo siyano yekunyorova nokuitirana orgasm. Vakawanda vanonyorova asi vahasi vese vanoita orgasm. Mai E Chibwehttps://www.blogger.com/profile/07986876528814645005noreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-38205633665883171072014-09-25T06:58:31.591-07:002014-09-25T06:58:31.591-07:00Nhai mutsauko uripo pakubudisa secretion nekutunda...Nhai mutsauko uripo pakubudisa secretion nekutunda kweOrgasm pakunakirwa pamunhukadzi zvakamira sei? Nokuti ndinofunga kuti mukadzi wangu ndikamubatabata akatota atonakidzwa do I have to go beyond that kumufadzaAnonymousnoreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-39535237617464143502014-09-24T12:40:08.024-07:002014-09-24T12:40:08.024-07:00Hakuna vamwe vane ma NERVES mashoma. vanhukadzi ve...Hakuna vamwe vane ma NERVES mashoma. vanhukadzi vese vane akawanda kupfuura evarume nokure. Chinoitika ndechokuti kana iye muridzi aingazivi panoti kana akabatwa owedzera zemo, zvinoreva kuti haakwanisi kutaridza murume zvokuita.

Koitazve vamwe vanoziva havo asi vasingakwanisi kutaridza murume, iri ngari yokuti murume wacho munhu uya wekuti ukamuudza chinhu otanga kufunga kuti unoziva pane bhinzi yako nokuti pane murume akakuudza kuti une bhinzi. Vamwe varumendiwo mafungire avo. Vanoona sokuti murume chete ndiye munhu angaziva mashandire emuviri wemukadzi. Iye mukadzi haangazvizivi.

Mukadzi makurire ake ane zvokuita nokuzonakigwa kwaanoita kana akura. 85% yevanhukadzi vanoziva zvinonaka kana zvaitwa pamiviri yavo. 15% havazivi. Hino kwedu vakawanda vanokura vachiudzwa kuti uchaita murume ugozoita vana, nevazukuru. Saka anokura achihwisisa kuti achawana murume agovata naye.

Hakuna mukadzi ane maNerves mashoma pasina zvimwe zvakaitika kwaari. Mai E Chibwehttps://www.blogger.com/profile/07986876528814645005noreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-644142465926291992014-09-22T03:21:11.923-07:002014-09-22T03:21:11.923-07:00ko kunevamwe vane manerves mashoma here zvokuti va...ko kunevamwe vane manerves mashoma here zvokuti vanonoka kunzwa kunaka kana vakabatwa bhinziAnonymousnoreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-29717437628050387032014-09-19T14:03:55.180-07:002014-09-19T14:03:55.180-07:00Bhinzi haisi kure kwekuti unoda gwakareba. Bhinzi ...Bhinzi haisi kure kwekuti unoda gwakareba. Bhinzi inongori pachena panoonekwa zvakanaka kana muridzi akavhira makumbo nokubhenengura matinji ake ana kuti murume akabhenengura.

Mai E Chibwehttps://www.blogger.com/profile/07986876528814645005noreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-2326572524245745272014-09-19T00:43:42.334-07:002014-09-19T00:43:42.334-07:00Nhai ndikaisa rurimi rwunokwanisa kusvikira bhinzi...Nhai ndikaisa rurimi rwunokwanisa kusvikira bhinzi here kana kuti zvinoda vane rurimi rwakareba choseAnonymousnoreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-73344740569439371802014-09-17T11:30:09.543-07:002014-09-17T11:30:09.543-07:00Chikuru ndechokuti iye mukadzi akuratidzi pane bhi...Chikuru ndechokuti iye mukadzi akuratidzi pane bhinzi yake. Haisi SECRET yokuti unotoita yokutsvaka iye asingazivi kuti uri kuitsvaka wongozoerekana yotambwa nayo. Kana makaroorana basa renyu pakuva mukadzi nomurume kudzidzisana zvinokunakirai. Saka iwe murume wemunhu mukadzi wako aidai akakuratidza kuti bhinzi iri papi uye kuti inoshandei ipapo pairi pacho. Hakuna mukadzi asingazivi kuti bhinzi yake inoshandei. Hakuna murume asingazivi kuti chombo chake chinoshandei. Saizvozvo muzvinabhinzi ndiye anofanira kurondedzera murume wake kuti nyaya yese iri papi.

Kune vanhu vanofunga kuti murume/mukadzi anongoerekana atodzidza chimwe chinhu. Uku kusahwisisa. Unohwa mukadzi achitaura kuti murume wake haagoni kumuitisa zemo asi iye asinawo kumborondedzera murume kuti chii chinomuitisa zemo. Murumewo kwahi mukadzi haagoni chikapa. Kana munhu awanikwa asina experience yezvinhi unoda kuti adzidziswe nani?

OK. Ukatarisa pamurume pane chombo ndipo pamwe chete pane bhinzi pamukadzi. Saka paya waitisa mukadzi zemo, ukabhenengira matinji ake uchaona bhinzi iripo nechokumusoro paidai pane chombo dai mukadzi ari murume.

Imwe nyaya veduweeka musajaira kurhojerana muruma. Munozodzima mwenje mapedza.
Mai E Chibwehttps://www.blogger.com/profile/07986876528814645005noreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-51194371862861563412014-09-17T03:25:33.624-07:002014-09-17T03:25:33.624-07:00ini ndiri murume, bhinzi iyi handiyioni pamukadzi ...ini ndiri murume, bhinzi iyi handiyioni pamukadzi wangu ndoita sei kuti nditambe nayo. Uye iri papi chaipo?Anonymousnoreply@blogger.com