tag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post3818851570124384892..comments2024-03-11T03:53:10.122-07:00Comments on Mai Chibwe VekwaZimuto: Munhu abatwa achihuraMai E Chibwehttp://www.blogger.com/profile/07986876528814645005noreply@blogger.comBlogger3125tag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-27660179609071424642015-07-23T12:56:28.981-07:002015-07-23T12:56:28.981-07:00Saka apa tongotiwo isu tinofanirawo kuzviita nokut...Saka apa tongotiwo isu tinofanirawo kuzviita nokuti ndihwo upenyu.

Kana murume asipo kana kuti asingadi kuvata neni
Kana umwewo murume akandichallenger nokundimisira chombo
Kana kuti ndichingotsvakawo Variety nekungokarawo kana ndaona murume akasvika
Kana murume iyo akandinyenga

Kutaura kwakadai hakutomboiti uye munhu anofunga kuti ari kuda kuhura nkuda kweVariety munhu anofanira kutakwa nemabwe kusvika afa.

Hazviiti kuti uhurire munhu waunoda. Kana wafunga zvokuvatana unonanga kumba wondovatana naye. kwete kumuhurira.

Asi ndinonyoregwa nevarume nevakadzi vakawanda vachiti vakahura neMISTAKE. Hazviiti kuhura nemistake.
Mai E Chibwehttps://www.blogger.com/profile/07986876528814645005noreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-36969169213503158232015-07-19T22:16:57.072-07:002015-07-19T22:16:57.072-07:00Muri right pakawanda pa analysis yenyu asi vechiru...Muri right pakawanda pa analysis yenyu asi vechirume vakawanda vanozviita for many other readons like:
1. Partner haipo, inorwara kana irikumwedzi
2. Musikana wacho arikutondi challenger nekutondimisira magaro, mazamhu etc
3. Kutsvaga variety nekungokara kana waona mwana akabatana
4. Bad influence ye boys namablogs epainternet
5. Vachikuyemera vasikana vepanze

Zvinoitika iwe mukadzi wekumba kana kuti main partner yako uchitoida zvekupedzisira. Nduhwo upenyu asi vakawanda vakatsakatika nazvo
Anonymousnoreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-82396500597654707122012-08-26T06:10:47.601-07:002012-08-26T06:10:47.601-07:00amai makakoraamai makakoraAnonymousnoreply@blogger.com