tag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post3841306938490433871..comments2024-03-11T03:53:10.122-07:00Comments on Mai Chibwe VekwaZimuto: Zvokuita kana murume/mukadzi wako asingagoni basaMai E Chibwehttp://www.blogger.com/profile/07986876528814645005noreply@blogger.comBlogger7125tag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-69180177057536039252014-09-10T11:25:08.849-07:002014-09-10T11:25:08.849-07:00Ko nungo dzacho dzinobva kupi? Iwe ndiwe waita CON...Ko nungo dzacho dzinobva kupi? Iwe ndiwe waita CONCLUSION yokuti ane numgo. Dai wambozama kutaura naye kuti uhwisisewo mafungire ake. Pamwe zvingabatsira.

Ko kudherera nokusada zvinhu kunowirirana papiko? Imbotijekeserawo apa. Mai E Chibwehttps://www.blogger.com/profile/07986876528814645005noreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-255502233175813892014-09-10T04:38:58.824-07:002014-09-10T04:38:58.824-07:00Wangu mukadzi kusagona basa ingir nyaya yenungo ch...Wangu mukadzi kusagona basa ingir nyaya yenungo chete. anotoziva zvese asi haatodi zvake uye nekundidherera. Anonymousnoreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-79063823233656701422014-08-25T23:18:15.949-07:002014-08-25T23:18:15.949-07:00Verenga apo pakahi kunonoka kudiridzira mukadzi
h...Verenga apo pakahi kunonoka kudiridzira mukadzi

http://maichibwe.blogspot.co.uk/2012/07/kunonoka-kudiridzira-mukadzi.html

Woverengazve pakahi

murume anokasirira mukadzi

http://maichibwe.blogspot.co.uk/2012/09/murume-anokasirira-mudzi.htmlMai E Chibwehttps://www.blogger.com/profile/07986876528814645005noreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-7179087605670771402014-08-25T13:54:27.070-07:002014-08-25T13:54:27.070-07:00Pane zvingabatsira here kuti murume asakurumidza k...Pane zvingabatsira here kuti murume asakurumidza kubudisa urume? Kazhinji kana murume angobudisa urume haachanyanyi kuenderera mberi. Tingaita sei kuti murume agone kutora nguva yakati rebeyi achikwiza mukadzi kuti mukadzi asvikewo pakunyatso pedza? Ini ndyo nyaya inondinetsa.Anonymousnoreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-7797431300991165292014-08-25T07:52:10.486-07:002014-08-25T07:52:10.486-07:00very nice topic ndogara ndichi verenga your articl...very nice topic ndogara ndichi verenga your articles and i enjoy them very much. my fav part was

" Murume anokasirira mukadzi - Iyi ndiyo nyaya
huru chose chose pakusagutsa mukadzi. Kuti
mukadzi agute anoda kushungurudzwa
nechombo kwenguva yakareba
chichingokwizakwiza mukati make iye
achingosinira mvura nefuro achihwa pane moyo.
Dai varume mainyatsoziva manakire azvo
maisakasira kuzvipedza.''

although not yet married but ndiri kubata zvakawanda sterek from your blogs ndatenda. TMnoreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-30377655215592287292014-08-23T13:01:18.319-07:002014-08-23T13:01:18.319-07:00Ndosaka nyaya iyi yatanga nokuti varume vakadai va...Ndosaka nyaya iyi yatanga nokuti varume vakadai variko chose. Hausi wega pazviri. Asi hazvirevi kuti wongogamuchira maitire awa pasina zvawazama. Ramba uchitaura naye uye ramba uchimupa mvura yokugeza. Womuudzazve kuti zvinokushungurudza kuti haasi kugeza.

Mai E Chibwehttps://www.blogger.com/profile/07986876528814645005noreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-77882686372418744792014-08-22T10:52:54.093-07:002014-08-22T10:52:54.093-07:00Maichibwe, wangu murume chero ukamupa mvura haadi ...Maichibwe, wangu murume chero ukamupa mvura haadi kugeza. Zvinonyangadza. Ndodii? Anonymousnoreply@blogger.com