tag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post445020541858215752..comments2024-03-11T03:53:10.122-07:00Comments on Mai Chibwe VekwaZimuto: Kusimbisa masuruMai E Chibwehttp://www.blogger.com/profile/07986876528814645005noreply@blogger.comBlogger7125tag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-80462886419155851742020-01-02T07:54:12.971-08:002020-01-02T07:54:12.971-08:00Mu S.A anowanikwa kupiMu S.A anowanikwa kupiAnonymoushttps://www.blogger.com/profile/13356528432983655583noreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-52800043775626465762019-02-10T10:14:33.221-08:002019-02-10T10:14:33.221-08:00Verengai munzwisise asikana hapana chinoda kutenga...Verengai munzwisise asikana hapana chinoda kutenga apa zvingori pamutezo wako iwe mukadzi Anonymoushttps://www.blogger.com/profile/05583509686304789759noreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-6349759574075371132017-05-05T06:09:55.587-07:002017-05-05T06:09:55.587-07:00Ndinotenda nedzidziso yakapfuma yamurikupa kuhama....Ndinotenda nedzidziso yakapfuma yamurikupa kuhama. Mubvunzo: ndingaudze sei mukadzi wangu kuti asimbise mhasuro nekuti inoita se sensetive issue?. Ndingangoerekane ndauya nema objects aya here? Ndingadii?<br /> Anonymousnoreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-36927739387923449572015-11-05T06:01:35.927-08:002015-11-05T06:01:35.927-08:00Muri kuita basa mai Chibwe. Ini ndiri kutanga kusu...Muri kuita basa mai Chibwe. Ini ndiri kutanga kusunga masuru ndinovimba zvichabatsira nekuti ndine vana vatatu handina chandakashandisa kudzora nhengo yangu uye ndakunzwa kuti kwashamaAnonymousnoreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-88138509045055405862015-11-05T06:00:46.436-08:002015-11-05T06:00:46.436-08:00Muri kuita basa mai Chibwe. Ini ndiri kutanga kusu...Muri kuita basa mai Chibwe. Ini ndiri kutanga kusunga masuru ndinovimba zvichabatsira nekuti ndine vana vatatu handina chandakashandisa kudzora nhengo yangu uye ndakunzwa kuti kwashamaAnonymousnoreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-9067397214525453132014-02-21T07:47:54.086-08:002014-02-21T07:47:54.086-08:00Mazuvano vanhu vakawanda vanongofamba nyika dzese ...Mazuvano vanhu vakawanda vanongofamba nyika dzese saka unokwanisa kuva nehama kana shamwari inokwanisa kukutengera kana asingawanikwi muZimbabwe. Zvinoda kutobatisa munhu kwete kumatumira ne Post nokuti nyika yedu ine vanhu vasingambodi kuhwa nezvokugadzirisa muviri, zvikuti panyaya dzepamberi. Ukatarisa pa Internet anowanikwa chose. Imbozama kuSouth Africa kana muZim asimo. Zvoreva kuti unokwanisa kutova wekutanga kumatengesa. Mai E Chibwehttps://www.blogger.com/profile/07986876528814645005noreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-52907381836128896192014-02-18T05:43:14.478-08:002014-02-18T05:43:14.478-08:00tinotenda nefundiso dzenyu amai dei ndakaziva blog...tinotenda nefundiso dzenyu amai dei ndakaziva blog yenyu kare ndaive ndakarasikirwa chaizvo tinokutendai nedzidziso dzenyu. Kuno kuZim mabhora ayo anotengwepi?Anonymousnoreply@blogger.com