tag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post5696533509791406944..comments2024-03-11T03:53:10.122-07:00Comments on Mai Chibwe VekwaZimuto: Vabereki pamusha wemwanaMai E Chibwehttp://www.blogger.com/profile/07986876528814645005noreply@blogger.comBlogger7125tag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-70834269665458282252014-01-21T13:58:09.007-08:002014-01-21T13:58:09.007-08:00Kubva kare nakare mvana dzemuraini dzaingotyiwa ne...Kubva kare nakare mvana dzemuraini dzaingotyiwa nevana mai vedzimba. Varume vaviri kana vatatu muraini vaihura nemvana idzi. Kwakazouyawo vapambi venyika vatiudza kuti ngakuvakwe madhorobha asi dzimba dzomuchato dzange dzisiko chihure ndokubva mumvana dzomuraini ndokuenda kudhorobha kwaigara mahure ainovata nevarume vari kumabasa vakadzi vavo vari mumusha.

Zvadaro kwakaita dzimba dzomuchato nemahure anohurira mari saka vaiziva kuvata nomurume nomazvo kuti arambe achidzoka.

Mazuvano kune mahure anohi smoro house anohura nevarume vanobhadhara rent, magetsi, school fees yevana, uye muhure asingashandi asi ane varume kana vashanu vanomupa mari vachimuchinjana vachifunga kuti vana vake ndevavo.

History yechihure iriko kunyika dzese. Varume vandiri kutaura vanhu vane mhuri kwete varumwewo zvavo vasingagoni kunyenga.
Mai E Chibwehttps://www.blogger.com/profile/07986876528814645005noreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-16549361180574605762014-01-19T04:10:05.823-08:002014-01-19T04:10:05.823-08:00Amai chibwe, nyaya yamataura yekuti varume kare va...Amai chibwe, nyaya yamataura yekuti varume kare vanongozivikanwa kuti vai hura. Mubvunzo wangu unoti. Ava varume vaihura sezvamatura vaihura naniko? Nembwa here? kana vaihura nevanhukadzi kureva kuti chaingoveko kare nanhasi chiriko,Anonymousnoreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-87838335576144822322013-08-07T10:46:48.457-07:002013-08-07T10:46:48.457-07:00Vanhu tendai chinhu chamaitirwa chakanaka. Apa uri...Vanhu tendai chinhu chamaitirwa chakanaka. Apa uri kuda kuti Mai Chibwe vapedze imwe nguva paEditing all her articles? Why? Tiri kuvabhadhara here? If you are doing a seminar, would you use the right Shona Words? I dare you appear on radio or TV in Zim and utter those words here in Zim. Unosungwa program yako isati yapera. Tatojaira maWords avo awa saka chitoregai zvakadaro. Chibhende ndicho Mai Chibwe. Ngatiendere mberi nenyaya. Ini ndadzidza zvakawanda pano.
Doing a very good Job. Thank you.
Anonymousnoreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-38417789883905276762013-08-06T22:25:11.556-07:002013-08-06T22:25:11.556-07:00Hongu zviri right kushandisa chibhende pano asi nd...Hongu zviri right kushandisa chibhende pano asi ndinoona sokuti mai Chibwe munobatsira zvikuru munyaya dzakasiyana siyana dzinowanikwa mumagariro edu. Munobatsira zvakanyanya panyaya dzokuvatana idzi saka mukashandisa manzwi chaiwo-iwo anobatsira stereki kuwedzera zemo kumuverengi zvekuti anobva atofunga kurara nemurume/mukadzi wake ipao ipapo, saka neimwe nyaya munenge matobatsira zvikuru kunevaya vanotora nguva kuti zemo rikwire. Then kune vasina kuroora/kuroorwa, vanenge vachitodzodzawo. Mune imwe nyaya, language yemubedroom kana vaviri vachida kurara vese should be straight.Izvi zvinoita kuti kurara mese kuve nyore uye muchifara. Saka neni ndinoti mai chibwe taurai manzwi chaiwo-iwo. Thanx Anonymousnoreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-40480114781383551342013-08-05T04:28:50.820-07:002013-08-05T04:28:50.820-07:00Hapana chakaipa pama words echibhende anoshandiswa...Hapana chakaipa pama words echibhende anoshandiswa pano. Ndooatajaira. Chaiwo chaiwo anotiremera.shepherdnoreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-8031781258406051172013-08-04T03:50:41.193-07:002013-08-04T03:50:41.193-07:00Pano hapana zvokusarudza vaverengi zvichibva pazer...Pano hapana zvokusarudza vaverengi zvichibva pazera romunhu saka munhu wese anoda kuverenga anoverenga. PaChikaranga pane mashoko asingataugwi kuvana vadiki asi vanenge vachiziva kuti chii chiri kutaugwa.

Iro vara rawataura rokuti B***E ivara rechibhende futi. inhu yauri kureva inohi MH***E. Saka iwe washandisireiwo chibhende?

Ndinyorere kukero inoti maichibwe@yahoo.co.uk titaure nyaya iyi.
Mai E Chibwehttps://www.blogger.com/profile/07986876528814645005noreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-87598742466673369002013-08-04T03:46:13.909-07:002013-08-04T03:46:13.909-07:00Anonymous said...
Mai Chibwe. Use the actual words...Anonymous said...
Mai Chibwe. Use the actual words such as mb**O, b***e etc. These words such as chitubu that you use are just out of context> unless if you are writing for ana mbuya nanasekuru.Anonymousnoreply@blogger.com