tag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post5907363411173317707..comments2024-03-11T03:53:10.122-07:00Comments on Mai Chibwe VekwaZimuto: Kubikirana mumba. Mai E Chibwehttp://www.blogger.com/profile/07986876528814645005noreply@blogger.comBlogger2125tag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-39558536589809060322013-02-19T02:20:41.753-08:002013-02-19T02:20:41.753-08:00Umwe noumwe munhu ane zvokudya zvaanoda. Kana une ...Umwe noumwe munhu ane zvokudya zvaanoda. Kana une murume/mukadzi mumba, chikuru kuhwisisa kuti zvaanfarira zvii? Ini ndikangoona mmbambaira ndotodzitenga chete. murume wangu akaonawo mbambaira anohwisisa kuti ndodzida saka anodzitenga. Chikuru kukurrudzira munhu kudya zvine BALANCE asi achigarodya zvaanoda. <br /><br />Uyu wekungoda muto anenge asingadhuuri saka zvakatonaka uye hazvinetsi kugadzira. <br />Mai E Chibwehttps://www.blogger.com/profile/07986876528814645005noreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-2132693081192732632013-02-18T02:51:04.892-08:002013-02-18T02:51:04.892-08:00ini murume wangu anoti anoda muriwo une muto (soup...ini murume wangu anoti anoda muriwo une muto (soup) yakawandisa , kutoita zvekunwa chaiko, zvino ini ndinoona sekuti muriwo ukawanda soup effort dzangu dzekukanga ndinenge ndashandira zvisipo, zve haafariri ma packed soup aya ana royco nezvimwewo , zvino kungoita soup yemvura zvingabudewo hereAnonymousnoreply@blogger.com