tag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post6860241311776421732..comments2024-03-11T03:53:10.122-07:00Comments on Mai Chibwe VekwaZimuto: Murume anokunyenga iwe une RingMai E Chibwehttp://www.blogger.com/profile/07986876528814645005noreply@blogger.comBlogger6125tag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-40903070110499273662013-04-09T11:01:21.031-07:002013-04-09T11:01:21.031-07:00Ini maonero anu ndeekuti mushona wekunyena vakadzi...Ini maonero anu ndeekuti mushona wekunyena vakadzi/varume hakuna. Chinoitisa kuti ndidaro ndechokuti ukaenda kune dzimwe nyika unonowanawo vanhu vanoita zvechihure vari vakadzi kana varume. Maitire avo akangofanana asi unoona kuti kana vazviita vari kwedu vohi vanemishonga.

Zvemishonga izvi dai zviriko dai zvinhu zvakadai zvichingoitika kunyika dzacho dzinemishonga wacho. Ndiwo maonere angu. Kana pane anoonawo zvakasiyana otiudza kuti sei munhu ane mushonga achingoitawo zvinoita umwe asina mushonga kune imwe nyika.
Mai E Chibwehttps://www.blogger.com/profile/07986876528814645005noreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-84309121212896857442013-04-09T07:36:30.757-07:002013-04-09T07:36:30.757-07:00Mai Chibwe do you believe kuti uriko mushonga waka...Mai Chibwe do you believe kuti uriko mushonga wakaipa wechivanhu? I ask because mati mushonga wekunyenga vakadzi hauko and ne nyaya yamakaramba ye sari Anonymousnoreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-13737826480540311362013-04-09T02:54:06.377-07:002013-04-09T02:54:06.377-07:00Ini sokuona kwangu murume akadaro munhu anohwisisa...Ini sokuona kwangu murume akadaro munhu anohwisisa PSYCHOLOGY chete. Zvemishonga izvi chokwadi ndechokuti isu vechitema zvinhu zvinoshandisa REMOTE CONTROL tinonyeberana hedu nazvo asi hatina zvinhu zvakadaro. Vakadzi ava vanenge vari vanhu vanongodawo zvechihure, iye murume wacho okasira kuzviona ovanyenga. Umwewo murume abva kwaabva anongokwanisawo kunyenga vakadzi vacho achingopedzisira avata navo nokuti ndidzo tsika dzavo.

Ngatitaurirane chokwadi, vakadzi vashomanana vasina kumbonyengwa nomurume wavasangana naye, asi iwe attitude yako paunoona nyaya kuti yave kuenda kusiko, ndiyo inoita murume arambe achinyenga.

Unopirei munhu wawasangana naye munzira nhambha yako yefoni? Unenge uchida kuti zvizodii. Pakumupa ipapo ndipo paanobva atoziva kuti achapedzisira avata newe. Iwewo unenge watoziva kuti uri kumuda. Changosara kuti zvichaitikirepi chete. Watova hure ipapo.

Mai E Chibwehttps://www.blogger.com/profile/07986876528814645005noreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-79341309686541112662013-04-08T13:11:08.780-07:002013-04-08T13:11:08.780-07:00vamwe varume vanoita sevane mishonga yokunyenga. I...vamwe varume vanoita sevane mishonga yokunyenga. I have known men vakaanyenga all women who joined the we both worked for. In almost all cases vakadiwa, vakatorara nevakadzi ava. Anonymousnoreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-9824767698273052232013-04-08T04:52:11.838-07:002013-04-08T04:52:11.838-07:00Kana murume akunyenga akazoramba achitaura nenyaya...Kana murume akunyenga akazoramba achitaura nenyaya yacho iwe uchimunyemwerera,muchipanana manhambha efoni, ndipo painoita mhosva yako Mai E Chibwehttps://www.blogger.com/profile/07986876528814645005noreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-15299140030666317052013-04-08T02:43:49.515-07:002013-04-08T02:43:49.515-07:00What if I'm just attractive (tall ,big boobs ,...What if I'm just attractive (tall ,big boobs ,nice hips ,matako). Men always come after me is it my fault? I'm happyly marriedAnonymousnoreply@blogger.com