tag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post7769118866479992481..comments2024-03-11T03:53:10.122-07:00Comments on Mai Chibwe VekwaZimuto: Chihure chisina zvokurhojana.Mai E Chibwehttp://www.blogger.com/profile/07986876528814645005noreply@blogger.comBlogger5125tag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-4756774356718421022019-03-03T03:11:23.419-08:002019-03-03T03:11:23.419-08:00Kuhura hakuitiswi nokusagutsikana newaunaye. Kana ...Kuhura hakuitiswi nokusagutsikana newaunaye. Kana wahwisisa kuti hausi kuguta, unofanira kugadzirisa nyaya yako mumba kuti mese mugute. Kuhura hazvigadziri nyaya. Kunotowedzera kuipa kwenyaya.

Kana nyaya mumba isingagadziriki, siyana neuyu waunaye wonotsvaka umwe. Kwete kuhura. Asi hapana nyaya isingagadziriki mumba kana mese muchihwisisana pakutaura. Kana uchiona kuti mune nyaya, budira umwe wako pachena ai muudze kuti uri kumuudza nokuti unomuda. kana akaterera akazama kugadzirisa iwewo chimuudza kuti waona kuchinja kwemaitire ake uye unozvifarira.

Koita varume vasingahwisisi kuti kana mukadzi ane mimba, ndipo paanotofanira kunatsa kuiswa nguva dzese kusvika ava pedo nokuzvara. Zvinoita kuti kuzvara kuite nyore.

Mai E Chibwehttps://www.blogger.com/profile/07986876528814645005noreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-22662192015890598202018-12-30T01:53:50.913-08:002018-12-30T01:53:50.913-08:00Enter your comment...kuzohura unenge usina kugutsi...Enter your comment...kuzohura unenge usina kugutsikana neyaunenge uinayo gyz saka handione sepane chakaipa ini kutsvagawo zvirinaniAnonymoushttps://www.blogger.com/profile/15560424018619818976noreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-83565801268910674552016-02-19T12:11:19.605-08:002016-02-19T12:11:19.605-08:00Makadii. Amai ini ndinoti. Chihure bcz mucadzi kan...Makadii. Amai ini ndinoti. Chihure bcz mucadzi kana murume akarora kana kurorwa afanire kuzvifumura....Anonymousnoreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-32740545916862837462016-01-03T13:17:50.011-08:002016-01-03T13:17:50.011-08:00Kuhura kuita zvinhu zvausongadi kuitigwa- kana kut...Kuhura kuita zvinhu zvausongadi kuitigwa- kana kutumira vamwe mapikicha wakashama uchizobvuma mumwe wako akazviita , then its fine. Ikezvino kwava neanonzi ma"open relationships" which do exactly what i am talking about without offending your partnerAnonymousnoreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-57704537152202070522015-12-19T02:54:10.482-08:002015-12-19T02:54:10.482-08:00Mai chibwe makadii ini ndinoti chihure zvakare muk...Mai chibwe makadii ini ndinoti chihure zvakare mukadzi anenge akabvira kuhura ari musikana nekuti hapana paungasiya chombo chemurume wako wonoti name name nechemurume wekurussia kana usiri hure taura nezvemurume wako kwete vamwe varume dai aripedyo murume iyeye chii chinozoitika at the end vanovata vese secrehttps://www.blogger.com/profile/14313860225403859089noreply@blogger.com