tag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post8459727129333806057..comments2024-03-11T03:53:10.122-07:00Comments on Mai Chibwe VekwaZimuto: Kubvuma kurhojewa musi wekutanga kudananaMai E Chibwehttp://www.blogger.com/profile/07986876528814645005noreply@blogger.comBlogger1125tag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-75543105256316455592016-10-04T03:21:12.759-07:002016-10-04T03:21:12.759-07:00Regai nditange nekutaura kuti ndiri murume akaroor...Regai nditange nekutaura kuti ndiri murume akaroora uye ndinopota ndichitsvaka vasikana vekurojana navo - chihure. <br /><br />Kana musikana achidanana nemunhu akaroora, hukama uhu kunyange mukada kuhushanangura sei, ndehwechihure saka naizvozvo handione chakaipa kuti mukwirane chero musi wekutanga. <br /><br />Asiwo, kana muri kudanana zviya zvekuti muri kugadzirira kuti pamwe muzoroorana, hazvinaki kuti mukwirane nemusi wekutanga. Zvakaipira kumurume zvese nekumukadzi. Kumurume zvinoratidzawo kureruka kwako zviya zvekuti chero mava muwanano ungangozohurawo. Kumusikana, ndokuti uri joki chairo. Zvoratidzazve kuti wese wawakadanana naye waipakurira poto iyi.Anonymousnoreply@blogger.com