tag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post8579158964543714300..comments2024-03-11T03:53:10.122-07:00Comments on Mai Chibwe VekwaZimuto: Kusunga/KusungwaMai E Chibwehttp://www.blogger.com/profile/07986876528814645005noreply@blogger.comBlogger11125tag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-64465100905327841102021-03-12T18:51:52.052-08:002021-03-12T18:51:52.052-08:00Ini ndinoona sekuti nyaya dzekusungwa kwemurume ka...Ini ndinoona sekuti nyaya dzekusungwa kwemurume kana mukadzi zviri mumhando dzemishonga yatinonzwa ichitaurwa nezvayo one ma mystery but inotova mhando yekuroya nokuti zvinoitwa kubudikidza neshanje/ kuchengera saka zvine utsinye. Naizvozvo hatigini kuzvinyepera kuti hazviko ivo vanhu vachifa nazvoAnonymoushttps://www.blogger.com/profile/08657357876398467826noreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-29794160062140612102019-10-26T23:01:47.897-07:002019-10-26T23:01:47.897-07:00Zvekusunga ndezve kunyepa izvo I ngano dziya. Munh...Zvekusunga ndezve kunyepa izvo I ngano dziya. Munhu anonzi ayita runyoka iye atora chirwere pane kuti ayende kwa Doctor anoswera kutenderera mudzi n'anga nemuma porofita achinyeperwa mari ichipera kusvika chirwere chakomba munhu ofa. Vanhu vatema tichiri kumashure ma beliefs edu arikutodzorera kumashure zvo siririsa izvi.Hakuna chinhu chinonzi chinoitika kuvanhu vatema chete chisingaitiki kune mamwe marudzi. Vamwe varikuti hee zviriko vakatoita zvekunzwawoo senyaya asi havana kuzviona zvichiitika zvakafanana nengano dzana Tsuro NAGUDO.NGATIMUKEIWOO KUBVA MUKUPUSA VAKOMANA. Lavistohttps://www.blogger.com/profile/15087994494176356537noreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-50439785202717930252013-07-16T11:58:45.266-07:002013-07-16T11:58:45.266-07:00Vakadzi vanhu. Haisi michini inonzi inofanira kudi...Vakadzi vanhu. Haisi michini inonzi inofanira kudigwa dhiziri pamaawa matatu kana mana. Umwe noumwe mukadzi munhu akasiyana noumwe uye mamirire aaakaita pamuviri wake akasiyana noumwe mukadzi. Vamwe vakobvu, vamwe vatete, vamwe vane magaro makuru vamwe madiki, vamwe mazamu makuru vamwe madiki, vamwe vafupi vamwe varefu.

Mukadzi umwe chete anokwanisa kuva nezvakawanda zvaakasiyana noumwe.

Kuzotizve kudya kwake kunosiyana zvokuti zemo raanoita rakasiyana neraNhingi.

Madire aanoita kuvata nomurume wake zvinobva nokuti iye nomurume wake vakagarisana sei uye vanoshamwaridzana zvakadii. Pakutaura vanohwisisana here. Iye anokwanisa here kuudza murume kana aita zemo.

Zvadaro pauviri hwavo vanofarira kuvatana here vese. Asi kazhinji munhukadzi anoona sokuti kugaroiswa nomurume kunoratidza rudo.

Kana muchangoroorana munokwanisa kuvatana katatu kana kupfuura pazuva asi kana mazogara nguva munokwanisa kuti 5-10 times pavhiki. Mukazoita mwana pamwe munoderedza kusvika pa 5-7 times pavhiki.

Zvekuti maitire izvo zvinobva nokuti maitire anokunakirai ndeapi.
Mopota muchiti mukaita zvinoda mukadzi, momboitawo zvinoda murume. Saka hwisisai kuti mese munodei? Mai E Chibwehttps://www.blogger.com/profile/07986876528814645005noreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-68342490877676117972013-07-16T07:50:57.840-07:002013-07-16T07:50:57.840-07:00ko vakadzi vanoda kukwirwa kangani pazuva uye stai...ko vakadzi vanoda kukwirwa kangani pazuva uye staira ipi inovanakiraAnonymousnoreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-25429642739075602292013-06-30T23:30:46.361-07:002013-06-30T23:30:46.361-07:00Kana iriko chitiratidzai munhu umwe chete anokwani...Kana iriko chitiratidzai munhu umwe chete anokwanisa kugadzira mishonga yacho. kuka
zopera mwedzi miviri totanga kukupa mari inopfuura million dollars gore rimwe nerimwe kupfuura makore gumi. Chinohi vodoo kutyisidzira vanhu vasina njere. Uchaonazve kuti kana pakawana munhu anopikisa vatereri vanobva vaudzwa kuti ane mishonga ine simba kupfuura vamwe. Pano tiri kuti kana pane anazvo zvinoshanda ngaatiudze timupe mari yaasingapedzi. After all iye anodawo kutengesa technology yake yaakaita makore achiita research yacho. ngaangotipa Product yacho chete. Hatidi kumutorera ruzivo.
Mai E Chibwehttps://www.blogger.com/profile/07986876528814645005noreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-79192724077848742742013-06-30T14:51:57.110-07:002013-06-30T14:51:57.110-07:00mishonga iriko veduwe, ikoko kune dzimwe nyika ine...mishonga iriko veduwe, ikoko kune dzimwe nyika inenge yava kunzi 'vodoo' isu kunowo toti chivanhu.Anonymousnoreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-74221410032388025212013-06-18T12:42:18.305-07:002013-06-18T12:42:18.305-07:00Asizve tinofanira kutaura kuti sei zviitiko zvakad...Asizve tinofanira kutaura kuti sei zviitiko zvakadai zvichiitika kune dzimwe nyika dzisingambofungi kushandisa mishonga.Kuitrika kwazvo kwakangofanana kana tichitarisa paPERCENTAGE yevanhu vanozviwana tinoona yakangofanana kureva kuti kana mushonga uripo hausi kuwedzera vanhu vanobatwa nemishonga iyi. Kana pane anokwanisa kupindura ipapo ngaapindure. Nyaya yomurume kurambira mumukadzi inoitika kwese kwese. Freequency yacho ndiyoyo imwe chete. Saka zvinorevei? Mai E Chibwehttps://www.blogger.com/profile/07986876528814645005noreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-17982449702830454792013-06-18T02:42:35.631-07:002013-06-18T02:42:35.631-07:00Mubvunzo wekutanga watinofanira kupindura ndewekut...Mubvunzo wekutanga watinofanira kupindura ndewekuti mushunga uriko here.ini ndinobvuma kuti hongu iripo asi haisi yose inoshanda. Ini mbuya vangu vakabereka babawangu viva nawo mushonga wokuti wese aiba mumunda mavo waiwanikwa arimo ashaya kwekubuda nako. Vaizoti vakamurova neshamhu obva bengenuka. Dambudziko nderokuti hapana wavakasiyira mushonga uyu. Anonymousnoreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-4937795399577253522013-06-18T00:02:10.750-07:002013-06-18T00:02:10.750-07:00Mmmm, iyi nyaya ndakaitarisawo ini nerumwe rutivi,...Mmmm, iyi nyaya ndakaitarisawo ini nerumwe rutivi, taking it frm a different angle. Handisi anofarira kutaura nekubvuma zvechivanhu nguva dzese asi ndinoda kuti nditi kusunga, kusungwa, runyoka zvinhu zvinofanira zviriko. You see the problem with african science is that we dont have tangible evidence plus records. But the truth is those things are there and if you happen to be the unlucky one yu can be caught on crossfire. We as Africans, we are trying to adopt western ways plus as Christians, its some sought of a sin, so many people dont wanna go that way if understand what am trying to say.Anonymousnoreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-37948026185597168402013-06-17T13:04:07.681-07:002013-06-17T13:04:07.681-07:00Ngatitange tatarisa kuti chinohi chivanhu chii. Zv...Ngatitange tatarisa kuti chinohi chivanhu chii. Zvikuru ukahwa munhu achiti NDEZVECHIVANHU, anoreva kuti zvine MYSTERY mukati saka vashoma vanozvihwisisa, uyezve zvinongoitika kuvanhu vatema.

Kana zvazoonekwa kuti zvinoitika kumarudzi ese hazvichisiri zvechivanhu. Nyaya yokurambira inoitika kunyika dzese, hazvinei kuti iKEnya, Zimbabwe, USA, UK, China, Australia, chero. Cghinozoitika ndechokuti pazvaitika pane vanhu vatema vanokasira kuti paita mushonga asi chokwadi chiri chokuti hapana mushonga unoitisa zvi muZimbabwe wozohi wazviitisa kune imwe nyika isingatombozivi kuti kune mishonga.

Tanga waverenga apa pakahi CHOMBO KURAMBIRA MUMUKADZI.

http://maichibwe.blogspot.co.uk/2012/08/kutadza-kubuda-mumukadzi.html
Mai E Chibwehttps://www.blogger.com/profile/07986876528814645005noreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-20852135447653980542013-06-17T06:10:08.102-07:002013-06-17T06:10:08.102-07:00Hmm apa pane nyaya apa. ku science hakushaikwi exp...Hmm apa pane nyaya apa. ku science hakushaikwi explanation but chishona chinenge chiriko futi. Handisi munhu anonyanya kufunga nezve chivanhu asi nyaya dzacho dzawanda. Ku Kenya kune imwe yakaitika gore raka pera yainzi ( Man got stuck on a married woman)ikatobuda video yacho pa internet kuno ku Zim kune nyaya isina video yemwana ane makore 16 akanamira na amai wane 36 makore. Zvimwe tisu tinochiwanza chivanhu asi zvinenge zvirikuitika kwese kwese muno mu Africa.
Hameno isu tinenge tisina ma facts chaiwo zvimwe kunyeperwawo ne vanenge wachida kuita mari.shepherdnoreply@blogger.com