tag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post8983190593624035196..comments2024-03-11T03:53:10.122-07:00Comments on Mai Chibwe VekwaZimuto: ZviminyamutundoMai E Chibwehttp://www.blogger.com/profile/07986876528814645005noreply@blogger.comBlogger4125tag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-13488305905382175752014-11-13T13:20:08.314-08:002014-11-13T13:20:08.314-08:00Kunaka kwemurume kunobva pane zvakawanda asi zviku...Kunaka kwemurume kunobva pane zvakawanda asi zvikuru zvacho zvinoti

1 kuratidza rudo kumukadzi
2 Kupa mukadzi rusununguko gwekutaura zvaanoda uye zvinomunakira kana abvunzwa
3 Kuratidza kuda nokufarira muviri wemukadzi wako.
4 Kugaroudza mukadzi kuti unoda kuvata naye
5 Kuti wapinza chombo mumukadzi woita nguva inopfuura 10 minutes usina kumudiridzira urume. murume anonaka anopedza nguva refu ari mukati memukadzi wake.
6 Mukadzi wemumba ngaazive kuti mumba mune murume zvisina dictatorship asi rudo.

Kana ukasahwisisa nyaya iyi zvinonetsa kuhi unonaka, zvikuru kana mukadzi wako akambovata nevamwe varume akataridzwa rudo uye kunakigwa.
Mai E Chibwehttps://www.blogger.com/profile/07986876528814645005noreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-41029449272758788182014-11-13T05:00:06.219-08:002014-11-13T05:00:06.219-08:00Ndatenda, asi mune shoko ramataura rokuti varume h...Ndatenda, asi mune shoko ramataura rokuti varume havanaki vose. Ndezvipi zvinoita kuti murume anake. ini semurume ndinoda kudzidzawo.Anonymousnoreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-43734233990141776502014-11-12T04:00:02.885-08:002014-11-12T04:00:02.885-08:00Kunaka kwemukadzi kwakasiyana nokunaka kwemurume n...Kunaka kwemukadzi kwakasiyana nokunaka kwemurume nokuti kuri mufungwa yomurume, hakusi pamukadzi uye hakuwanzi kuva nei nezviito zvomukadzi pakuvatana kwake nomurume. Murume akabva atarisa mukadzi akafunga kuti mukadzi uyu akafita kunaka chose, paanozovata naye anomunakirawo chose. Saka kana fungwa yake ichiti mukadzi ane zviminyamutundo anonaka, paachavata naye achiona zviminyamutundo achanakigwawo naye.

varume vanozvinhu zvavanofunga kuti zvinoitisa kuti mukadzi anake pakuvatana naye zvisinai nokunaka kwekuvatana nomunhu zvinoti magaro, matinji, mazamu, muromo, Zvese izvi hazvinei nokunaka kwemukadzi asi varume vanokuudza kuti mukadzi ane matinji makuru anonaka. Zviri mufungwa chete.

Mukadzi wese anonaka. Asi kana akahwisisa kutchinja attitude yake pakubata murume, anowedzera kunaka. Akazionekwawo ane zvimwe zvinohi zvinonaka, anowedzera futi kunakira murume.
Varume ndivo vasinganaki vese. Asi akadzidza kunonoka kudiridzira mukadzi anobva atanga kunakira mukadzi

Mai E Chibwehttps://www.blogger.com/profile/07986876528814645005noreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-40640043265703897652014-11-12T03:46:17.039-08:002014-11-12T03:46:17.039-08:00Ko ichokwadi here kuti mukadzi anazvo anonaka kuva...Ko ichokwadi here kuti mukadzi anazvo anonaka kuvatana naye kana kuti kungotaura kwavarume?Anonymousnoreply@blogger.com