tag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post9138763635929376058..comments2024-03-11T03:53:10.122-07:00Comments on Mai Chibwe VekwaZimuto: Mukadzi/murume asina zvaanonzwa pakuvatanaMai E Chibwehttp://www.blogger.com/profile/07986876528814645005noreply@blogger.comBlogger2125tag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-35005347597171899972013-08-14T13:50:49.968-07:002013-08-14T13:50:49.968-07:00Kune vanhu vakawandia chose vari pauri apo. Asi ny...Kune vanhu vakawandia chose vari pauri apo. Asi nyaya yedu ino inoratidza kuti kana uchinakigwa nezvinoitwa pabhinzi uye ur wega zvinoreva kuti kusanakigwa panyaya yokupinzwa zvinobva pane zviri kuitika mufungwa. Zviri nani ukasire kunobvunza varapi kuti nyaya yako iri papi. Usaenda nomurume. Enda wega kuti ukwanise kudavira mibvunzo pasina zvokufunga zvinoreva mhinduro dzako. Zvikuru nokuti wataura kuti murume haazivi kuti nyaya iri papi.

Usagara nenyaya iyi pasina zvauri kuita nayo. Ukuzve usarega ichikudya moyo nokuti zvikadaro kuitika kwazvo kunowedzera.

Chimwezve wedzera kurerusa muviri kana mava pakuvatana. Wowedzera kuzviudza kuti uri kuda kuvata nomurume wako. Ukaterera vanazvo vachitaura unohwa vamwe vavo vachiti zvakazovanakira fungwa dzavo dzachinja mafungire.

Varapi havasi vese vanohwisira nyaya iyi. Kune vamwe vanongokubvisisa bhurugwa vokuvhura chitubu votarisa mukati vokuudza kuti hapana chakaipa saka enda unoiswa, asi iwe unoziva kuti hazvina chazvinokupa. Unokwanisa kuenda kune vakawanda usati wawana anokugarisa pasi asingakuvheneki muchitubu, okubvunzurudza nyaya dzoupenyu hwako.

Mai E Chibwehttps://www.blogger.com/profile/07986876528814645005noreply@blogger.comtag:blogger.com,1999:blog-37147639064073267.post-48454901498215195802013-08-12T01:53:35.230-07:002013-08-12T01:53:35.230-07:00Iyi ndiyo nyaya irikundishusha. Ndinonakirwa ne ku...Iyi ndiyo nyaya irikundishusha. Ndinonakirwa ne kubatwa nekuzvibata bhinzi asi pakuzopinzwa hapana zvandinohwa.
Ndinotoita kunyebedzera kuchemerera murume wangu iye otoita kuwedzerera achinakigwa. Uye zve ndinorwadziwa ' mudumbu' chii nhai mai?
Manje last time ndakazoguna ndaita Dry ndisina kutota, murume wangu haanakuzvifarira.
Ndibatsireiwo. Ndambofunga kuti imental block sezvamataura asi handina kumbobatwa chibharo. Ko kurwadziwa mudumbu pakuita?
Ndinomuda murume wangu asi ndatove professional screamer pasina zvandirikunzwa.
Ndakamboedza ma styra, kuisa romantic music, kupfeka sexy lingerie ndichiti pamwe ini ndinozonzwa asi hapana.

Maita, ndiregereiwo ndarebesa asi zvinondishaiyaisa mufaro. Ndinemakore 27. Anonymousnoreply@blogger.com