Mai Chibwe VekwaZimuto

Pano panotaugwa nyaya dzokugarisana mudzimba zvakanaka chete.

Sunday, 2 January 2022

Kwahi:"Munhukadzi anomira kuda kuiswa ava nemakore mangani? "

›
  Ndikumhoresei uye ndichiti Makorokoto tapinda mugoredzva 2022.  Pamubvunzo uyu wekuti munhukadzi anopedzisira kuda kuiswa nomurume kana ku...
Saturday, 6 February 2021

Chigwere che Covid 19

›
 Pano handidi kupedza nguva ndichitsvagurudza kuti chigwere chinohi COVID 19 chakabvepi. Havina basa kuti chakabvepi. Chine basa ndechkuhwis...
2 comments:
Tuesday, 3 December 2019

Murume anotadza kubudisa urume pakuvatana

›
Nyaya yokunonoka kutunda asi iwe uchida kutunda inoitiswa nezvakawanda. Zvinohi munrume anotadza kutunda kana achikwanisa kuti munovatana h...
3 comments:
Monday, 5 August 2019

Kana mukomana asina mari yeroora

›
Mazuvano vana vakaberekwa panguva inotangira mugore ra 2000 vava kusvika panguva yokuroora nokuroogwa, asi panguva iyi nyika yedu yakawana z...
2 comments:
Monday, 4 March 2019

Mubvunzo wezvokuhura. Pindurai nokukasira PLEASE

›
Vakadzi, Kana ukawana murume wako achiisana nechidhori chine zvese zvine munhukadzi uye chichitochemererawo, murume achiratidza kuti ari ku...
1 comment:
Sunday, 24 February 2019

Kugeza tsvina mutsinga

›
Ndinonzwa zvichinzi mukadzi anogeza tsvina pakuenda kwaanoita kumwedzi, asi murume anoitawo tsvina mumuviri or musystem zvichibva pakuvat...
2 comments:
Saturday, 22 December 2018

›
Veduwe. Ivai nekisimisi yakanaka inofadza mhuri dzenyu dzese. Munyika yedu vahu vakawandisa vanourayana pa Kisimisi, zvikuri mumigwagwa. Dai...
Wednesday, 14 November 2018

Zvokudya zvokupa varume vedu

›
Zvokudya zvokupa varume vedu 1.     Walnuts 2.     Dovi remhodzi dzemapudzi 3.     Strawberries and raspberries 4.     Avocados 5....
8 comments:
Friday, 26 October 2018

Kunyengwa mubhazi, chitima, ndege, Lift

›
" Ndodawo kubvunza kuti kana ndiri parwendo rurefu, sokuti two days, ndikasangana nomukomana ari kuenda kumwe cheteko neni, aandinyenga...
Tuesday, 4 September 2018

Mibvunzo nemhinduro 18

›
Pamibvunzo apa kana yasvika 50 tinomirira ipapo totanga rimwe gurupu. Gurupu 17 yakazara saka tava kutanga rino Gurupu 18. Zamai kusabvunza ...
2 comments:
›
Home
View web version

About Me

Mai E Chibwe
Committed to my family. My ID is in my name and in my person of daughter, sister, wife, mother, friend, etc not in my profession, so I do not give my profession as my ID.
View my complete profile
Powered by Blogger.