Mai Chibwe VekwaZimuto
Pano panotaugwa nyaya dzokugarisana mudzimba zvakanaka chete.
Tuesday, 5 June 2018
Mazano ekurumura mwana
Tichada kumbotaura nezvokurumura mwana. Kana ukasanatsa kuhwisisa nyaya iyi mese mai nomwana munoshushikana chose panguva yokurumura. Saka ndichambotaura nezvazvo kuti tione zvatingahwisisa.
No comments:
Post a Comment
‹
›
Home
View web version
No comments:
Post a Comment