Nyaya yokusanyorova inonetsa vakadzi vakawanda munyika
dzese.Inokonzera kusada kuiswa nomurume nokuti zvinenge zvogwadza kana murume
achipinza. Muviri wemunhukadzi wakagadzigwa zvokuti chitubu chinyorove kana
angofunga nyayya yokurjojewa. Kunyorova uku kunoitika bhinzi isati yatombomira
uye matinji asati atanga kuzvimbrira.
Zvinitika kuti iye muridzi kazhinji haatombozivi kuti ange atanga
kunyorova. Muchitubu mune zvipoto zvekunyorovesa zvinogaroongorora kuti mukadzi
uyu ari kufungei. Akangotanga kufunga nyaya dzinorerekera kurhoji, zvipoto izvi
zvototanga kupfachura mvura kunyorovesa mukati mechitubu kutii kana fungwa idzi
dzikazokonzera kuti mukadzi apinzwe chombo mukati munge makanyorova zvokuti
haasvuuki uye murume haasvuukiwo. Pamwe munovatana zvine ganyabvu mukati kana zemo rakakwira zvokuti dai pasina kunyorova, dai hosipitari dzichigara dzagazara nevanhu vakuvadzana.
Zvinoitika kutii mukadzi anyorove mukati iye asingatombozivi
uti anyorova iri nyayya yokuti kunyorova kwake kunoitika kakawanda pazuva.
Varume vanomira chombo kakawanda pazuva, zvikuru kana avete. Isuwo tinonyonrova
kakawanda pazuva zvikuru tivetewo. Kune vakadzi vakawanda vanotofamba vane
zvimucheka zvinohi panty liner, zvavanoisa pamberi mukatime bhurugwa kudzivirira
bhurugwa kuita machakwi. Pazuva unokwansa kuchinja zvimicheka izvi pese paunoenda
kutoilet. Zvikuru vakadzi vechidiki vanoti akangoona murume akagwinya kana kuti
akanaka kutarisa, kamwe kafungwa kadikidiki kobva kasvika kachiti murume uyu
anofanira kuva anonaka. Kafungwa keruchiva aka ndiko kanokonzera kutanga
kunyorova zemo risati ratombotanga.
Kunozoti wava panyaya yokuti unziva kuti pano nyaya
inotosvika pakupinzwa chombo, murume aripo iwe uripo, mava kutaura nezvekuvatana,
unotanga kuita zemo bhinzi yomuka, matinji ozvimbirira, chitubu chotanga
kuchinyatsonyorova zvokuti unosinira tumvura tunonyovesa bhurugwa zvakawedzera,
minyatso yomukawo, ganda romuviri wese rowedzera kudakupurudzigwa. Zemo kana
rasvika pkadai, musvonga waro kuvata nmurume kana kuzvifadza wega kana
zvisingaiti kuvata nomurume uyu. Pamwe unenge waitiiswa zemo
Nomurume arsiri wako usingadi kuti muvatane
Nomurume arsiri wako usingadi kuti muvatane
Pamwemukomana wako asina kukuroora
Pamwe murume ndewako asi kondomu hamuna
Pamwe murume ndewako asi kondomu hamuna
Pamwe hamuna nguva asi zemo munaro.
Ngatibvumiranei kuti kunyorova kwemukadzi kunotanga nefungwa
dzinoitwa naiye mukadzi wacho. Izvi hazvinei nefungwa dzemurume, kana zvito
zvemurume. Murume akaita zvaaita mukadzi akasava nehanya nazvo anokwanisa
kusanyorova, chero zviito izvozvo zvirizvo zvinosiitisa kuti afunge
zvinonyorovesa.
Kusanyorova nokuda
kwezera:
Kunozoti wava munhu mukuru wapfuura makore 40, kunyorova
kunotanga kunonoka, zvikuru kana iwe nomurume wako musingavatani kakawanda
pavhiki. Kana muchiwanza unokwanisa kuramba uchinyorova asi kunyorova kwacho
kunokwansa kunonoka kutanga nokuti ruchiva gwava rushoma.
Mukadzi wechidiki
Pano ndoda kutaura nrenyaya yemukadzi achiri wechidiki asi achinonoka
kana kutadza kunyorova. Pane nguva yokuti mukadzi anotadza kunyorova chero ane
zemo. Izvi zvinokwanisa kuitika zvigokonzera kuti pakupinzwa paya mukadzi
anogwadziwa zvokuti anototadza kupinzwa. Kana akapinzwa, murumewo anotanga
kugwadziwa pavanotanga kuda kukoirana. Zvinokwanisa kupedzisira vanorega asi
vese zemo vanaro uye vachitoda kuvatana.
Pane zvikonzero zvinofunigwa kuti zvinoitisa kusanyorova uku.
Kusafarira maitire emurume
Kusava nemaHORMONE akakwana
Kutya kuiswa
Kunge uchishandiisa zvinhu mukatii mechitubu
Kunge uchishandisa mushonga wechimwewo chigwere
Zvigwere zvekuvatana
Kusava nemaHORMONE akakwana
Kutya kuiswa
Kunge uchishandiisa zvinhu mukatii mechitubu
Kunge uchishandisa mushonga wechimwewo chigwere
Zvigwere zvekuvatana
Maitire emurume:
Toti pakuvatana kwenyu
murume pane zvaanoita zvausingafariri. Zvinokwanisika kuti unogara uchimuudza
asi zvoita sokuti haatereri. Sokuti anongokuti kupinza nokudiridzira ipapo
nguva isina kupera iwe wogumbuka nazvo. Fungwa yako inotanga kungofunga kuti
kuvhurira murume makumbo hakubatsiri chinhu nokuti hazvinaki. Kukaita nguva zvakadaro
fungwa iya inonyorovesa inotadza kuita hanya nazvo yovhara. Panhu potadza
kunyorova chero murume akazodii.
Ndosaka ndichigarokurudzira mese kuti dzdzai kutaurana
makasununguka panyaya idzi. Dzidzaizve kuti kana muchivatana moita muchitaura. Kana
murume ari mukati iwe mukadzi uchihwa kunaka uchihwazve kuti muromo wako urri
kududza kuti zviri kunaka, usakangamwa kupa murume maINSTRUCTIONS okuwedzera
kunaka.
Uchida apinze chombo chese, simudzira chiuno umuudze kuti
pinza yese.
Uchida aderedze sipidhi yekukoira, muudze kuti asamhanyamhanya nokuti zviri kunaka.
Uchida awedzere sipidhi muudze.
Uchida ambomira uture mafemo muudze asi wadaro usanyarara makatura mafemo kudaro.
Uri pasi pake ukahwa kuti haasi kusvitsa paunoda kubaiwa, muudze kuti ambomira unoda kufongora apinde zvakadzika.
Uchida akupe urume muudze
Uchida aderedze sipidhi yekukoira, muudze kuti asamhanyamhanya nokuti zviri kunaka.
Uchida awedzere sipidhi muudze.
Uchida ambomira uture mafemo muudze asi wadaro usanyarara makatura mafemo kudaro.
Uri pasi pake ukahwa kuti haasi kusvitsa paunoda kubaiwa, muudze kuti ambomira unoda kufongora apinde zvakadzika.
Uchida akupe urume muudze
Mukuchemerera umomo taura zvinowedzera kunakigwa kwako.Zvinopa murume manyawi okuzviita.
Kuva munhu
akasungunguka pakutaura nepamaitire chinhu chikuru chokuti mese mudzidze kuita.
Hazvinetsi kudzidza. Tanga nokungotaura zvinhu zvidiki. Unokwanisa kutaura
nechibhende
sokuti, “Nhasi wadipfidzisa.” Ipapo unoona murume onyemwerera
nemanyawi. Chikasir kumukisa asati afunga zvokutaura, womudetemba mutupo wake.
Paanozotaura uchaona kuti anenge akasununguka
zvinovazvinokusunungurawokuwedzera zvokutaura. Ndizvo zvinoita muhwisisane
nokugadzirsa zvisina kunyatsorurama.
Kungopopotera munhu asingatoziviwo zvokuita hakubatsiri
chinhu. Vaviri batsiranai kugadzirisa chese chakaipa. Uchaona kuti chinotora
nguva shoma kugadzirika.
Murume asingatori nguva kubatabatana nomukadzi wake
nokumbopinzawo zvigumwe muchitubu achikwenyerera imomo achikisana nomukadzi
achizevezera zvaanoda kuzoita mukadzi wake, murume ane hugino. Hino iwe kana
uchida izvi, ukasataura, ukatanga kungofundumwara kana nguva yokunovata
yosvika, unoti achaudzwa nani? Wana mashoko asingagumburi okumuudza nawo kuti
imbodai ugodai ugodai nokuti zvinonaka.
Kusava nemaHORMONE
akakwana.
Pane maHORMONE echikadzi anobatsira kunyorova kwechitubu.
Kana ari mashoma, chitubu hachinyorvi uye kupinzwa chombo kunogwadza. Kana uri
panyaya yyokuti uri kuttya kuiswa nokuti zvinogwadza pamwe chikonero maHORMONE
ako. Kasira kunoonekwa uitwe test.
Kutya kuiswa
Toti wakambogwadziswa umwe musi,
Kanaa kuti wakambopiwa chigwere pakuiswa,
Kana kuti wakambobatwa chibaro,
Kana kuti murume wako ane rino zichombo rinotyisa zvokuti kungorifunga unotohwa kutya,
Kana kuti wakambopinzwa chimwe chinhu chisiri chombo zvikakudya moyo,
Kana kuti wakakura uchidzidziswa kuti kuiswa nomunhu asina kukuroora chinhu chisina unhu saka unoda kuiswa asi unoziva kuti zvakaipa nokuti uyu mukomana wako haasi murume.
Kana kuti unongova munu anotya kuiswa usingazivi chikonzero.
Kanaa kuti wakambopiwa chigwere pakuiswa,
Kana kuti wakambobatwa chibaro,
Kana kuti murume wako ane rino zichombo rinotyisa zvokuti kungorifunga unotohwa kutya,
Kana kuti wakambopinzwa chimwe chinhu chisiri chombo zvikakudya moyo,
Kana kuti wakakura uchidzidziswa kuti kuiswa nomunhu asina kukuroora chinhu chisina unhu saka unoda kuiswa asi unoziva kuti zvakaipa nokuti uyu mukomana wako haasi murume.
Kana kuti unongova munu anotya kuiswa usingazivi chikonzero.
Zvinoitika kuti usanyorova chero wada kuiswa.
Mishonga pasina zvigwere
Isu vanhu vatema zvemishonga tinozvifarira zvokuti cheromunhu asingagwari anomwa mishonga uye kuisa mishonga panzvimvo dzomuviri dzisina kana dambudziko.
Isu vanhu vatema zvemishonga tinozvifarira zvokuti cheromunhu asingagwari anomwa mishonga uye kuisa mishonga panzvimvo dzomuviri dzisina kana dambudziko.
Kana uri munhu anoshandisa mishonga muchitubu, pane imwe mishonga inoitisa kuti utadze kunyorova. Mutemo wechitubu ndewekuti hapana chinhu chinoiswamo chisinei nemo. Usashandiisa maSPRAY api zvawo mukati. Kune vakadzi vanoisa munyu kana mafufu esipo mukati, kana umwe mishonga yochikaranga mukati kwahi zvinoita kuti varege nunyorova kuti murume agoshinywa chombo. Hakuna ugino hunopfuura ipapo nokuti uchasvika pakutadza kuvata nomurume wako mese muchir vechidiki wopedzisira wamuruza. Kana uchida kushinya murume, simbisa masuru yechitubu. Unozvikwanisa chero une machakwi akata sei.
Usaisa mishonga muchitubu kana dhokotera vasina kukuudza kut
isa.
Mishonga yezvigwere:
Dziwe nguva unogwarawonorapiwa wopiwa musonga wokumwa. Pane
imwe mishonga inoitisa zvimwe zvinonzi SIDE EFFECTS kureva kuti norapa chigwere
asi inokonzera zvimwe zvausingafungiri kuitika. Unokwanisa kuzotadza kunyrova
zasi. Kana waziva kuti zvaitiswa nomushonga, mira chigwere chipere ugozotii
paita nguva mzamazve kutanga kuvatana. Udza murapi wako kuti ndizvo zvaitika.
Pamwe anokuchinjira mushonga. Zvigwere zvemazvano zvakaita saana iabetes, Hypertension, etc, mishonga yazvo inokanganisa nyaya dzokurhojana.
Zvigwere zvekuvatana:
Pane chigwere chinohi mycoplasma
genitalia chinoitiswa nekamwe kautachiona kasingaonnekwi nemaziso asi kanogara muchitubu nomumuromo. Kana umwe wenyu akava
nako, anokwanisa kupa umwe. Mukadzi akakaita anokwanisa kukanganiswa zvakawanda
ogwadziwa pakuiswa uyezve pamwe otadza kunyorova. Madokotera haakasiri kutsvaka
kanhu aka saka ukasakumbira kuvhenekwa unokwanisa kuita nguva yakareba
uchingochemachema ivo vachikuudza kuti hapana chakkaipa chavari kuona. Kumbira
kutestwa uzive kuti hauna chiutachiona ichi. Kana wanzi enda unotestwa, endai
mese nokuti murume wako anenge anachoo futi.
Todii kana mukadzi
asinganyorovi?
Chokutannga musatukana nenyaya iyi. Fungai nezvokuita.
Mukahwisisa kuti zvinoitika kuvakadzi vakawanda uye pamwe zvinogadzirika
munotanga kuongorora zvakanaka. Mukatanga kupopotedzana munnonoka kugadzirisa.
Hwisisai kuti mukkadzi anofanisa kunyorova musati mapinzana
chombo. Saka murume mirira mukadzi anyorove. Usajaira kuda kupinzwa chombo
usina kunyorova nokuti zvinokuvadza maMEMBRANE anodzivirira zvigwere.
Wedzerai Nguva yokutamba
Vakadzi hatinyayi kufarira kuhi tine zemo pese pese saka
vamwe vedu vanononoka kunyrova nokuti fungwa hadzisi pakuiswa. Wanai nguva
yokumbotamba mese makamurira kuvatana. Murume ngaawanewo nguva yokuti chero
makkamirira kudya paya akawana mukana wekupurudzirawo magaro emukadzi wake
nokumuudza kuti akanaka, nezviwewo zvinofadza, mukadzi anonyorova chero
asingazivi kuti atotanga kunyorova.
Cheromukana waawana ngaajaire kubatabata
mukadzi nokumukudza nokumunemera. Pamunozoenda kunovata mukadzii anenge agara
atova nefungwa yazvo saka haanonoki kunyorova asi imbtambaiwo muite
zvinotaridza rudo. Tori nguva muchitamba
murume achipota achipinza chigumwe mukati achikwizirira kuno kumadziro
ekumusora kwakanangana nebhinzi kunova ndiko kune kanyama kakagwinyirira
kanonaka kukwenyiwa. Muadzi anokasira kunyrova nazvo.
Mukadzi ngaaise BALANCE pazvokudya zvake. Wedzera hove, uye imbodyawo dzimwe mhodzi
dzinonzi FLAX SEED inova ine rimwe zita rokuti LINSEED. Unokwanisa kutova nazvo
mugadheni mako. Wedzera izvi muzvokudyazvako.
Usashandisa zvimwe zvimishonga kuzasi kwako chero zvodii.
Zvibvunze kuti atitude yako chaiyo panyaya yokuiswa iri papi.
Kana muchibika mapoto kana kuti uchingovata nomurume waunoziva kuti haasi wako
unokwanisa kunge zvichikudya moyo kusvika pakuti muviri wako unoita PROTEST
worega kunyorovesa zasi . Gadzirisa nyaya dzako.
Kana wakambobvisa mimba, kana kuti wakambopiwa chigwere nomurume,
zvinokwanisa kukutyisa kuiswa. Enda kuCounselling udzikamise hana panyaya
iyoyo. Nyaya dzedu isu vakadzi dzakawanda uye dzinonetsa kuhwisiswa noumwe
munhu asi ukawana munhu asiri wehama kana shamwari uye waunoziva kuti
haakuzivi, wekutaurira nyaya yako achikwanisa kuihwisisa zvokukubatsira,
unokwanisa kugadzikana hana zvokukwanisa kudzokera zvawanga uri kare.
Nyaya yokunyorova inokwanisa kukurambanisai pasina kupera
gore. Varume vedu vechiZimba havakwansi kugana nomukadzi asingakwanisi kuiswa.
Anokuhurira pasina kupera mwedzi chaiwo. Haahwisisi kuti chigwere chinoda karapiwa. Asi iye akagwara ndipo paanotowedzera kuchengera. Unohwa oti anoda tii pa 30 munites dzega dzega kuti usawana mukana wekunonyengwa. Kana kumagirosa hauendi.
MATE:
Makamirira kudai shandisai mate chaiwo emumuromo. Mate
emukadzi kana murume zvese zvinoita. Murume akaisa mate akawanda pamuromo
wechitubu chomukadzi mukadzi akanyenamisa chitubu, mukadziwo oisa mate machombo
chomurume, mozama kupinzana zvinoita nyore pane kupinzwa usina kunyorova. Pakukoira kwenyu musaita zvine ganyabvu nokuti
mate akasiyana neoiri yemukadzi.
Munokwanisa kunotenga imwe inohi KY jelly yokuisa mukati memukadzi kuti munyorove asi vanoziva
vanoti ukaishandisa nguva refu unoderedza kudzivirira zvigwere kwemukati
mechitubu.
Shandisai makachenjera. Zivazve kuti ndiyo inoshandiswa neNGOCHANI saka paunonotenga ukaona vemuCHEMIST vachikutarisa zvisingaiti ziva kuti vakufungira kuti uri ngochani. Kana zvichikutyisa endai mese nomukadzi kana kuti mukadzi ndiye oenda.
Shandisai makachenjera. Zivazve kuti ndiyo inoshandiswa neNGOCHANI saka paunonotenga ukaona vemuCHEMIST vachikutarisa zvisingaiti ziva kuti vakufungira kuti uri ngochani. Kana zvichikutyisa endai mese nomukadzi kana kuti mukadzi ndiye oenda.
Varume tibatsireiwo:
Mukadzi ane zemo asi asingakwanisi kuvhurira chombo haasi
mukazi wekupopotera. Mukadzi anotovawo neFRUSTRATION yakatopfuura yako iwe
murume. At LEAST anokwanisa kukubatsira nemaoko, mazamu etc ukatokwanisa
kuguta. Ko iye achaita sei kuti agute.
Chigwere chokusanyorova chakangofanana nechigwere kuvarume
chokutadza kumira chombo. Musi waunotadza kumira chombo mukadzi wako
akasakubatsira unowedzera kusamira nokuda kwekudyiwa moyo.
Iwewo mukadzi wako anoda rubetsero kwauri kana atadza kunyorova. Ukamubatsira ukamuratidza
rudo, ukamukurudzira, munokwanisa kukasira kugadzirisa nyaya yenyu
motozotangazve kuvatana zvakanaka. Ukatanga kumupopotera nokumutsamwira kuita sokuti anozviitisa, unotomuwedzera dambudziko. Anobva atofunga kuti uri kuhura.
kana watadza kupinza nokuda kwekusanyorova kwake, mupe chomboiye aone zvokuita nacho, anokwanisa kushandisa maoko, anokwanisa kukwiza chombone mazamu., anokwanisa kumwa chombo semhuruirikumwa mukaka wamai. iwewo ukambosvitsa rurimi pabhinzi yake ukaikwiza norurimi, anokwanisa kuzonyorova wopedzesira wapinza pasiina dambudziko.
kana watadza kupinza nokuda kwekusanyorova kwake, mupe chomboiye aone zvokuita nacho, anokwanisa kushandisa maoko, anokwanisa kukwiza chombone mazamu., anokwanisa kumwa chombo semhuruirikumwa mukaka wamai. iwewo ukambosvitsa rurimi pabhinzi yake ukaikwiza norurimi, anokwanisa kuzonyorova wopedzesira wapinza pasiina dambudziko.
Nyaya iyi ihuru saka musaiita seisina maturo. Kasirai
kuigadzirisa. Hwisisa kuti unokwanisa kuita makore uchinyorova wongozoona umwe musi zvoramba kuitika, kopera mwedzi yakati kuuti uchinetseka nazvo zvozotanga futi kuita seisina kumbonetseka nazvo.
Shandisai KY jelly kana muchifunga zvemimba
Kana musina hanya nemimba muchingoda kuisana kusingagwadzi shandisai maoiri awa anoti
Walnut OIL
Almond OIL
Coconut OIL
Dsese dzikunhuwirira kunoenderana nekuita zemo. Donhedza madomhwe eoiri pamukova wechitubu, uye kuzora oiri pachombo chomurume paanenge oda kuti muchitanga basa. Zvinoita kuti kuisana kusakugwadzisa.
Shandisai KY jelly kana muchifunga zvemimba
Kana musina hanya nemimba muchingoda kuisana kusingagwadzi shandisai maoiri awa anoti
Walnut OIL
Almond OIL
Coconut OIL
Dsese dzikunhuwirira kunoenderana nekuita zemo. Donhedza madomhwe eoiri pamukova wechitubu, uye kuzora oiri pachombo chomurume paanenge oda kuti muchitanga basa. Zvinoita kuti kuisana kusakugwadzisa.
UDZAI VAMWE!!!!!!