Wednesday 27 February 2013

Mukadzi anoweta (squirt) pakurhojewa


Ndakatanga kuhwa nezviitiko izvi pava nemakore maviri kana matatu asi handisati ndazviona ndega zvinoreva kuti ini handizviiti. Hapana kana umwe chete weshamwari dzangu anozviita.ndine shamwari dzakawanda dzimwe dzinobva kuZimbabwe, Malawi, Zambia, Mozambique, South Africa, Botswana, UK, China, ne France. Kozotizve vamwe vandinshandanavo vasingasvodi kutaura zvavanoita nemahurerume avo pa kupera kwevhiki. Chokwadi ndechokuti vanhu vakawanda kuno havasvodi kutaura dzimwe nyaya saka unohwa zvakawanda pavanoudzana nyaya dzavo.

Kotizve vamwe vanofunga kuti kana asingaiti chimwe chinhu haasi kunakigwa kana kunakira murume. Saka anotobvunzurudza vamwe kuti vari kuzviita sei kuti agozamawo kuzvita. Pakubvunza vamwe apa ukaterera mhinduro dzavo unohwissa kuti nyaya dzomudzimba dzakawanda uye kuti udzipedze unoda upenyu hwemakore anosvika mazana maviri.

Mubvunzo uri pakuti chii chinobuda pamunhukadzi pakuweta parhoji nomurume? Chinobuda napai? Uyezve Musati matanga kurhjana zvinenge zviri pai.

Ngatitange nokuongorora kuti murume anozviita sei? Murume anoti akagara zvake achiita nyaya neshamwari dzake, uku muviri wake zvitatu zvinogadzirisa urume.

Mabhora anogadzira mhodzi dziri muurume dzinoitisa mimba kumukadzi
Koti chimwe chifakitori chinohi PROSTATE Gland chinogadzira urume hwacho hunoonekwa huya hwakaita uchena

Kotizve zvimwe zvifakitori zvinohi bulbourethral organs zvingadzirawo imwe oiri yokuvhenganisa nourume.

Toti zviya murume otanga kurhoja mukadzi wake, zvi fakitori zvese izvi zviotaurirana kuti paita zai pano ngatikasire kuendako tinogadzira mwana. Zvinoziva kuti chombo chava mukati nokuti pane zvakawanda zvinoitika panyaya yerhoji. Zvinokumbana pamwe chete zvounganidza zvinhu zvazvange zvichigadzira zvovenganisa zvobudisa urume hune mhodzi uye oiri.

Urume hunobatsira kutakura mhodzi kuti dzisvike kuzai. Mukati memukadzi mune ACID inokwanisa kuuraya mhodzi. Urume hunoderedza ACID asi hunonetsa kudhidha mukati mahwo nokuti hwakakora.
Oiri iya inoitigwa kuti pakufamba muchitubu chomukadzi, mhodzi dzifambe nokukasira nokuti urume husanetsa kudhidha kwacho.

Zvese zvinovhengana pakunakigwa kwevaviri ava hwobudira mukati memukadzi zvokugadzira mwana zvotanga kana ane zai.

Mukadzi.
Mukadzi haana zvese zvandataura izvi kuzhe kwekuti akatoremara. Pakufunga zvokurhojewa, mukadzi anotanga kunyorova mukati mechitubu, uye kuzvimbirira katinji ne bhinzi, minyatso, uye ganda remuviri wese rinotsetseka kumirira kupurudzigwa nokuwedzera kunaka.  Kuzasi kwese hakuna chimwe chinogadzigwa. Isu vakadzi tinogamuchira urume, hatibudisi chimwe chinhu nokuti hapana kwachinodiwa. Murume kana ari mukati akabudisa urume, hunosaramo pamunpedza. Iwe mukadzi ukaweta hazvipindi mumurume saka hapana chazvabatsira panyaya yokuzvarisana.

Vanoziva nyaya iyi vanoti ivo zvinoonekwa zvichibuda pamukadzii haisi weti yakafanana neyatinoitira mutoireti. Ukavabvunza kuti saka chi chinobuda havanyatsi kupindura kuti chii asi kungoti zvakaita se oiri, uye hapana hwema seweti, uyezve kunyorovesa kwacho kwakasiyana nekweweti. Ukabvunza kuti ko sei tese vakadzi tisingaweti zvakadai pakurhojewa, unohwa woudzwa nyaya dzakawanda.

Tadaro tinoonazve kuti kana murume akapinza chigumwe muchitubu, toti mukadzi akavata nomusana oisa piro pasi pechiuno kwete magaro, osimudza mabvi oapatsanisa shoka dzake dzakatsika pamubhedha kuita seanoda kuzvara mwana. Murume akapinza chigumwe muchitubu, akatsvanzvadzira kuno kumusoro kwakananga kubhinzi asi ari mukati, kusvika asvika pamwe pakagwinya nyama kuitasepane bhundu. Akatanga kukwenyerera ipapo, achipota achitenderedza achikwenyerera, panonaka zvokuti akaramba achiita unohwa sokuda kuweta uye unohwa zemo kukura mumuviri wese asi kuwanda pamberi.

Pabundu iri ndipo panohi ukakwanisa kupinzwa chombo zvokuti chinonokwhizapo uku murume akanyantsokubatabata achikoira achikwiza panhu apa, unkwanisa kuzviwetera nokunakigwa. Asi weti yacho inonzi haisi weti as kuti muto unobva pasi pamudzi webhinzi unova iwo unozvimbirira woita bhundu riya rinonaka kukwenyewa nomurume kana kukwiziwa nechombo murume achikoira.

Kana ukavata nedumbu, wosimudza chiuno zvishoma wakabhendhesa chiuno,wopatsanisa makumbo zvishoma, murume wopinza wakadaro, unokwanisa kushandisa chiuno kunangisa chombo chomurume kundobaya baya pamudzi wenhinzi apa zvokuti kunaka kwacho hakutauriki kunongoda uzviitire wega. Asi zvinoda kuti uzive pane bundu iri. Ukajaira kugaropinzwa chigumwe muchitubu nomurume ukati achidaro wopota uchismudza makumbo uchahwa umwe musi apawana panhu apa. Kana iwe muridzi wangoziva kuti ndepapi chidzidzira kuti murume ari mukati wozama kunangisa chombo ipapo. Murume haangazvigoni. Pakawanikwa akaita nguva aripo uchahwa kuda kuweta nokunakigwa kwacho.

Kufunga kwangu vamwe vedu vanopedzisira vato weta asi weti yacho inobuda nepaburi reweti chairo saka tichiitirana nharo kuti iweti here kana kuti haisi weti. Hazvibudi muchitubu . Iwe kana wakamboita weti iyi, tiudzewo kuti yaiva nehwema hweweti yekutireti here kana kwete.

Ndipo pandinoda kusiya nyaya iyi. Vanoweta kana vachirhojewa vachatiudza mafambire azvo.

Ini sokuona kwangu, kana chinhu chichiitika kuvanhukadzi kuti chigohi ndiwo maitire evanhukadzi chinofanira kuitika kwatiri tese kwete kuvashomashoma. Nyaya iyi inoitika asi unongohwa kuti yakaitika kuvanhu asi haumbosangani nomunhu wayakaitikira saka zvinorevei izvi. Zvinoreva kuti handiwo maitikire ezvinhu pese pese. Ukavata nomurume zvikaitika kwauri, funga kuti zvaitika sei kuti ugokwanisa kuzviitazve. 

UDZAI VAMWE!!!!!

18 comments:

Anonymous said...

Maita basa. Imvura iyi inobuda yakati wandeyi sometimes half a cup or more. Inoda ichi tsa tsa ichidziya zvekuti. Haina smell ye weti zvakare inotsvedzerera se derere. Iri almost colourless. Inokwanisa kubuda 2 to 3 times panguva dikidiki

Mai E Chibwe said...

Saka toti ruvara hapana, hwema hapana,asi mvura yacho inobuda nepaburi reweti. Zvinoitika nguva yese here?

Anonymous said...

Not always asi kazhinji. weti ine smell yayo asi mvura iyi haina that strong smell. Kana murume ari pamusoro mvura iyi inobuda ichimudira pa area ye chombo obva apenga nokunakidzwa nokuti inodziya. Kutunda mvura iyi zvinoitika pa chokwadi

Anonymous said...

Ini wangu mkadzi ukaona anyanya kunakigwa pabonde ,paya paanochema ndopainobuda ichiita kuti tsa tsa,pakutanga ndaimboshaya kut chii.hainhuwi,kuvava,haina ruvara.ndikatamba naye zvakanyanya inobuda ndisati ndapinda ini..ndikaona zvadai anenge asisakwanisi kutaura,anondimbundira zvakaomara zviya kut ndi,saka ndaitofunga kut ndomuitire wovanhukadzi vose.ndatoshamisika kunzwa kt handivose

Anonymous said...

Nyaya yekuweta ndeyechokwadi ini im 38,wen i became sexually active ndakapedza makore ndisingazive kuti chinonzi orgasm chii,then one day ndakanzwa kunge ndirikuda kuita weti tiri pabonde,pandakoita let go weti iyoyo ndakanakirwa kunge ndichapenga masheets zvese nematress zvikatota.Kubva ipapo my husband knws kuti if i dnt squirt handina kunakirwa.Haisi weti ende hainhuwe.Im nt quite sure kuti inobuda nepai coz ndinenge ndichinakirwa zvakanyanya painenge ichibuda zvekuti handizokwanisi kutarisisa.

Anonymous said...

Most women can squirt, but u need a man who knows how to make her squirt. The problem is most women think it is pee, then they become tense instead of letting go.

Anonymous said...

Amount yacho inobuda yakawanda zvakadii ? Uye kangani pa round ?

Anonymous said...

In a round of 1 hr or so, a woman can squirt 5 times or more, but fluid yacho inoita ichiita shoma, depending nekuti murume ari kuramba achiisa here when she is squirting [in which case more fluid will gush out]

Anonymous said...

I feel so embrassed coz ma blankes anotota mafirst days ndaifunga kuti ndazviwetera. Saka ndakatryer kuenda kutoilet before bonde bt zvaingoitika. ndaigona kuto screamer kuti ndiri kuda kuenda kutoilet my husband oti itirapo its lyk anozvi enjoyer. Hameno pamwe iweti bt hazvinhuwe manje.

Mai E Chibwe said...

Shandisa tawero hombe chete. Kana mabvisirana mabhurugwa zvokusvoda hapachina. Mongoisa management yenyaya yenyu chete zvotofamba. Tenga zitawero rokuberekesa vana riya woriwadzirapo musati matanga.

Anonymous said...

Varume vekuzimbabwe havagone nyaya dzebonde ndosaka vakadzi vakawand vasati vambo zviita. Rega Chris Brown aimbe achiti ndi chakukwira kusvika watotesa mubhedha.

Anonymous said...

Mai Chibwe ini mukadzi wangu anobuda mvura kuti tsa tsa tsa kana tichikwirana zvokuti zvose zvinhu zvinotota (2litres) . Pa 1 round anokwanisa kutunda ka 5.Maybe because ane matinji mahombe matchsticks size? Manje kana tashanya or tisiri pamba pedu tine ma challenges.Pliz how common is this?

Mai E Chibwe said...

Zvinohi variko vanodaro asi vashomanana saka kana unaye chihwisisa kuti wakawana munhu asingawanikwi nevarume vakawanda. Chichengeta mukadzi wako agare akasununguka moyo kuti musha wenyu uvakwe zvakanaka. Nyaya dzoupenyu ndidzo hadzo asi garai zvakanaka mukadzi wako agaroita zvokuti Tsa Tsa Tsa izvozvo kutaridza kuti mune musha une rudo.

Anonymous said...

Anonymous. Neniwo ndinomboibuditsa mvura iyi. Ndine makore 33. Haibudi mazuva ose kwandiri asi hainhuwi . Sometimes kana kaviri in one night. Ichokwadi kuti yakawanda uye inototesa . Inobuda at random times .

Anonymous said...

Pamusoroi ichokwadi kuti kune vamwe vasati vambotundiswa . Ini Ndiri mukadzi ane 42 yrs .ndakaroorwa ndiine 21 yrs kutenda chaiko ndakatanga 2 yrs ago. Mufunge Ndine vana vatatu kutanga kunakirwa nemurume after 2o years . Izvi zvzkaitika after murume ahura kwa kuenda kuma counselling several kuchurch online everywhere .ndo kutanga kuita research ndokudzidza sex tips and skills zvokwadi kubva ipapo ndinobakirwa nemurume wangu zvisingaite ndi tunda 2 or 3 times during sex. Saka ndinoti kune vasati vatundisana you will get there rambai makashinga .

Anonymous said...

Haaa ini ndakaita mukadzi wangu mazuva ekutanga akaita mvura iyoyo ndikatoshaya kuti ko inndava. Iyewo nekuvhunduka akarakidza kushungurudzika achifunga kuti aroyiwa uye neniwo zvakamvondinetsa coz pane pekuti unoda kuita munhu wako zvangobata kana mumota munenge mave limited nekuda kwaizvozvo so ndaitofunga kuti itori condition inoda kugadziriswa

Unknown said...

Why uchishora rudzi rwako?

Unknown said...

Zvinoitika kana manyatsoita bonde uye mkadzi akava relaxed ,imvura isiri weti and it satisfies murume coz unenge wabata basa asi vakadzi vazhinji are afraid kuburitsa mvura iyi nekuti vazhinji varume vanofunga kuti mkadzi akatunda ndeuya wavanoti imvura dzega hapana zviripo saka vanoguma voita dry sex Inova uncomfortable kana kuzoshandisa ma lubricants ivo vane natural lubricant