caps
combined pill
condoms (female)
condoms (male)
contraceptive implant
contraceptive injection
contraceptive patch
diaphragms
intrauterine device (IUD)
intrauterine
system (IUS)
natural family planning
progestogen-only
pill
vaginal ring
There are two permanent methods of
contraception:
female sterilisation
Male sterilisation (vasectomy)
Vhura makumbo ako
wega pasina zveganyabvu kana kufosana. Kana ukahwa murume anoda kukufosa iwe
chitanga wamuudza kuti
chokutanga: Moenda
mese kuTEST monopiwa ma RESULTS enyu moratidzana. kana umwe wenyu ane chaanacho
mobvapo masina modzokera kudzimba dzenyu mese musina chamapanana. Nyaya yapera.
Kana mese musina
chamunacho, mogara pasi moronga yokudzivirira mimba mese muchibvumirana. Madaro
moronga kuti musi wekuti panzvimbo yokuti ndipo pachatangira zvinhu kupindana.
Worhojewa wakasvinura maziso uchitoziva kuti pano ndadzivirira nyaya dzese.
Zvokuuya kumba
uchizoudza tete kuti une mimba ndiwo anohi maune chhaiwo iwawo. musatisvodesa
nokushaya njere. Mazuvano chero ukadanana nechidhakwachintoziva kuti kunopfekwa
kondomu.
Mimba yakangofanana neHIV pakuti kana usingadi kuibata hauibati, uye inoda vanhu vaviri
Mimba yakangofanana neHIV pakuti kana usingadi kuibata hauibati, uye inoda vanhu vaviri
1 comment:
Maita zvenyu nezvidzidzo zvenyu zvamunogarotipa. Ini zvinondibatsira.
Post a Comment