Thursday 3 January 2013

Zvigwere zvechihure nezvomumba zvokuvatana

Usavata nomunhu wausina kunotesitiwa naye  ukaona mma RESULTS ake
Usavata nomunhu wawakambovata naye kare ndokubva mamboparadzana mukasazotesitiwazve mese
Usavata nomunhu waunoti kakaita mimba unoziva kuti haumudi.
Usavata nomunhu anosvodesa kutaridza hama dzako kana shamwari dzako.
Zvigwere zviri kuvanhu vemabato ese, vatete, vakobvu, vane mari, vasina mari, vanopinda chechi, vasingaindi chechi, vanogeza, vasingagezi, vatsuku, vatema, vese vese vanokwanisa kuva nezvigwere. Usaona akakora wofunga kuti haana HIV. Kana kuona akachekwa ganda rechombo wofunga kuti haana HIV. Hakuna zvakadaro.
___________________________________________________________________

Zvigwere zvechihure zvakawanda uye zvimwe zvacho zvinouraya. Zvimwe zvinogara mumuviri kwenguva yakawanda. Zvese hazvo zvinobatwa neanoda kuzvibata. hazviiti kuti ubate chigwere chechihure asingadi kuchibata.

Asizve kana uri mukadzi/murume wemunhu, unokwanisa kuchibata kana murume /mukadzi wako auya nachokumba. tinozviona mumapepanhau mu Zmbabwe kuti kune vakuru vakuru munezvehondo nezvematongegwe enyika vanozonzi nevakadzi vavo vakavapa zvigwere izvi, zvimwe zvisingarapiki.

Kana wazvipira kuroorana kana kungodanana nomunhu kusvika pakuvata mese, chitoona kuti nyaya yokuvatana iyi yapfumba kusvika pakusamboda kuzovata noumwezve munhu. hwisisa kuti chinonakira umwe wako chii ugogarochiita.

Ukaita mimba une chigwere, unokwanisa kuzvara mwana ane chigwere kana kuremara.

Hwisisazve kuti munhukadzi akamira sei pamuviri wake. uchaona kuti pamberi pake pane maburi matatu anoti tichibva kuno kumusoro kuguvhu, tinoona buri reweti rinobudisa weti ine zvarambwa nomuviri, zvinokwanisa kunge zvine majemhisi. Todzikirazve tosvika paburi rechitubu panova ndipo panopinzwa chombo nomurume.

Tichazoti dzikei zve masentimita matatu chate, tonosvika paburi rokumashure rinobudisa tsvina yezvokudya inenge yarambwa nomuviri.

Chimbofunga kuti buri raunoda kuti murume apinde iri riri pakati pemaburi maviri anobudisa zvinhu zvuneutachiona. Maburi ese awa ari pedo napedo zvokuti vakawanda havatomboone kuti akasiyana. Reweti nerekupinza chombo akatofukidzwa nematinji amwe chete kana ukasabhenengura hautombooni kusiyana kwawo.

Tikatarisazve tinoona kuti isu vakadzi tinofarira kuvhara panhu apa zvokuti pamwe mhepo haipindipo. Kozoitazve vamwe vedu vane magaro nezviuno zvikurusa kuwedzera kupisa kwe panhu apa. Hino nokudaro utachiona hwemuviri hukahwa kupisa hwotowedzera kuita vana. Kana une muviri mukuru uchidikitira pakati pemagaro, woitazve maromo makuru epamberi ugodikitira pamberi nepanechakafukidzabhinzi, wobva wati zvese mberi neshure kunodikitira konyorovera kuchidziya, icho chitubu chinyorowo futi chiri pakati, unofunga kuti utachiona hwunoendepi.

Kune vakadzi vakawanda vanoita zvigwere zvinoitiswa nokuiswa nomurume murume asina chigwere, asi kungoti pakupinza chombo opinza utachiona hwange huri pedo neburi. Kune zvigwere zvakaita se Cystitis zvaunozvipa wega nokuda kwekuiswa utachiona hwuri pedo.

 
  

Pakupisika: 
Tosotizve pakupisika paya, munhu dzidza kupisikira kumashure kure nechitubu. Pane 3 cm chete pakati pemaburi maviri awa kana usina kuita mwana. Kunozoti wazvara zvoti wedzerei. ukapisika usina kuchenjera unogarozviisa utachiona husirihwo.


Kuiswa kumashure
Koitazve vakadzi vane varume vanomboda kupinza kumashure. Kana une murume akadai kana iti iwe muridzi uchimbodawo kupinzwa kumashure, chenjere kuti musi wamunodaro usavhenganisa kuti kumashure wokumberi . kana wada zvokumashure chiita izvozvo chete, wada zvkumberi woitawo izvozvo chete. Kana wada zvokuvhenganisa, tangira mberi wopedzesira umashure. usapinza mberi chambopinda kumashura murume asina kugeza nesipo 

Kugeza musati mavatana
Vanhu dzidzaiwo kutomonovata fungai kuti umwe wenyu achadawo kumbonakigwa saka mese muchatovatana. Tangai mageza. tinoziva kuti dzimwe nguva kune DROUGHT kana kutimvura yakavhagwa. Munhukadzi gara une svimvura svako muchirongo kubhedroom nechidhishi, nezvitawero. Musi unohi magetsi adzima, mvura yavhara, kukangosviba vana vanokasira kuvata, mosvikako moitei? Munomboita nyaya mongozopedzesisa maisana chete. Saka tora kadhishi udire mvura svoma ugezese murume pamberi wozozvigezesawo, mopinda mumachira makagadzrira. Wadaro kwiranai henyu sharaude. 

Kugeza pamberi musati mavata zvakangfanana nokugeza maoko usati wadya sadza. hakuna munhu anokangamwa chinhu chikuru seichi. 


Kana kune shawa kana bvavhu pindai mugeze mopopomedza sipo pamberi ponaka. Hwisisa kut ukajaidza murume kumubata pachombo uchimbopurudzira, anojaira kubatwa ska anozokunonokera pakudiridzira urme zvoreva kuti uchanakigwawo. 

Raini rezvigwere

Sexually transmitted diseases

Reviewed by Dr David Delvin, GP and member of the British Association for Sexual Health and HIV
Unfortunately, in 2012 sexually transmitted diseases (STDs) have become more common in Britain than ever before. Last year, there were nearly half a million new cases of STDs reported from sex medicine clinics, with 427,000 being recorded from England alone.
This increase is undoubtedly because more and more people are having enjoyable, but sometimes risky, sex lives – often with several partners.
The highest rates are among young adults, aged 15 to 24.
What sort of diseases are we talking about?
Below you'll find a number of conditions that are currently being seen by NHS genitourinary medicine (GUM) clinics in the UK.
Please bear in mind that some of them (most notably thrush) may not have been acquired through sex.

Chlamydia

In 2012, about 190,000 people were diagnosed with chlamydia in English GUM clinics.
Many more were diagnosed by GPs or in community screening programmes.
Countless others have acquired the infection, but they do not realise it.
Chlamydia is the most common and fastest-spreading sexually transmitted disease in the UK. It's caused by a bacteriumChlamydia trachomatis.
Unfortunately, many people (particularly females) have no symptoms at all. Where symptoms do occur, they may include pain in passing urine and a discharge. They usually appear approximately 7 to 21 days after infection.
Chlamydia can also cause a form of conjunctivitis in adults. Also, this eye infection may occur in the newborn babies of mothers who have chlamydia.

Gonorrhoea

In 2011, the incidence of gonorrhoeal infection (the clap) rose by an alarming 25 per cent in England. GUM clinics saw about 21,000 new cases of gonorrhoea in the year.
Gonorrhoea is caused by Neisseria gonorrhoeae, a bacterium that grows and multiplies quickly in moist, warm areas of the body – such as the cervix, urethra, mouth, or rectum. The cervix is the most common site of infection in women.
However, the disease can also spread to the Fallopian tubes and other internal genital organs, causing such conditions as salpingitis and pelvic inflammatory disease. These may lead to to infertility.
Gonorrhoea is most commonly spread during genital contact, but it can also be passed from the genitals of one partner to the throat of the other during oral sex.
Gonorrhoea of the rectum can occur in people who practise anal sex. In pregnant women, gonorrhoea can be passed from an infected woman to her newborn infant during delivery.

Genital herpes

In 2011, about 31,000 new cases of gential herpes were seen at GUM clinics in England. In addition, it is believed that some thousands of other people developed herpes but were not seen at a clinic.
Genital herpes is a highly contagious viral condition caused by the herpes simplex virus (HSV).
It infects the skin and mucous membranes of the genitals or rectum, but it can also appear in areas such as the mouth, particularly the lips.
Its chief symptom is an outbreak of small blisters, and these can be very painful.
It's transmitted primarily through physical and sexual contact. During birth, the presence of herpes simplex virus in the birth canal is a threat to the infant's life.

HIV and AIDS

In 2011, 5,600 new cases of HIV were diagnosed in the UK. This is actually a slight decline on the previous year.
There were 4,050 men, and 1,550 women. Also, an unknown number of people caught HIV but did not realise it.
Forty eight per cent of those who were diagnosed with HIV last year were men who have sex with men (MSM). And 47 per cent acquired the virus through heterosexual (male-female) contact.
The remaining 5 per cent was mainly made up of intravenous drug users and people who received infected blood transfusions overseas.
The Health Protection Agency estimates that currently there are about 90,000 people in the UK who are HIV-positive, but roughly 24,000 of them do not know that they have the virus.
Some of those who are HIV-positive will go on to develop AIDS. In Britain, there were 375 deaths from AIDS in 2011.
AIDS is a potentially lethal disease, which is caused by the HIV virus.
HIV means 'human immunodeficiency virus'.
HIV invades and destroys the immune system, which protects the body from infection.
This means that a person who carries the HIV virus is prone to many different illnesses and may die from diseases that are harmless to healthy people.
In some countries, particularly those located in Sub-Saharan Africa, the HIV rates are very high.
For instance, in the Republic of South Africa it's estimated that about 11 per cent of the population is HIV-positive.

Genital warts

In 2011, English GUM clinics saw 76,000 new cases of genital warts, an increase of 1 per cent on the previous year. Many other people develop warts, but they are not seen at clinics.
Warts, or condylomata acuminata, are caused by the human papilloma virus (HPV).
Many months can pass from the time of infection to the actual development of warts, so it may be very difficult to determine who you got them from.
In women, HPV can lead to microscopic changes in the cervix and to the development of cervical cancer.
HPV is now thought to be associated with various other cancers, including carcinoma of the anus and of the throat and adjoining regions.
In 2012, it seems increasingly likely that throat cancer may be linked to HPV infection during oral sex.

Syphilis

In 2011, the incidence of syphilis went up by about 10 per cent.
Almost 3,000 cases were seen at GUM clinics. About three-quarters of all cases occurred in men who have sex with men (MSM).
If left untreated, syphilis is a dangerous and life-threatening disease. It's caused by a corkscrew-shaped germ called Treponema pallidum.
It's passed on by intercourse or by almost any other form of sexual interaction, including anal sex.
The first symptom appears between 9 and 90 days after exposure to the germ that causes it. A small lump develops at the infection site (usually the penis, the anus or the vagina), and this soon breaks down to form a painless ulcer.
Later, there is a secondary stage (characterised by fever, rashes and throat ulcers), and eventually a tertiary stage (in which the germ may attack the brain, spinal cord and other organs).

Non-specific genital infection

This rather 'catch-all' term means any sexual infection of the genitals in which a causative germ has not been found. It’s probable that many cases are actually caused by chlamydia.
The diagnosis of 'non-specific genital infection' is mostly made in men. It is frequently referred to as 'non-specific urethritis' or 'NSU'. Chief symptoms are pain in passing urine, and a slight discharge from the penis.
In 2011, the number of cases in England rose by 5 per cent to about 62,000.

Trichomonas

Trichomonas vaginalis (often known as 'TV') is a protozoan 'bug' that affects the vagina.
It causes a green or yellowish, bubbly vaginal discharge and intense vulval soreness. It often produces a 'fishy' smell.
However, some women have no symptoms at all, and men rarely do.
For unknown reasons, the incidence of 'TV' in the UK has declined sharply in recent years, though it is reported as still being common in the USA. Only about 6,000 cases were diagnosed in UK clinics last year. But in addition, a substantial number were treated by GPs.

Bacterial vaginosis

The diagnosis of bacterial vaginosis (BV) has become common during the last 10 years, with about 100,000 women per year being seen in GUM clinics, and an unknown number being treated elsewhere.
BV is a common cause of vaginal discharge. The discharge is usually whitish or greyish or sometimes yellowish, and tends to have an off-putting ‘fishy’ odour.
Unlike the discharges caused by thrush or trichomonas, it’s not usually associated with soreness, discomfort or itching.
It's uncertain if BV is transmitted sexually, especially as there's no equivalent condition in males.

Vaginal thrush (female candidiasis)

Thrush is one of the commonest of all 'female infections'.
It's impossible to say precisely how common it is, since it's not only treated in GUM clinics but also in GPs' surgeries and Family Planning clinics.
Furthermore, huge numbers of women simply treat it themselves, since anti-thrush treatment is available without prescription in every pharmacy in Britain. At a conservative estimate, there must be at least half a million thrush infections per year in Britain.
Candida is a fungal infection. It loves warm, moist conditions, which is why it flourishes in women's vaginas – and also in babies' mouths, particularly in the newborn.
I'd like to stress that it's NOT an STD, and many people don't regard it as a sexually transmitted infection at all – though undoubtedly partners do sometimes pass it to and fro between them. That's why it's sometimes necessary to treat the male, as well as the female, in order to eradicate the candida from the relationship.

Scabies

There are currently about 2,400 new cases of scabies and crabs a year.
Scabies (the itch) isn't actually a genital infection. But it's often dealt with at GUM clinics because of the fact that it's frequently acquired through being in bed with someone who has the condition.
It's caused by a little mite, which is just about visible to the naked eye. If your skin comes into contact with the skin of somebody who has scabies, some of the mites may well nip across from the other person's body to yours.

Crabs (pubic lice)

Various kinds of lice affect humans. But the type that are associated with sex are pubic lice, which are easily transmitted from one person to another when two sets of pubic hair meet.
If you catch crabs from someone, you'll find that you have intense itching in your pubic area. By looking carefully, you may be able to see the tiny greyish lice crawling around. They do look a bit like minute crabs.
It may be easier for you to spot the white eggs (nits) that stick to the hairs.

Molluscum contagiosum

Molluscum contagiosum is a viral condition that causes little 'pearly bumps' on the skin.
Although it's known to many parents as a childhood condition that's passed on when children have skin-to-skin contact in baths or beds – it can also affect adults.
Over 17,000 cases turn up in GUM clinics every year: about 12,000 men and 5,000 women.

How can sexually transmitted diseases be avoided?

  • The fewer sexual partners a person has, the lower the risk of infection.
  • Most sexually transmitted diseases can be avoided to a large extent by practising safe sex (eg using condoms).
  • You should try not to have casual sex.
  • If you're under the influence of alcohol or other drugs, don't even consider having sex with anyone.
Most sexually transmitted diseases can be cured if they are diagnosed and treated in their early stages.

How many people go to GUM clinics?

Currently, the number of people who go to GUM clinics is around two million per year. This figure has more than doubled since 2001.
Although most of them do not have an infection, the actual number who have STDs is currently approaching half a million per year.
Furthermore, a lot of genital infections are treated by GPs or private clinics – and these don't even get included in the national statistics that have been quoted above.
Generally speaking, if you think you have an infection you should go to a GUM clinic.

How do you find a GUM clinic?

Unfortunately, it's often been difficult for people to find a GUM clinic, simply because of the veil of secrecy that has always surrounded this subject.
You may find clinics listed in phone book directories under either 'genitourinary medicine' or 'sexual health clinics'.
A better approach is to call your nearest hospital and ask them where the GUM clinic is located, and what the phone number is.
Another good plan is to phone NHS Direct on 0845 46 47. They have a complete list of all the GUM clinics in the country. Also, ask them if you need to make an appointment, or whether you can just turn up at a 'walk-in' session. You can also use the Family Planning Association (FPA) clinic finder.
You don't need a GP's letter or 'permission' from your GP. Also, the clinic will not write to your GP, unless you specifically ask them to.
Everything that happens at the clinic is strictly confidential. No information is passed on to other doctors, family members or to insurance companies.
How long will you have to wait before you are seen?
Naturally, the rise in STD figures over the last decade has put GUM clinics under pressure. But the staff are doing their best to cope, and currently most people can be seen within 72 hours of contacting the clinic.
In order to prevent the spread of infection: it's important that you don't have sex, until you have been seen at the clinic.
Finally, bear in mind that most STDs are easily cured. If you've taken a risk, go to a GUM clinic for a confidential chat and some tests.


Read more: http://www.netdoctor.co.uk/health_advice/facts/venerealdiseases.htm#ixzz2GwhUwxha 
Follow us: @NetDoctor on Twitter | NetDoctorUK on Facebook



Chimbodongorerawo apa uone raini rezvigwere zvinowanikwa pakuvatana kwevanhu. 




UDZAI VAMWE!!!!!

5 comments:

Unknown said...

cite yenyu yakanaka zvikuru murambe muchi researcha kuitira kuti vazhinji vabetsereke. ma item maviri andaverenga handina zvinyadzi zvandingati ndezvekungoda kunyadzisira asi kutoti muri kutaura muchireva sezvazviri kusvikira pzvinofanira kutaurika. ndazvifarira izvozvo dorambai henyu makadaro.

Anonymous said...

Ndinoona kuti munobatsira vakawanda. Murambe makadaro zvikuru sei nemutauro wenyu usina kuonyoka kusina maturo mauri.

Mai E Chibwe said...

Ndatenda chose. Ndinozama kunyora zvokutimese murivaviri mumba mukwanise keverenga muchizokwanisa kuwedzera mega pakutaurirana hana dzakagadzikana. Nyoraiwo mwadhimuchiwedzera pandasiira kuti tese tiwane chokudzidza. Chinnetsa mudzimba ndechokuti hama neshamwari tinoudzana nhema dzinoputsa misha yedu, panekuudzana zvinovaka musha. Ndatenda

Anonymous said...

thanx mai chibwe,,ndine mubvunzo.ndinoita tumapundu panhengo yangu tunovava,,anogona kupedzisira kava karonda asi kachizopera,handizivi kuti chii??ndakamborara nemukomana tichishandisa maCondom,,CHINGAVA chi

Mai E Chibwe said...

Mapundu anogona kuva chigwre chakabva kumurume kana kuti chimwewo chinobva pamukadzi kana pa kndomu. Ngatisakangamwa kuti kondomu rinkwanisa kunge riri muhomwe mune mari yabatwa navanhu vakawanda musi iwoyo saka kana rine mushonga munyoro utachiona hunnamatira pariri. Tozotizve vamwe havagezi maoko pakunoripfekedza murume. Ipapo wange wambomubatabata chombo nepamwe. Kana une zemo, kuti ufunge zvese izvi chinhu chinonetsa.

Chinonetsa panyaya dzakadai ndechokuti tikadzinonokera dzinokwanisa kuva muropa zvokuti dzinozonetsa kurapa kana chiri chigwere. Kana wangoona chinhu chakaiita semapundu ange asipo kare, kasira kumhanya kumurapi uudzwe kut chii uye chinorapwa sei. Tese tinoziva kuti kundobvunza nyaya dzapamberi kunotyisa saka herino zano. Kwira bhazi uende kune imwe nzwimbo. Toti unogara Kwekwe, enda Gweru unoonekwako zvikasire kurapiwa.

Kuzvinonokera kunokwanisa kuzowanza chigwere chinozosvika kuvana. Handisi kuti chigwere nokuti hanndizivi kuti chii pasina TEST. Asi hatikwanisi kungomirira pasina zvatiri kuita. Mazuvano kune zvakawanda.

Kushandisa kondomu kune nyaya dzako dzokuti mukadzi anokwanisa kuva ne ALERGY yekondmu. Kune vakadzi vakawanda vasingakwanisi kuvata nmurume ane kondomu. Pane vamwe vanotoita body shock yokuti anotoendeswa kuchipatara. Makondomu akasiya zvaakagadzigwa nazvo saka mamwe anokwanisikka mamwe haaiti.
Kozotizve mamwe anobvaruka zvinovhinza zvovhinza mukadzi wobata chigwere.

Zvinitazve kutikune mamwe makondomu ane JELLY yaakazogwa inobatsira kuuraya urume. Kune vakadzi vane ALERGY ye JELLY iyi. Musangona kondomu sekondomu. Akatosiyana. Kana usina shuwa enda ku ALERGY test.

Enda unotestwa unyatsoziva kuti chii chaicho nokukasira please. Ubve wapiwa mushonga. Kana iri Alergy unopiwa CREAM. Kana chri chigwere unopiwa Antibiotic.

Asi pakuzoda kuvata noumwe murume, tangai maenad mese kuTEST mopiwa report, madar mondoshandisa makondomu enyu makasununguka, uye mobvumirana kuti pari zvino tusu chate panyaya iyi. Hapana wechitatu aripo.