Pene varume vanoti kaita zemo pakati peusiku mukadzi avete hope, haamumutsi asi anongomusudurusa kuti awane mukana wekupinza chombo. Adaro anobva angozvibatsira kusvika pakupedza, mukadzi avete hope chaidzo. Pamwe mukadzi anopepuka murume ari pakati vongozopedza vakadaro.
Poitazve mukadzi anoti akapepuka akawana murume akamira chombo ogadziridza murume kusvika zvaita kutii apinze chombo obva atobatsira murume wake kusvika vapedza. Ipapo murume anokwansawo kupepuka kana kungopedza avete.
Vanhu tinoita zemo nguva dzakasiyana siyana zvichibva nokuti chii chiri kuitika mufungwa. Zemo rinotanga mufungwa. Fungwa hairari kana iwe uri kuhope saka unongoramba uchifunga zvakawanda uye zvimwe zvinoitisa zemo. Zvinoita kuti munhukadzi kana munhurume aite zemo avete hope. agopinza/nzwa chombo agotadza kupepuka asi achitonakigwa sezvaanongoita asina hope.
Varume vanohi vanomira zvombo zvavo kasere kana kupfuura usiku avete. Vakawanda vanotomira chombo avete kupfuura zvaanoita masikati akasvinura. Zvinohi izvo kana murume achiri wechidiki, toti pasi pemakore 35, anokwanisa kuti pamwe akamira chombo usiku avete anobva atokoira machira kusvika pakubudisa urume, ipapo avete hope chaidzo dzokuti hapana chaanomboziva kuti chaitika kusvika amuka mangwana.
Vakadzivo tinokwanisa kutorota uchipinzwa chombo uchitonakigwa nazvo kusvika pakuita ORGASM asi uvete hope chaidzo. poitazve imwe nguva younongoita zemo uvete zasi kwese kutonyorova kutovhinza chaiko asi iwe wakatofa hako nehope. Pamwe unongozomuka wakanyorova asi usina rangariro yokuti wakamboita zemo. pamwe unopepuka uri pakati pokunakigwa wobva waziva kuti wange uchirota. Pamwe kurota kwacho unotonyatsoona murume achikuvhura makumbo opinza chombo uchitohwa chichipinda wotobatirira muchiisana.
Kurota kwakadai ndiko kunoitisa kuti vamwe vafunge kuti panenge pane munhu chaiye ane mushonga wekuti usapepuka. Iri ngari yokuti chiroto chako chinenge chichingoita sezvinoitika muchiisana masikati.
Zviitiko zvousiku izvi zvakasiyana siyana kuvanhu asi vakawanda vedu vanozviita, uye zvinoitika munyika dzakawanda kwete yedu chete. Hapana chakaipa pazviri. Kunyika zhinji, zvikuru dzokuAfrica, nedzechiArabhu, kuti mukadzi azikamwe kuti anofarira kugaroiswa nomurume, zvinoonekwa sokuti mukadzi iyeye anokwanisa kuzosvika pakuhura. Ku North Afrika vanosvika pakucheka bhinzi yemukadzi kuti asagaroita zemo.
Kwedu ku SOUTHERN AFRICA hakuna chinoitwa asi kungoti unogaroudzwa kuti murume anoda rhoji mukadzi anomirira kuti murume ade rhoji iye ozodawo. Izvo zvakaitigwa kudzvanyirira vanhukadzi panyaya iyi nokuti zvakaonekwa kuti vakadzi tikaudza murume pese pese patadira rhoji, varume vedu hapana chingaitwa zuva rese murume achingoswerorhoja mukadzi. Vakadzi vakawanda vanoda rhoji kupfuura varume, zvikuru nenyaya yokuti vanoona sokuti rhoji norudo zvinoenderana. Kuvarume, rhoji irhoji, rudo rudo, zvinhu zvakatosiyana zvokuti murume akabvisigwa bhurugwa nomukadzi waasangana naye pa BUS STOP chaipo, anorhoja ozofunga nazvo apedza. Zvinoita sokuti varume vanotungamirigwa nechombo asi kana murume ava mumba mukadzi arimo nguva yese, zvokurhoja haachadi kuwanza.
Zvinohi izvo, vakadzi fungwa dzavo dzine purogiramu yokungoda kufadza murume zvokuti chero mukadzi avete haakangamwi kufadza murume. Zvinoonekwa kuti pakuvata kwemukadzi nomurume vagara nguva yakati kuti vari vese, toti vhikimbiri kana kupfuura, mavatire avo anoenderana zvokuti ukavatarisa usiku hwese vavete uchaona kuti kazhinji vanotanga kuvata vakatarisana kuti vaite nyaya. Vapedza nyaya vanotanga kubatana batana kusvika vakwidza zemo vopedzisira varhojana umwe ari pamusoro peumwe.
Vadaro vanovata nedivi rimwe chete kureva kuti umwe ari mberi kweumwe uye akafuratira ari shure. Miviri yavo inenge yakangoradzikwa zvakafanana. Kana vakachinja divi rokuvata naro , kunotanga umwe, umwe obva ateverawo voita kanguva vachifakanyika kugadziridza mavatire vobva vavata umwe mberi umwe shure.
Kunohizve kana wajaira kuvata nomurume unomuvhurira makumbo kakawanda usiku usingazivi kuti ndizvo zvawaita. Toti murume avete shure kwako, Unokwanisa kungoshanyarika wovata nomusana wotokwidza rimwe gumbo pamusoro pemurume, kureva kuti watovhurira murume asi mese muvete hope chaidzo.
Zvinohi nevakaita RESEACH dzacho, kana paya murume akanonoka kuuya kuzovata asi muri vanhu vakajairira kuti pakunovata munombovatana, paanopinda mumachira, kana pasina dzimwe nyaya dzokutukana, mukadzi anomugamuchira nokumuvhurira makumbo asi avete hope. Akapinzwa chombo ipapo kana ange akanyorova, anozopepuka murume okoira zvine simba. Murume akakoira zvisina simba, mukadzi anokwanisa kutorota achiiswa agokwanisa kuita ORGASM nokuti fungwa yake inenge iri pakuiswa, asi ari kuhope.
Vese vane varume vanoziva kuti pane musi waakafuma achibvunza murume kuti "Wakandiisa ndivete here madeko?" nokuti anozopepuka panochururuka urume hwobuda muchitubu. Kana murume akavata nedivi akakutarisa, iwe uvete nomusana, ukasimudza gumbo riri kudivi romurume ukariturika kuseri kwake, anokwanisa kukupurudzira pamberi zvokuti unoita zemo ugonyorova nokukasira nokuti ndiwe watanga nyaya, iye anopinza nyore. Maitire awa anoita murume apinde zvakadzika. Vane varume vanoziva kuti zvinoitika chose uye murume anotozokuudza kuti waitochemerera uvete.
Ukazoramba wakavata nemanhede kudai urume hunochururuka hokutekenyedza pakati pemagaro zvokuti unokwanisa kupepuka. Pamwe unongopepuka wanyorova pakati pemakumbo. Pamwe unozozviona mangwana kuti wakaiswa uvete.
Ndiwo maitire avakaroorana kana vanobikisana mapoto. Chifunga kuti kazhnji murume akati rebei kupfuura mukadzi wake, uye mukadzi ane magaro makuru kupfuura emurume wake, Kana vavete, mukadzi ari mberi kwemurume, mukadzi akagonyesa mabvi zvishoma, murume otevedzerawo izvozvo, chombo chikamira murume avete, chinenge chakatorurama pachitubu kare. Chinongozodiwa kuti chipinde kuti mukadzi akanyorova here uye kuti asimudzire gumbo zvishomanana.
Mukadzi wese ane murume anoziva kuti kakawanda unopepuka uchiwana murume akati twii avete zviri pedo newe. Ipapo kupepuka kwako kwaitiswa nokugogonegwa nechombo kumagaro. Mukadzi anokwanisa kupinza ega murume avete. Wadaro ukangoshinya chombo kaviri kana katatu nemasuro yechitubu, unohwa murume ototanga kukoira avete. Pakadai kazhinji murume haaiti nguva asina kukudiridzira, saka kana uchidawo kunakigwa pinza murume ugomumutsa kuti muisane makasvinura mese.
Kana wapepuka murume amire chombo, kungosuduruka woruramisa wosimudzira gumbo wotohwa godyo, chapinda,wochitotanga kuchigamuchira. Vamwe vanoti ukaziva kuti murume avete, usamumutsa. ingotabisa chiuno kukwizirira chombo. Murume anokwanisa kukudiridzira ari muhope. Anokwanisa kutorota achirhoja. Apazve panohi munhu waanorota achiita naye anokwanisa kuva mukadzi wake, mukadzi asina kumeso, kana kuti umwe munhu waanotoziva. Kwahi ukamumutsa anokwanisa kurotomoka.
Dzimwe nguva vese vavete asi kuhope ikoko umwe anopinza chombo vovata vakapindana kudaro.
Chinongozonetsa ndechokuti kana chombo chiri mukati Panoita INSTINCT yokuda kukoira. Asi zvinoita kuti kukoira kwacho kwehope kunenge kusina ganyabvu mukati zvokuti haupepuki. Ukazorota uchirhojana noumwe wako ORGASM hainonoki nokuti muhope unenge wakatorerusa muviri uye muhope hauzivi kuti zvatora nguva yakadii. Pamwe unokwanisa kurota uchirhojewa asi vanoziva vanoti mukurota umu, unokwanisa kurota murume wako, murume asina kumeso,kana umwe munhu wausina kumbofungira kuti ungada kuti akurhoje. Mangwana acho unomuka wakaeredza urume zvokuti unongoziva kuti chii chakaitika uvete.
Ukabvunza vanhu vakaroorana unohwa vokuudza kuti zvokuisana vavete hope zvakaitika kakawanda kumba kwavo. Kana mukavata hope musina bopoto mumba menyu zvinowedzera kuitika zvikuru kana muchigaroisana kakawanda. Kana umwe ari munhu anonakigwa chaizvo nerhoji, anokasira kupepuka mozopedza akasvinura.
Vanhu vakawanda vanovatana kuhope, zvikuru kana vari vanhu vanovimbana. Kunozoti mada nyaya yokushandisa makondomu kuti mukadzi asaita mimba. Ndipo paunovata fungwa iri pakusaita mimba saka zvokurhojana hazvisi mumusoro. Murume akakumisira chombo unopepuka kana okusimudza gumbo kuti apinze chombo. Zvinhu izvi zvinoenderana nokufunga kwako wakasvinura.
Chiziva kuti hausirii wega uri kurhojewa uvete hope. Vese vane varume/vakadzi zvinoitika kwavari umwe musi.
Panyaya idzi ndipo pamunohwa vanhu vachiti kune zvakawanda zvinoitika pavanhu kana vavete. Kune vanotaura kuti kune vanhu vane mushonga wekupinda mudzimba dzevanhu vachirhepa vakadzi vevanhu pasina anomuka. Tichida kutaura chokwadi, zvinoitika hazvo asi hazvineii nomushonga. Mushonga unohi mubhobhobho. chokwadi chaicho hakuna. Asi kuti mbavha inopinda mumba yowana muridzi avete, yorhepa muridzi wacho, iye achipepuka kana kusapepuka. zvinoitika.
Vanhu vakawanda tinotya kufunga zvinhu zvinokwanisika kuitika tivete hope. Saka chinhu chiri nyore kutyisidzira vanhu nenyaya yokuti pane munhu ane mubhobobho anokwanisa kukurhepa uvete ukasambomuka. Tinohwazve zvohi kune munhu anoshanda kuSauth Africa asi achinovata kuMouth Darwin nomukadzi wake. Ipapo anongofambira rhoji zuva nezuva. Asvika kumusha kwake haamhoresi hama dzake, anongoda kusvikorhoja mukadzi wake, obva adzokera kubasa. Vanhu taurai henyu nhema dzakadai asi zivai kuti inhema. Dai dzisi nhema da varume vese vanozvigona vaiita mudungwe kundorhoja umwe mukadzi anohi Giresi ane murume achembera zvokuti anozikamwa kuti rhoji anoida.
Ko kana mukadzi asina kunyorova murume angakwanisa here?
Mukadzi akaita zemo akashaya wekutamba naye kubvisa zemo, anokwanisa kutora nguva yakareba akangonyorova. okwanisazve kuita imwe nguva yezemo achakanyorova kudaro. Zvoramba zvichingoenderera mberi kusvika kwaedza. Kazhinji paunomuka mangwanani unenge wakanyorova zvokuti murume akada kupinza anopinza zvisingambogwadzi.
Koitazve nyaya yokuti zvinohi vakadzi kana vavete vanongofungawo zverhoji sezvinoita varume. Murume anomira chombo paAVERAGE ye 8 times avete. Mukadziwo anohi anonyorova kusvika pa Average ye 5 Times avete. Apa tiri kutaura munhu avete ega. Tikazoti munhu avata asina kupfeka ane murume, vachikwizirana muviri nokudziisana vavete kudaro, hazvinetsi kuhwisisa kuti zemo rokuhope rinoitika kakawanda zvinoreva kuti unonyorova.
Kozotizve murumewo kana akachenjera anombopurudzira pamberi kwekanguva mukadzi avete, iye asati ada zvokupinza. Kana munhu avete, murume/mukadzi, anokasira kuiita zemo kana akabatwa zvakanyorovera. Kana zviya ukapepuka murume wako avete achitoridza magwiriri, ukamupurudzira chombo kana pakati pemusana nemagaro, zvinyoronyoro, anokasirsa kumira chombo chero asina kumuka. Mukadziwo ukapurudzigwa pamberi zvikuru pedo nebhinzi, unokasira kunyorova. Murume akazoda zvokupinza ngaasaita zvehasha. ngaapinzewo zvinyoronyoro, adaro ombomira akadaro chitubu chichijaira kuva nechinhu mukati. Paanozotanga ngaatange nesipidhi iri pasi pasi kuti zvapindana zvijairane.
Kune vakaenda ku Boarding School munoziva zvaiitika kana wada kutsvinyira umwe, taiti ukatora munhenga weshiri, woti zviya kuchipisa vamwe vavete vakashama vakarasha machira, wopurudzira pakati pemakumbo kana agaro, woona munhu wozviwetera, mangwana tomuseka.
Ukabatwa zvakanaka unokwanisa kurerusa muviri kupfuura zvaunoita uvete, wobva wato rerusa zvokuti chombo chinopinda nyore.
Udzai Vamwe!!!!!!
kuiswa wakadhakwa
Wakadhakwa
Uvete hope
Uri kuhope.
Kuiswa usingafungiri
Kungoerekana waiswa
________________________________
Imboverenga nyaya idzi
Russian woman brutally rapes burglar for three days non-stop
posted in reply to "women cant rape"
A hairdresser from the small Russian town of Meshchovsk has subdued a man who tried to rob her shop, and then fed him viagra & raped him unprotected for three days in the utility room.
She chained Viktor to the radiator with pink furry handcuffs and fed him Viagra.
She eventually let the man go on Monday.
Viktor was rushed to hospital as his genitals were injured. Life.ru reports...
http://russiatoday.ru/Top_News/2009-...html?fullstory
________________________________
Burglar broke into house, raped student as she
slept by her boyfriend, and attacked two other women the same night
·
Rape victim briefly woke up and 'felt a man's arms around her and
thought it was her boyfriend'
·
Boyfriend awoke to find the rapist still in bed next to them and chased
him out the flat before calling police
·
Cat burglar sexually assaulted three women in one night after creeping
over roofs to break into houses
Rapist: Travis
Gotting was branded 'unpredictable and volatile' by a judge after sexually
assaulting three women
A cat burglar sexually assaulted three young women in a night of terror
after creeping along rooftops to break into their homes, a court heard.
Travis Gotting, 20, broke into two different student houses where he
sexually assaulted the young women and stole items from around their
apartments.
Reading Crown Court heard he even started having sex with one of the
women as she lay sleeping with her boyfriend lying next to her in bed before
the couple awoke and chased him from their home.
Gotting was yesterday told by a judge that he was 'unpredictable and
volatile' and will serve a minimum of four years in prison for the public's
protection before he can be considered for release.
The court was told Gotting, from Shinfield, Reading, who admitted
burglary, rape and sexual assault, had been seen clambering over the rooftops
of homes in an area popular with students studying at Reading University.
He then climbed into one flat through an unsecured window and sneaked
into the second floor bedroom of a 20-year-old student as she slept following a
heavy night out.
Prosecutor Sandra Beck said: 'She became aware of someone saying to her
"hello baby". She had gone to bed alone.
'She felt hands upon her, she felt the person touch her under her
pyjamas.'
The startled victim woke up and ordered Gotting out of her room. Gotting
then crept into the room of her 20-year-old flatmate, who lay asleep in bed
with her boyfriend.
Miss Beck added: 'She awoke and felt a man’s arms around her and thought
it was her boyfriend.
'She was half asleep and thought no more of it.
'She had a recollection of having sex from behind and at some point she
fully woke up and her recollection was that there was a stranger between them.
'Gotting got up and said something about being in "Dave’s
house". Her boyfriend chased him out and called the police.'
http://www.dailymail.co.uk/news/article-2089303/Rapist-broke-house-sex-woman-20-slept-boyfriend.html
______________________
Kwedu zvinoitikawo izvi, kungosiyana maitikire azvo chete. Kana wajaira kuvata nomurume/mukadzi unokwanisa kuvatana noumwe munhu ukasamboziva kuti chii chaitika. Zvikuru isu vakadzi tinongopinzwa chombo tivete nomurume. Chinhu chinofadza hacho asi zvinokwansika kuti mbavha inozviitawo iwe ugofunga kuti murume wako ari kuita