Wednesday 4 October 2017

Mibvunzo nemhinduro 12

Pamibvunzo apa kana yasvika 50 tinomirira ipapo totanga rimwe gurupu. Gurupu 11 yakazara saka tava kutanga rino. Zamai kusabvunza zvakambobvunzwa ku Gurupu 11, 10, 9  8, 7, 6, 5, 4, 3, 2, 1. Tanga watarisa kuti mubvunzo wako uripo pa ne mamwe magurupu here?  Vanoda kuwedzera wedzerai asi tanga nokutaura kuti uri kuwedzera pamubvunzo upi uye wedzera pagurupu rine mubvunzo wauri kuda kuwedzera.
Ndatenda



1Pane mukomana ari kundinyenga. Problem yangu ndeyekuti iye akadzidza kundipfuura nokure saka ndoshaya kuti ari kudei kwandiri.  Zvinoita here kudanana zve chi SERIOUS nomunhu akadzidza ini ndisina. Kana tichoda hedu kutaura chokwadi tinoti munhu akadzidza chose neasina kudzidza zvinokwanisa kunetsa pakati pavo kuti vadanane zvakada kufanana.  Zviri  nani kuti vanhu venge vakada kufanana pakudzidza kwavo, kuti kana vachitaurirana vahwisisane. Pachirudzi chedu, kudzidza kunoonekwa sokuti chinhu chinosiyanisa vanhu chose pamafungire avo. 

Kana achikuda achakukurudzira kuti udzidzewo kuwedzera kubva pauri ipapo kana uchifunga kuti hauna kudzidza. Varume vakadzidza kazhinji vanokoshesawo kudzidza zvokuti akafunga kuti hauna kudzidza achakuti udzokere kuchikoro. iwewo kana uchimuda, dzokera kuchikoro. 
2Kudhonza kunobvumidzwa here kuvatendi? Ko mubvunzo wako wabva pakuti kudiiko? Pane zvakawanda zvatinoita zvinochinja masikigwe atakaita. Kana uchifunga kuti zvingangova zvisingabvumigwi, hapana chakaipa. Unongorega kuzviita. Zvimwe zveizvi zvandinosihwa vamwe vachibvunza ndeizvi:
  • Kudhonza matinji
  • Kuboora zheve
  • Kushandisa MAKEUP
  • Kupfeka madhikauzi
  • Kukoresa
  • Kuondesa
  • Kuita nzara dzakareba
  • Kupisa vhudzi (PERM)
  • Mukadzi kubata chombo chomurume wake
  • Murume kubata pamberi pemukadzi wake
  • Mukadzi kufongorera murume wake
  • Murume nemukadzi kudyanana pamberi
  • Murume/mukadzi kuzvinakira uri wega
  • Kupfeka wig
  • Kupfeka shangu dzinohi HIGH Heel
  • Kunyima murume/mukadzi
Zvese izvi nezvimwe vanhu vakawanda vanobvunza, vachida kuhwisisa kuti zvinoitwa here nevatendi. Ini ndoona sokuti nyaya dzisimo muBhaibheri dzinoda kuti utange waverenga zvirimo ugokwanisa kuzvisarudzira zvaunoda nezvausingadi kuita. Asi chese chaunoita ona kuti unokudza Musiki wako pazviri. 
  1. Kana umwe wako ane rudo kwauri, Tenda 
  2. Kana mukadzi/murume wako achinaka, tenda kupiwa kwawakaita munhu anonaka, wobva warega kumuhurira. 
  3. Kana muviri wako wakaumbwa zvinofadza, tenda
  4. Kana une matinji akaumbwa zvinokufadza tenda
Chivi chikuru chandinoona mazuvano ndechekuti "OMG" nokuti zvakatonyogwa kuti usatambisa zita guru iri pazvinhu zvisina maturo. 

Kozoita chivi chokusagamuchira zvawakapiwa. Kuzvishongedza kuti uratidzike wakanaka kumurume wako handioni kuipa kwazvo. Asi kuti kuurue haunei nazvo asi kana wobuda mumba woita sakwini, ndoona sokuti kukanganisa. 

Handioni kuti changahi chakaipa kudyanana nomurume wako kana kufongoresana chii. Asi ini zvewig nekuzora mafuta ekuchenesa ganda bodo. Handizvigamuchiri. Vamwe, chero vana mai mufundhisi vanozvigamuchira. 

3Kuvhura masuwo emwana kunoitwa sei. 

Kugadzira nzira yemwana 
Masuwo anovhugwa zvakanaka chose nemushonga unogadzigwa nomuviri wako unohi ma HORMONES. Panyika yese pane vanhu vanopfuura mabhiriyoni manomwe. Vese ava vakazvagwa nokuda kwekuti vana mai vavo vakaita maHORMONES anovhura masuwo. Hakuna mwana akarega kuzvagwa achiti nokuti mai havana kuvhugwa masuwo. 

Kungoti kuchivanhu chedu tinoudzana nhema uye tinoda mishonga pazvinhu zvisiri zvigwere. 

Chinhu chikuru chinokonzera kuti kuzvara mwana kuite nyore kugaroiswa nomurume wako une mimba. Kujairira kuiswa uye kufadzwa nokuiswa une mimba kunokonzera kuti kuzvara kukuitire nyore chose. Kana une mimba yokutanga, usaterera vanhu vanokuti udzokere kumusha kwako kunomirira kuzvara. gara nomurume wako mutowedzera kuisana kwenyu. Zvinokubatsira chose. Hapana umwe mushonga unozikamwa usingakuvadzi mwana. 
4Kana mukadzi abiswa chibereko for medical reasons anongoramba achida bonde here?Verenga Q37 
http://maichibwe.blogspot.co.uk/2014/10/mibvunzo-nemhinduro.html

5Ndibatsireiwo. Ndine musikana ande ndomuda zvisinngaite. Akauya kumba kwangu Sunday afternoon.Akabika tikadya tikaswera tese. Ndakamubata ndikamukwira. Akamborama but akazongonyarara ndobva ndamukwira. First time yangu. First time yake. Patakapedza ndakaona kuti ari kutochema. Cut story short Ari kuti ndakamubata Rape. Akati haasi kuda but akarega ndichimukwira haana kumbosunga makumbo. Kana akakuendera kumapurisa zvisinei kuti muri munyika ipi zvayo, unokwanisa kuenda kujeri makore anosvika kana 7 kana waudza mapurisa zvawataura izvi. Kuhi RAPE hunge wavata nomunhu asina kukuudza kuti ari kuda kuti uvate naye. Unofanira kutanga wahwisisa kuti zvechokwadi ari kuda kuvata newe. Kunyarara ambokuudza kuti haasi kuda hazvirevi kuti ava kuda. 

Kana achida anofanira kukuudza kuti ari kuda. Kana ukamubvunza kuti toita here akati kwete usaita. Akati ngatiite ndipo paunomukwira uchiziva kuti ati ngatiite. 

Zvino apa nyaya yowofanira kuita ndeyokuenda kunomuuna motaurirana mohwisisana. Iwe sezvawati unomuda wochimuudzawo kuti unomuda zveshuwa. Kana achida kukuregerera anokuregerera. Kana asingadi zviri kwaari. Asi mhosva unayo. Kuiswa usina kupa murume mvumo, iRAPE, zvisinei kuti akaridza mhere here kana kwete. Pamwe musikana wako anotokuda zvisingaitiwo sekuda kwaunomuita asi wakatadza kumuremekedza kureva kuti haunei nemafungire ake. Chitokasira kunomuona asati afunga kuti uri mubati wechibharo. 

Zvinorevazve kuti hamuna kuronga nyaya yenyu. Maifanira kutanga maenda ku ma TEST mopiwa COUNCELLING motaurirana nezve CONTRACEPTION. Pamunozowana mukana wekuisana menge mawana mukana wekuhwisisana panyaya yenyu nechekare.

Kana musina kushandisa Kondhomu, anokwanisazve kubata mimba kureva kuti dambudziko renyu rinowedzera. 
6Ko nhai mai chibwe ko mushonga wechikaranģa unoshandiswa kuwedzera kukudza matinji unonzi chii kana żvichiita muņgatiisirawo photo uye kuti unoshañdiswà sei Hapana mushonga inoshandiswa kukudza matinji wandinoziva. ndongoziva kuti matinji kana uchida kuti akure unodhonza. Asi hwisisa kuti kana wava munhu ati kurei uchaona kuti kudhonza nokusadhonza ndezvedu isi vanhukadzi varume havanei nazvo. Murume kazhinji anongoda kuti paadira kuvata newe iwe wovata naye mopedzerana Kana atombokunyenga mukadanana, zvokuti une matinji esaizi ani ndezvako wega. 

Kana wada kudhonza dhonza hako pachako wega chero uchihwisisa kuti hazvinei nevarume uye pamwe haatombombooni siyano yacho. 

Kukudza matinji kwakaitigwa kuti nguva yekuti musikana omumudza mazamu iya awane chimwe chaanooti ane CONTROL pachiri, nokuti anokura mazamu, okura magaro, okura chiuno, Otanga kuenda kumwedzi. Zvakawandisa. 
7Mai Chibwe, Chii chinoitisa kuti mukadzi asakudze murume vake?Murume kana achipa EXAMPLE isina kunaka pamukadzi wake, asingataridzi kuti mukadzi munhu akakosha pamusha wavo, asingataridzi rudo kumukadzi wake, Asingashandi mabasa anokudza musha, Asinei nokugarovata mukadzi wake zvinofadza kana kuti pakuvatana asingagutsi mukadzi, zvinokwanisika chose kuti mukadzi anoshaya rukudzo kumurume wake. 

Pamusha murume ndiye mukuru asi anofanira kupa mukadzi simba rokuita MANAGER wepamusha kuti mukadzi ahwe kuti munhu akaremekedzwa paagere. Kuti mukadzi ave MANAGER anofanira kupiwa zvishandiso pabasa iri. 


  1. Mari yokuchengetesa musha. zvokudya, zvipfeko, etc
  2. Simba rokusarudza zvinofanira kuitwa pamusha achipira kumurume wake
  3. Kubika zvinodyiwa mumba
  4. Kusarudza zvinopfekwa nomurume wake nevana. 
  5. Kusarudza hama dzinopiwa mari yamashandira
  6. Kuti mhunhu akashanya anopiwa marii yebhazi pakudzokera
  7. Kuti totenga imba ipi
  8. Kuti munoisana kangani pavhiki mukadzi kwete murume. asi vashoma chose vakadzi vanoisana nevarume vavo kakawanda pavhiki vanotsoropodza murume. Kuiswa zvinogutsa kwakanakawo. 
Tozotizve kana pane vanhu murume ngaakudze mukadzi. Kana muri mese kurudzira mukadzi kuhwisisa nyaya yezvinhu zviri CONFIDENTIAL pamusha. Iwewo murume chirega kunyeya mukadzi wako chero zvodii. Murume usafungigwa chihure. 

Kusakudzana mumba chinhu chakaipa chose nokuti munobvisana chimiro uye munoshaisana CONFIDENCE. Murume remekedza mukadzi, Mukadzi remekedza murume uye ngapashaye anoita zve DEMAND kuti ndoda kukudzwa nokuti ndipo paunototanga kushaiswa rukudzo. DEMAND yako zviito zvako. 

Asi kune vamwe vanhu varume/vakadzi vasina rukudzo zvisinei kuti iwe wamuitira chii. 
8Mazamu anorwadza here kana uine pamuviri? 
Kana une mimba, mazamu anokwanisa kugwadza zvichitangira pa mwedzi miviri yemima zvichienderera mberi. Unohwa achiita seakazvimba uye achiti kupurudzirana nezvipfeko ogwadza kana kuti kubatwavinoitiswa ne ma HORMONES  emimba. Zvinozopera hazvo saka usatya uye usamwa mishonga. Rega muviri wako uumbe mwana pasina zvokukanganisa nyaya nemishonga. 
9Ndinonzwa, uye kuverenga kuti varume vanotundira urume kuvakadzi vavo pakusv**na. Dambudziko rangu nderokuti ndava ne mwedzi taroorana uye taimbovata tese before taroorana but handina kana kumboona kuti anditundira zvakawanda. Pamwe one or two drops.  Zvinoreva here kuti haazvari? Kana muchiisana, kuti muhi mapedza kazhinji murume anenga atunda urume mukati mako. Kana hwakawanda, humwe hunochururukira pazhe murume paanobvisa chombo mukati. Kana huri ushomanana zvinokwanisika kuti kunoshaya hunobuda asi kashoma. Kazhinji pane hunotobuda. Kubuda ma DROP iwawo maviri kana matatu zvoreva kuti ari kutunda urume. 

Kuwanda kweurume kunoitiswa nokuti murume anoswera achimwa mvura yakawanda sei. Kuzharisa mukadzi hakunei nokuwanda kweurume. Zvinoitiswa nemhodzi dzeurume (SPERM) kwete urume SEMEN). Usatya hako mimba inouya payadira. Ingonafonakgwai nokuisana kwenyu mombomira zvemimba izvo kusvika mava nemba nemari yokurera mwana. 
10
Kunwa.gavakava kunokonzera kuenda kumwedzi here? 
Ukanwa gavakava unobata mimba here?
Gavakava rinovava kana ukarichekacheka ukaisa mumvura ukamwa. Asi rinorapa zvigwere zvakati wandei kuvanhu zvese nokumhuka neshiri. Kana uchichengeta mombe kana huku, unokwanisa kuchekacheka wodziisira mumvura yokumwa kana dzine utano hwaunoona kuti hahuna kumira zvakanaka. Vanhuwo vanoisigwa mumvura vomwa kana vasingahwi zvikanaka uye kana musina imwe mishonga. Koitazve kuti ukakuvara unokwanisa kuzora muto wegavakava. Zvakafanana okumwa mapiritsi anohi ma Antibiotic. 

Hazvinei nokuenda kumwedzi kana kubata mimba. Unoenda kumwedzi kana usina mima. Unoita mimba kana ukaita tsika yokuvata nemurume pasina makondhomu uchiita zvokupiwa urume mukati mako. 
11Chii chinonzi G spot yemukadzi? Inzvimo iri mukati mechitubu chako inoti kana ukaita zemo inozvimirira mukati. Iyo iri pasi pebhinzi kana ukavata manhede. Zvinofungigwa kuti mudzi webhinzi. Bhinzi yako ine midzi miviri umwe kurudyi uwe kuruboshwe. 

Kana une zemo Ukavata nemusana wakaita manhede, makumbo woapatsanisa, murume akapinza chigumwe mukati akatanga kukwenyerera madziro ekuno kumusoro kwakanangana nekuguvhu, madziro anenge akatozvimba nechekare. Ndiyo nzvimbo ine G Spot yokuti akaramba achikwenyerera zvinonaka chose. 

Kozotizve kana wakavanarika murume womutanyanga wakaita zvokugwadama chombo chake chopinda muchitubu chako, unokwanisa kurerekera meri kana shure kusvika chomo choita zvokugofa pazvimbo iyi muchiisana. Zvinonaka. 

Kotizve kana wakafvata nedumbu wakasimudzira chiuno zvishoma murume achikukoira ari shure, anokwanisa kunokugofa ipapo futi zvichibva nokukura kwemagaro ako. Zvinonaka futi. 
12Chii chinonzi uronyo? Zvinoreva urume kana kuti SEMEN pachirungu. kwete SPERM. Hakuna vara rokuti SPERM kuchiShona saka tinongoti mhodzi dzeurume. 
13Chii chinoita kuti mukadzi anakirwe nebondeZvinobva nokuti munhu akaita sei asi kana tichiterera voruzhinji tinoona kuti pane zvinhu zvakafanana zvinoitisa kuti vanakigwe pakuvatana. Chokutanga kuhwisisa kuti unofanira kubvunza kuti chii chinoita anakigwe iye nokuti umwe noumwe ane zvinomunakira. 

Kumunonokera: kureva kuti kuita nguva refu kuva pakupinza chombo kusvika pakumudiridzira urume. Nguva iyi ikareba chose, sokuti kusvika maminitsi anopfuura manomwe, zvinowedzera kunaka. 

Kumuitisa zemo nguva ichipo: Kureva kuti kutanga kumurezva kubva kuzhe kusati kwasviba kusvika monovata. Zemo remunhukadzi haringouyi ipapo ipapo. Zvinoda nguva. 

Kumuatabata kwenguva refu musina kupfeka makamirira kuti atange anyorova zasi. Kukisana, kupurudzirana, kuzevezerana, kupinza zvigumwe mukati, Kutamba nebhinzi, kutamba nematinji, kumurega achitama nechombo, 

Kumutaridza rudo nguva dzese. Kuona kuti ahwisisa kuti anodiwa chose zvinova zvinomuita asununguke pamaitire uye pakutaura zvaanoda uyezve kusununguka pamaitire ake pakuisana kwenyu. 

Kuziva kuti haarambwi uye anodiwa nehama dzemurume. Ane Stability pamusha wenyu. 

Kumutaurira zvaunoziva kuti ndizvo zvaunofarira kuita naye pakuvatana kuti asaita zvokufungira kuti ari kukufadza asi kuti azive kuti ari kukufadza. 
14Ndingaitawo sei? Kana  ndiri pa bonde nomurume ndohwa chibereko kuita sechiri kubaiwa. Hazviiti kuti chombo chomurume chizvike kuchibereko nokuti hapana zhiri yachingasvika nayo. Kunogumira chitubu kune kamukova kadikidiki kanohi nechirungu CERVIX kanoti mapedza kuisana urume hunonopinda naipapo huchitsvaka zai rokuti utange kuumba mwana. Chombo hachikwani ipapo chero zvodii. 

Kana uchihwa sokuti pane pari kubaiwa, zvinongoreva kuti maitire amuri kuita anoita kuti pamwe pasina kujaira kugofiwa pakwanisa kugofiwa. zvinokwanisazve kubva pakuti murume ari kuisa pusesha pachiguchu cheweti paanokutsmbirira. 

Kana kuti kana wakamufongorera ukadhefura musana chiuno chikarerekera kumusoro anokwanisa kupinda zvokuno gofa pedo nepanohi G -Spot panova panonaka chose kugofiwa. Hino kana usingapazivi zvinokwanisa kukupa DISCOMFORT nokuti unohwa uchiita sounoda kuweta asi usingaweti. Kana ukarerusa muviri (RELAX) pachikwiziwa panhu apa unokwanisa budisa yenge weti asi isiri weti. 

Usapinda pakuisana nomurume uchitya, nokuti hapana chaanokuvadza mukati mako, Rega muisane munakigwe. Chatinoisirana nevarume vedu kutsvaka kunakigwa chete chete. Nakigwa wakasununguka. 
15Kune varume vane shavi rebonde here. Handichazivi kuti ndizvo here. Murume wangu haarare. Usiku hwese achingoda bonde. 4-5 times zuva nezuva. Ndizvo here? Kana muchangoroorana Toti pamakore maviri okutanga munongoti pese pese pamakwanisa moisana iri ngari yokuti muri kuvaka ukama somurume nomukadzi. Unokwanisa kutombogwadziwa pameri asi uchingoda chete kuti murume akuise. Zvotoita zvokuti ukaona murume amira chombo kuti usaisana naye zvinokudya moyo wopedzisira wongomuti apinze. 

Kunozoti magara nguva, kana makore matatu kana kuti maita mwana, kuisana kunoita kushoma sokuti kaviri pazuva. Asi ukazoonawo moisana katatu pavhiki chiziva kuti handizvo. Vanhu vakaroorana vanodanana vanoisana kakawanda. Kuma 7, 8, 9 pavhiki. 

Kana vazova kumakore anopfuura 40 zvinoderera. 

Saka kana pasina chinogwadza pakuisana farira kuisana nomurume wako muchiri kukwanisa kuisana. Usafunga kuti idamudziko. Kana zvichikushaisa hope, ita nguva uchidzidza kuiswa uri kuhope. Vata uchifunga kuti uchaiswa uri kuhope, zvinoitisa kuti usarama uri kuhope uye usamutsva kuva kuhope. Kungosimudzira gumbo wakafuratira murume motoisana. Vamwe vanoti kurarira kunoitisa kuti ukwanise kuiswa uri kuhope,

Kurarira kuti zviya mamoisana kana moda kuvata hope mozana kupinza chombo movata chiri mukati. Zvinoitisa kuti uite maSHALLOW contractions
 anomisa chombo nguva nenguva murume otokukoira otunda ovata. Paanozomuka achizama kukupinza fungwa yako inongoti agara arimo saka haumuki. 
16Murume wangu ndomuda chose asi pabonde pane dambudziko. chombo chake chakakurisa, zvese kukora nokureba. Ndoona sokuti chiri kua 18-20 cm. Takaroorana ndiri chirikadzi murume akashaika ne ACCIDENT. tine mwana umwe chete. Uyu murume wandava naye kutoshinga hangu asi bonde naye hariite. akakurisa. Rubatsiro please. Kukura kwechombo kunokwanisa kukonzera nyaya yenyu iyi asi pane zvamunokwanisa kuita kuti dambudziko riite shoma. Mirirai kusvika iwe mukadzi wanyorova zvakakwana. Momboita nguva muchirezvana muchiudzana zvinyaya zvinoitisa zemo. Kana wazonyorova iwe chikwira murume wozvipinza chombo woita nguva pakupinza kwete kungoda kuti mvoo zvinesipidhi. Wapinza womboita kamwe kanguva uchijairira kuva nechombo mukati. Kana wotanga kufambisa chiuno wotanga zvine mwero zvishoma nezvishoma uchihwa kuti kuzasi kuti kudavira sei. Kana zvapindirana wochifunga yokunatsohwa pane moyo nokuisana kwenyu. 

Dambudziko riri pakuiswa uri kuhope nokuti pamwe unenga usina kunatsonyorova asi kazvinji kuiswa uri kuhope unenga wakarerusa muviri saka hazvinetsi. 

Iko kurerusa muviri mrume achizama kupinza chombo kunobatsirawo chose. 
17Ndakazoziva kuti musikana wangu ane HIV tatomborara tese kakawanda asi pese taishandisa makondhomu. Ndakaenda kuTest 3 times vachiti ndiri Negative. But ndava kutya vanhukadzi. kubva pandakasiyana naye handina kumbonyenga umwe musikana futi. Ndakavhundika. Zvichapera here? Unofanira kutotya vakadzi. Nyaya yokuisana nomunhu wausingazivi STATUS yake inyaya inoitwa nemapenzi chetechete. Munhu akachenjera anotorana nomudikamwa wake voenda kuTEST vese kuda kaviri, voratidzana ma RESULT avo, vobvapo votaudzana nokuronga kuti nyaya dzezvigwere dzafamba, chasara kuwirirana kuti pauviri hwedu pasava noumwe atisina kundotesitwa naye tikahwa paamire. 

Zvadaro kana mada kuchitanga kuisana udzanai zvinogutsa muitirane pasava nounogunun'una panyaya. Motanga matauriranazve panyaya dzemimba kuti moita sei kudzivirira mimba. Inyaya yenyu mese, zvikuru murume nokuti anobhadhariswa mari kana akaitisa mimba. Musikana mazuvano haabati mimba kana asina fungwa yokuteya murume kuti awanikwa. 
18 Chiiko chinoita kuti vana vechidiki vaite chirwere chemukondombera? HIV?Chihure chinokonzera zvigwere kumunhu aita chihure, uyezve kumunhu achazosanga nemunhu amovata nemunhu aita chihure.  Sokuti murume mukuru ovata nechisikana chezera diki  ngatiti 18 YEARS, opa chisikana chigwere, Chiikana chiya chichapawo vamwe varume ivo varumewo vagopa zvimwe zvisikana. Nyaya yoenda yakadaro kusvika nyika yese yazara nezvigwere. Kana usingadi chigwere, torana nomunhu wawafunga kuisana naye monotesitwa, mudzoka mofanoshandisa makondhomu makamirira kunotesitwa futi kwapera mwedzi mitatu. Mozotanga kuisana muchiziva pamatangira. Pa 6Months imwe neimwe monotesitwa futi. 

Asi pauviri hwenyu modzidzawo kuisana nomuyo wese nguva dzese kuti musashuva kuisana nevamwe vanhu. 

19 Ini mb**o yangu inongomira nguva pfupi yobva yatovata. No chance yokus**a mukadzi. She is now Saying ndakasumwa noumwe mukadziNyaya iyi inyaya inoda kuti uende unoudza varapi nokuti unokwanisa kunge une chigwere chomoyo chinoda kutariswa nokukasira kuti ugowana rubatsiro. Murume wese ane makore ari pasi pe 65 anofanira kukwanisa kumira chombo zvisina dambudziko uye kuvatana nomukadzi wake kusvika azopa mukadzi urume nguva yokunakigwa yatomboita refu. Vadaro chombo chozovata hacho. Kana pasina izvi pane dambudziko rinoda kuonekwa nomurapi. 

20Makongo marefu ndingaaita sei? Mukadzi umwe chete and gongo (CLITORIS) rimwe chete. kune varume vakawanda vanotyiswa nokukura kwegongo. Saizi pane vakawanda inobva pa hafu ye CENTIMETRE kusvika pama CENTIMETRE maviri kumunhu ane gongo guru. Zvokukudza kupfuura ipapo zvinoitwa nezvimuchini zvinohi VACUUM PUMP zvinotengwa pa INTERNET asi hwisisa kuti kune dziwe nyika unokwanisa kusungwa kana ukabatwa uchizvitenga.

Hazvina chazvinobatsira kuita gongo guru. Kunakigwa kunohi kwakangifanana zvisinei nesaizi yako yegongo. 


21Kutundisa mukadzi kunoitwa sei? Kuti Mukadzi ahi atunda ORGASM) zvinobva nenyaya dzakati wandei. Vakadzi vakawanda havakwanisi kutunda zvichibva pakupinzwa chombo chete. Vashomanana vakadaro. Mhomho yese inoda kuti uku ane chombo mukati uye murume ari kutora nguva refu achimukoira, uku murume ari kutamba ne bhinzi, kana kuti iye muridzi ari kutamba nebhinzi. Ndizvo kuti mukadzi akwanise kutunda. 

Zviri nani kudzidzisa murume matambisigwe ebhinzi kuti adzidze kuzviita muchiri kutamba musati mapinzana chombo. Chikuru chinotadzisa vakadzi kunatsonakigwa pakuiana inyaya yokuti varume vanofarira kukasira kupinza chombo mukadzi asati anatsokwira zemo  Zvadaro futi murue okasira kutunda mukadzi asati anatsonakigwa. 

Varume tambai nebhinzi, nematinji. 
Varume tambai nguva refu musati mapinza chombo
Varume torai nguva refu muru mukati memukadzi musati matunda
Varume shandisai maitire akawanda kwete kungodzidza kutsimbirira mukadzi zuva nezuva. 
22Zvinoita here kutundira mukadzi muchibereko? Hazviiti kutundira muchibereko (Womb/UTERUS) nokuti mukova wacho wakavhara uye mudikidiki. Murue anotundira mukati me mheche. Kuberi kwacho ndiko kune kamukova kadikidiki kechiereko. Hazviiti kuti chombo chisvikeko chigopindako. 

Hapana futi zvazvinobatsira kutundigwa muchibereko. Ukangotundigwa sezvinongoita vamwe unongoitawo mimba sezvavanoitawo vamwe. 
23Chii chinonzi kubika mapotoKubika mapoto kunoitwa nomukadzi nomurume vese. Zvinoreva kuti vari kugara semukadzi nomurume asi ivo varina kuroorana zviri OFFICIAL. Pamagarire avo vanoita sevakaroona, kubikirana, kuisana, kupanana mimba, zvese zvinongoitwawo nevakaroorana vanoita. Zvinonzi vari kubika mapoto. 
24Mukadzi wangu haana matinji. Pane zvaangaita here kuti aite matinjiHakuna mukadzi asina matinji asi kungoti vamwe vane matinji madiki. Pakuisana kwenyu hapana chakasiyana uye munongonakigwa zvakangofanana mese murume nomukadzi. Siya kufunga nezvematinji utsvake kushamwaridzana nebhinzi yake. Uchaona kuti zvinomunakira chose chose uye iwewo uchafadzwa nokuona uchinakira mukadzi wako. Chero dai kuchinzi anozoita matinji, hapana siyano yaungaona pazviri. Matinji inongovawo OBSESSION yevanhu verudzi gwedu. Zvakangofanana nevarume vanofunga kuti kukura kwechombo ndiko kunonakira mukadzi Nyamba bodo. Kuisana nomunhu ane udo uye anokunonokera ndiyo shasha. 
25Gomarara re muromo wechiberekoIyi inyaya ye CERVICAL CANCER. Regai ndigoitanga ndine nguva. 
26Kumukirwa usiku nomurume kwakanaka here? Murume wangu ane tsika yokundimukira usiku. Ndopepuka ndava kutosv**wa.  Dizvo zvinoitawo vamwe here? Munhukadzi wese zvake ane murume muma anokasira kudzidza zvinhu zviviri pakuvata hope. 
1 Kudzidza kuiswa uri kuhope
2 Kudziziva kuti murume anomira chombo kakawanda ari kuhope 

Kana muchivata pamwe chete, munoitisana zemo muri kuhope zvoreva kuti munogaroisana muri kuhope. Murume anokwanisa kupepuka ane chombo chimire. Kana uvete pedo sokuti makagumbatirana, hapana chakaipa kukupatsanura makumbo wokupinza chombo motoisana kusvika akupa urume. 

Iwewo kana uye ari kuhope ukapepuswa nokugogonera kwechombo kumagaro, hapana chakaipa kungo suduruka kusvika wava pakanaka pokuti ubate chombo upinze muchituu chako. Unotohwa wega wachipinza icho choti gwii, gwii, gwii, kuvhundukira nomufaro, kuwedzera kumira. Ukatanga kusunga nemasuru uye kufambisa chiuno, unohwa murume otobatirira otokukoira, napo napo mava kutoisana. Hapana chakaipa kana. Ndizvo zvinongoita vakaroorana. 

Kuseni kuma 4 am vanhu vanoisana vakawandisa. Chinhu chokutojairira zvokuti ukasatozoiswa unotoshungurudzika pazviri. Makuseni kana usiku zvinonaka chose nokuti unenge wakasununguka muviri. 
27Magaro emusikana wangu madiki chose. As pane zvimwe zvese akanaka uye ndomuda but ndoshuvira kuti aite magaro makuru. Kana wada munhu chirega kuda kuchinja zvaari izvozvo. Iwe ndiwe wakamunyenga uchitoona zvaari. Kuzama kuchinga mamirire akaita munhu kuti ave zvaunoda iwewe chinhu chakaipa chose. Ida munhu sezvaari izvozvo. Kana zvichikunetsa siyana naye awane anomuda. Usatambisa nguva noupenyu hweumwe munhu. 

Ngatibatanei nounhu veduwee. Kutsoropodza magaro emunhu waunonyebera kuti unomuda handizvo. 
28Ndava ne two years ndaroora. Recently ndakashevedzwa ku South Africa kunotsvakirwa basa nehama. Hazviiti kuenda tese. Ndichanokwanisa here kugara ndisina munhu wekusv**ana naye. Ko mukadzi wangu achakwanisawo here? Hatikwanisi kukupindurira muvunzo wako asi kungokuudza kuti muvunzo wakanaka chose uye unofanira kuzvibvunza mubvunzo uyu ugowana zvokuita pauri. 

Kuparadzana noumwe wako chinhu chinoshungurudza chose kwamuri mese. Mese munoshaya wekuvata naye asi kana mune rudo munokwanisa chose kumirirana uye kugarotaura pafoni. Chihure ndicho hacho asi vanhu munofanira kuzama kusiyana necho. Kana wazowanawo basa wokasira kuronga kuti mukadzi auye muzogara mese. Kana shungu dzako dziri panyaya yekuvatana, movatana henyu madire somurume nomukadzi. 

Taurira mukadzi kuti dai zvaibvira waisaenda asi kana waenda uchakasira kuti auye kwauri. 
29Ndokumbirawo kubvunza kuti ichokwadi here kuti kana ndichida mwanakomana ndosv**wa ndakafuratira murume. Kana ndichida mwanasikana ndosv**wa takatarisana.? Idzi inhema. Kuti mwana mukomana here kana kuti musikana zvinobva pakuti maisana nguva ipi yomwedzi kwete kuti maisana nomutoo upi. Asi kana uchingofarirawo kuiswa  wakafongora hapana chakaipa ita wakasununguka. Usangozofunga kuti zvinobatsira pakuda kuti mwanai wamunoita. 

Chikuru pamwana ndechokuti ane utano kwete kuti mwanai. 
30Ndine 23 years. Hapana ati amboratidzawo kuti anondida. 23 years, Please Help. Ndoita sei. Kana munhu akadhakwa chaiye haana kumbondinyenga. Not one. Iwe wakamboratidzawo ani kuti unomuda. Mukomana kuti akunyenge anenge aona matarisire auri kumuita nokunyemwerera obva aziva kuti wamuona uye inofunga kuti anoyevedza kutarisa saka ungangomuda. Chero vasikana vanonyengwa mubhazi vaya mukomana anototanga ataura newe ohwa kuti hana yako yakagadzikana kana uchitaura naye. Anozosara okumira nhambha yako yefoni atofungira kuti kana akakumbira unomupa uye unokwanisa kumuda. 

Usamirira kunyengwa, iwewo zama kukwezva vakomana vaunoona kuti vakakodzera. 
31Chii chinonzi RAPE? Kana musikana akati NO, but ndikamubvisa panty ndikamukwira pasina resistance, at all, iRAPE here? Anokwanisa here kundisungisa? Rape kuvata nomunhukadzi kana munhurume asina kukupa mvumo. Kana ukazama kuvata nomusikana akakuudza kuti haadi. Iwe ukaramba uchizama kumubata nhengo dzomuviri wake, yatori SEXUAL ASSAULT
Ukazozama kumupinza chombo yava ATTEMPTAED RAPE
Ukamupinza chomo yava  Rape

Kana munhukadzi akakuti uya tiisane, mukatanga kuisa iwe chombo chako chiri mukati achirochemerera achinakigwa, Kana akakuudza kuti haachadi saka chirega, iwe ukarama uchimukoira, yatori RAPE. 

Munyika zhinji kana musikana asina kukuudza kuti pinza haupinzi. Unomirira kusvika akupa mvumo. Iwewo unobvunzurudza kuti toisana here. Zvokuti haana bhurugwa uye akavhura makumbo hazvina vasa. piwa mvumo yokupinza usati wapinza. 

Kana ari mukadzi wako wemumba munokwanisa kubvumirana kuti munoda kuisana nguva dzese. Asi kana mukagumurana kumbira usati wapinza. Kana akati haadi ukamupinza, yatori rape. 

Kana mukadzi upi zvake akadhakwa haavatwi naye 
Kana musikana ane makore ari pasi pe 18 haavatwi naye kuzhe kwekuti iwewo makore ako ari pasi pe 18. 

RAPE inoitisa makore akawanda kujeri. 
32Chii chinoitwa nemukadzi kana achida kusv**wa? Ndingaratidza sei murume kuti ndiri kuda kusv**rwa? Tarisa zvinoita murume wako kana achida kuvata newe, wobva wangoitawo izvozvo nokuti ndizvo zvaanohwisisa. Asi kana une murume mumba, dzidza tsika yokungoudza murume kuti uri kuda kuiswa kwete kumboita chibhende pazviri. Murume ndewako uye iyewo notodawo saka hapana wekuvanzira. Budira murume pachena agare achiziva kuti unoda kuiswa. Pamwe unokwanisazve kuwana chiwe chinhu chaunoti ukamupa anobva aziva kuti une zemo.
33Ndiatsireiwo please. Mukadzi wangu anochema misodzi kana akanatsonakirwa pabonde zvokuita ORGASM. Anochema DURING then oita kanguva achichema tapedza.  Zvinondtyisa saka ndichida rubatsiro. Rega acheme akasununguka. Zvongoreva kuti kana muchida kuisana moenda kuimba isinahwikwi nevamwe vanhu. Vanhu vakawanda zvinovashungurudza kuhwa vamwe vanhu vachiisana, zvikuru kana vaisani vakaroorana. Kana vasina kuroorana vamwe vanhu havanei nokuita ruzha kwavo. Zvinongohi chihure. Asi kana mukadzi nomurume vemuma vakaita ruzha pakuisana zvinotsverusa. 

Saka imi endai kwakavanda kusingahwikwi. Iwe rega mukadzi anakigwe nokuisana kwenyu. Zvokuti anochema izvo hazvina kuipa chero uchiziva kuti kuchema kwekunakigwa. Rambai muchiisana kusvika mapedza wogumbatira mukadzi wako womuvaraidza kusvika agadzikana hana. Moita nyaya movata hope dzakanaka.  
34Kana mukadzi ava nechikomba anoonekwa sei nhai amai chibwe? Munhukadzi zvinonyadzisa kubatwa ane chikomba saka kazhinji mukadzi anonetsa kubata. Asi vakawanda kana achida murume wake wemumba anowedzera kumuvhurira makumbo kuti asafungigwa kuti ane chikomba. Anowedzerazve kuratidza rudo uye kubata murume zvakanaka. 

Vakadzi vanohura vanowedzera kuhura nguva yokukandira mazai. Zvisinei kuti pakuhura anoshandisa kondhomu here kana kwete. Ndiyo nguva yokuti kana wamufungira chihura tsvaka mutikitivha amuteverere panguva iyi. 

Varume havanetsi kubata pakuhura. 
35Kuzasi kwangu kuri kubuda zvinhu zvichena. Muchitubu memunhukadzi wese akatanga kuenda kumwedzi kunogarosinira tumvura tune ruvara runoti:
 1 CLEAR
2WHITE
3 Yellowish
4 BROWNISH WHEN DRY ON UNDERWEAR

usava nebasa nazvo nokuti zvinoitiswa nokuti chibereko chinozvisuka, chobudisa zvachinobudisa nukuchitubu. Hakuna imwe nzira yazvingabuda nayo.

Chokugaroita ndechichi. isa ruoko pamberi upukutire zvacho zvinobuda paruoko ugonhuwidza. Kana zvisina munhuwi wakaipa uye zvisingavavi pamberi zvinoreva kuti hapana chakaipa. Kana zvine munhuwi, zvawandisa kana kuti zviri kuvava zvokuti unongogarokwenya zvausingasiiti, zvinoreva kuti waita utachiona hunoda kurapiwa. Kasira kundoonekwa. Zvikuru kana wakavata nomurume wausingazivi STATUS yake kana kuti wakazvipinza chimwe chinhu usina kuchisuka.
36Ndingaita sei kuti Joseph andinyenge? Ndinomuda chose asi iye anoita sokuti haazvioni. Tinopinda tese Church. Ndibatsireiwo. Kana Joseph asina umwe musikana iwe kumbira nhamba yake yefoni kana asina foni. Wochitanga kugarotaudzana naye kungoti aite nguva newe, aone kuti uri munhu akaita sei. Vakomana vanoenda kumachurch, zvokunyengwa havadi. Mirira akunyene iye asi iwe swedera pedo naye chete kuti akuone. Wogaroita nyaya naye. Kana musi wekuenda kuchurch wava pedo mutumire MESSAGE uchibvunza kuti ari kuuya kuchurch here mangwana. Akati ari kuuya woratidza kufadzwa nazvo. 

Kuchurch woona kuti wataura naye. Kana ane chaaita muchurch muudze kuti zvakufadza. Pakati pevhiki mutumire MESSAGE uchingobvunza zvaari kuita, kuti muite nyaya. 

Udza shamwari yako kuti unoshuva kudanana na Joseph. Hazvinonoki kuti Joseph ahwisise kuti anofanira kukunyenga. Kana akunyenga tanga wamubvunza kuti anokuda zveshuwa here usangobvuma. Zvadaro muudze kuti uchamuudza kana wahwisisa zviri mufungwa yake. Zvikuru kuti sei asina kumbokunyenga kusvika pari zvino
37Mukadzi wangu ndomuda but kusv**wa haadi. Anongoda kamwe pazuva. Ini kana 5 times ndoshuva but iye anoramba. Pane mushonga here wekuti afarire kusv**wa? 

Hausi kugona kumubata zvakanaka uye kushamwaridzana naye. Kana achitomboda kuisana kamwe chete pazuva zvoreva kuti anoda. Vakadzi vashma vasingadi kufadza varume vavo. Wana mukana wekuswedera pedo nomoyo wake muzvito zvenyu, uchaona kuti kuisana kwenyu kunowedzerawo. 

Usada kuita zvokuisa ma DEMAND asi kuita zvokukwezva. Asizve paanoda kuiswa ipapo onawo kuti wamuwanzira nguva. Kubva paunopinza chombo kusvika paunozomudiridzira urume, nguva iyoyo ngaipfuure 7 Minutes. Pota uchizorora asi uku ramba uchimukisa, uchisveta mazamu, mutsiba, zheve, nokupurudzira muviri wake nokuita NOISE inoratidza kuti anonaka. 

Ipa mukadzi wako manyawi azive kuti anokunakira chose chose. Wogaromuudza kuti akaumwa zvinokuyevedza. Ega anowedzera zvinhu.  Ukuwo mubatsire mabasa omumba asagara akaneta. 
38Murume chombo chinomira ko mukadzi  anoita sei? Chii chinoitika? Murume anomuri chombo
Mukadzi anomira bhinzi 
Mukadzi anozvimbirira maromo nematinji
Mukadzi anonyorova kana kueredza mukati.
Mukadzi minyatso yemazamu inomira
Mukadzi mvere dzepagana romuviri dzinomira

Murume ngaasapinza chombo mumukadzi kusvika mukadzi anorova mukati. Zvinogwadza kana asina kunyorova. 
39Kusv**ra mukadzi akadhakwa kwakaipei. Pane mukadzi ari kuti akabvuma nokuti ange akadhakwa. Kana ari sober haangabvumi nokuti haandidi. Kana uri mu EUROPE kana USA, Canada, Australia, Usavata nomukadzi akadhakwa kuzhe kwekuti ari mukadzi wako wemumba. Kana akakuendera kumapurisa unosungwa nokuti hazvibvumidzwi. Unonzi wakamubata chibharo (RAPE) Asi kana mukataurirana asati adhakwa ukakwanisa kuREKODHA zvamataurirana achibvuma kuti moda kuzoisana madhakwa. Kana pasina izvozvo usatombozviita. 

Kuvata nomukadzi akadhakwa unokwanisa kurutsigwa kana zvimwe. Hapana chingankidza kuvata nomunhu asinganatsi kubatsirana newe pakuisana kwenyu. Hameno varume kuti fungwa dzenyu dziri papi, nokuti zvinoita sokuti kuona kwedu kwakasiyana. 
40Mukadzi ane nhumbu anosvi**a here?Kana mukadzi ane mimba, zvikuru yokutanga, anofanira kugariiswa nomurume wake. 
Zvinoderedza zvigwere zvomuviri
Zvinorerusa hana pamusoro pemimba yake
Zvinoita akwanise kuzvara zviri nyore
Zvinonaka nokufadza. 

Hapana chakaipa chingahi chinoitika kana mukaisana mukadzi ane mimba. Hapana chinoitika kumwa nokuti kwaari kure hakuna chinosvikako uye kwakavharika hakuna chinopindako.  Chamunongofanira kuhwisisa ndechemaitire enyu kana mima yati kurei itai zvinoita murume asatsimbirira mukadzi. 

Mukadzi pamusoro
Mukadzi kufongora 
Mukadzi kuvata nedivi akafuratira murume, obva asimudzira murume ari shure gumbo 
Mukadzi ane mimba yokutanga ngaasabvuma kunomirira ari kumusha kwake asina murume wake nokuti anofanira kugaroiswa. 
41Is it true kuti kana mukadzi akahura maningi anodhambha bec**?  Does that mean kana asina murume panovharika? 

Aiwa idzi inhema. Hakuna zvakadaro. Inyaya dzepadoro dzinoitwa nevarume vanomwa doro kudai nengari yokutadza kunatsobata vakadzi vavo kureva kuti mamirire akaita muviri wemunhukadzi havaahwisisi. 

Munhukadzi anokwanisa kuvata nemurume kakawand pazuva kwenguva refu, pasina kuti chii chingaitika pamberi pake. Iye anongojaira kuiswa chete asi anokwanisa kutoshinya kupfuura mukadzi asingaiswi. 
42Last year ndakas**wa vemuprophet kuti ndiite nhumbu, zvikaramba. Takaita mwedzi wese ndichiendako pa weekend. 

This year ndamboedza futi umwe muprophet but nhumbu handina. Murume wangu ari kuti ndidzokere asi haasi kuziva kuti ndiri kusv**wa. Ndoita sei? 

Ndine dambudziko rekusabata nhumbu 4 years ndisina. 
Boka revanhu vawakasarudza kuhura navo rine vanhu vanotokwanisa kukuuraya nezvigwere asi mimba usina futi. Kuhura hakukubatsiri pakuita mimba. Chinobatsira kuhwisisa kuti chii chiri kukukonesa kuita mimba. Chihure chinouraya vakawanda.  Usafunga kuti wakangwara pakuhura. 

Chokutanga kuenda kuvarapi wonoonekwa kuti chiri kukukonesa kuita mimba chii. Zvinoita sokuti ndiwe une damudziko nokuti wazama nevamwe varume zvikaramba.  Enda kwa Doctor kwete kupedza nguva uchitsvaka vaporofita venhema vari kungonakigwa nokuvata newe. 

Kana ukabata chigwere unokwanisa kupa murume wako chikwere. Hazvikubatsiri chinhu. Zvinokudzikisa chiiro. Kana kuri kuti unofarira kunakigwa nemaporofita nakigwa hako asi hwisisa kuti hapana chinobudapi panyaya yemwana. Ukabata mimba mwana waunozvara haasi wemurume wako. ndewemuporofita. 


43Kuisa chigunwe mukati uri mhandara kubvisa humhandara here? Kuhi uri mhandara zvinoreva kuti hauna kumbovata nomurume uye kupinzwa chombo mumuviri wako zvisinei kuti akupinza chombo papi pacho. Zvinokwanisika kuti hausi mhandara asi usina kumbopinzwa chombo muchitubu chako asi wakapinzwa kumashure kana kuti wakaita chombo chokusveta nomuromo. Hausi mhandara nokuti unoziva kuvata nomurume. 

Asi ukasangana nomurume wausina kumbovata naye anokwanisa kufunga kuti hauna kumbopinzwa chombo nokuti kuchitubu kwako hakuna kumbopinda chombo. Saka mubvunzo wako uri pakuda kuziva kuti ukabvaruka chivharo chechitubu waita zvokuzvibvarura wega uchipinza chigumwe zoreva here kuti wabva humhandara. Bodo uri mhandara hako asi kungoti pamafungire evarume murume anokwanisa kuzokufungira kuti hausi. Asizve mabvarukire acho nechigumwe akasiyana nokuti wapinzwa chombo. 

Koitazve nyaya yokuti unokwaisa kuvata nomurume mugoisana chose asi usingabvaruki chivharo iri nyaya yokuti unotatamuka chivharo uye murume haasi kunatsopinza pamunoisana. Asi unokwanisa kutopiwa urume ugoita mimba usina kuvaruka chivharo. Vashoma havo asi variko. 

Kunakigwa kwemunhukadzi kuri pabhinzi saka vasikana vakawanda kana vari vega vanongokwiza bhinzi pasina zvokupinza chigumwe izvo. zvidzidzise kunakigwa nokukwiza bhinzi yako zvinonaka. Kana wazova nomurume, pamunoisana iwe isa ruoko pakati ukwize bhinzi kuti ukasire kutunda nokuti varume vakawanda vanokasirisa usati wanakigwa. 
44Ndonzwa vamwe vachiti kana murume akatunda chombo chake chinobva charegera kumira. Murume wangu haaiti izvozvo. Anoramba akamira achingoda kundikwira chete kusvika aneta. Ndoita sei? Chokuita chaich chakakodzera nyaya yako ndechokuisana nomurume wako kusvika aneta iwewo wanatsa kunakigwa. Chinongodiwa kuhwisisa kuti tanga wanyorova kuti zvisagwadza. Vamwe vakatohwa zvauri kureva vanotofunga kuti uri kuvashainira nokuti vakawanda havana dambudziko rako rakanaka iro. Kana waneta vata mavatire anopa murume mukana wekuramba achikuisa kusvika aneta, Sokuti ukavata nedumbu iye okukwira nokumashure. Unokwanisa kuisa piro pasi pechiuno kuti chikwirire apinde zviri nyore kuti usaita basa guru nechiuno nokuti iye akapinda zvakadzika. Kana kupakicha gumbo rimwe kana ese pamafudzi ake kuti usawana mukana wekushanda naye iye obva angoita basa ega okasira kuneta. 

Usagarofunga kuti idambudziko nokuti chinotova chinhu chakanaka chose. 
45Chikapa chinoitwa sei kana ndichiiswa nomurume? Chikapa kuhwisisa kuti pakuisana mese munoshandisa chiuno. Hapana imwe nyaya inotoshamisira pazviri. Ingohwisisa kuti murume paanotanga kushandisa chiuno chake achipinda nokubuda achiita kuti chombo chikwize mukati mako, iwewo chishandisawo chiuno chako kuti chombo chinatse kuhwikwa kunaka kwacho. ukokwanisa kuatirira murume kuti chombo chisapoya paunotanga kushandisa chiuno. 

Ukaterera varume vakawanda unohwisisa kuti vanofarira chose mukadzi anoshandisa chiuno. 
46Ichokwadi here kuti munhu kuti akabva humhandara anofanirwa kubuda ropa?Zvinobva nokuti ane makore mangani. Vamwe vanobuda ropa vamwe havabudi ropa. Kubuda ropa zvinoitiswa nokubvaruka kwechivharo chakavhara pachitubu. Chivharo ichi chine maburi anoita kuti kana uri kumwedzi ropa rikwanise kubuda.

Kana ava munhu ati kurei sokuti ane makore anopfuura 18 zvinokwanisika chose kuti hapana ropa rinobuda nokuda kwenyaya dzinoti:

  1. Chivharo chakatobvaruka nechekare iye asingatozivi
  2. Chivharo chakabvaruka nokuda kwekuti anoshandisa maTAMPON kana ari kumwedzi.
  3. Kugava madhongi
  4. Kuchovha bhasikoro
  5. Kuita mamwe maSPORTS kuchikoro kana kumba
  6. Kuzvipinza zvigumwe uri wega.

Chivharo cheumwe noumwe chakasiyana mamirire acho. Vamwe vane chine buru rimwe chete rakati kurei. Vamwe voitawo chine maburi madiki akawanda.  Rimwe remaburi rinokwanisa kuwedzera kukura iwe ukasambozviziva. Pakuzopinzwa chombo hapana chinobvaruka saka hapana ropa rinobuda. 

47Ko chii chinovhura masuwo kana wakazvitakura?Muviri wako unogadzira ma Hormones anoziva kuti nguva yakwana obva agadzirira kuti mwana abude. Hapana umwe mushonga unodiwa ipapo asi kungoti zvinokuitira nyore pakuzvara kana ukahwisisa kuti paunenge une mimba unofanira kugaroiswa nomurume wako, zvikuru kana ari munhu anokunonokera kureva kuti unonakigwa nokuiswa. Kunaka uku kunobatsira muviri kugadzirira kuzvara. Haunyanyi kugwadziwa sezvinoita munhu asina murume. 

Kana iri mimba yokutanga zviri nani chose kuti urame uchivata nomurume kusvika mimba yakura. Kune vanotoisana kusvika kwasara kana mazuva maviri chaiwo. Kare vana mbuya vaizoripisa murume kana vaona urume hwake panozvara mukadzi. 

Masuwo anongovhurika ega nenyaya yemaHORMONES ari mumuviri kana waita mimba. Usaita hanya nazvo zvachose ungowedzera kuisana nomurume wako chete chete. 
48Ko kana mwana ane nhova unoona sei?Nhova iri pakati pemusoro. 
Kana mwana ane nyota inotama. Kana asina nota haitambi. Zvinoreva kuti ukaona nhova ichitamba mwisa mwana mukaka kana mvura, uye ona uti haasi kupiswa zvakapfuuridza. Hakuna mushonga wenhova nokuti hachisi chigwere. Munhu wese ari panyika vese mabhiriyoni manomwe, vakazvagwa vane nhova inotamba kana ane nyota 

49Kuiswa wakafongora kunonaka here? Kuisana kwevanhu kunoitwa nemaitire akasiyana siyana zvichiva nokuti munofarirei mese. Mukadzi anoziva pane chitubu chake saka anofundhisa murume kuti panopindhwa sei. Kana makaroorana mukadzi ndiye manager wezvokuisana asi anopota achivunzawo murume kuti toita sei kuti murume agarowana zvinomunakirawo. 

Kufomgora kunonakira mukadzi chose nokuda kwekuti chombo chinonokwiza nokugofa pakasiyana nepachinokwiza nokugofa kana wakavata nomusana. Varumewo vanoti kufongoregwa kunonaka nokuti ganda remagaro emunhukadzi rakatsetseka saka rinonaka kukwizirirana neremurume, uyezve chombo chinopinda chese mumukadzi zvinova zvinodiwa nevarume. 

Kufngora kunoratidza murume kuti iwe wazvipira kuiswa uye wapa murume muviri wako wese kuti aitewo zvaanoda nokumira kwaita chombo chake. 

Chinhu chakanaka kugarosiyanisa maitire ekuisana kwenyu kuti zvisafinha. 
50Ndoitasei kuti ndiende kumwedzi? Kumwe kunokwanisa kumira kana wamotanga kuenda zvichibva nokuti une chimwe cheizvi?

1 Hausi kukandira mazai kureva kuti mazai mumuviri wako akapera. Munhukadzi anozvagwa ane mazai ake ese Asi anozotanga kuakandira ava nemakore anoita 13 kusvika paanoperera. Vamwe vanopera mazai pamakore mashomashoma sokuti 28, vamwewo kuma 45. Zvinongobva nokuti wakazvagwa une mangani. 

Kukoresa. Kana ukakoresa unokwanisa kumira kuenda kumwedzi

Kuondesa: Kana ukaondesa  (BMI iri pasi pe 17) unokwanisa kumira kuenda kumwedzi. 

Kuita chigwera che zvikandiro. 

Enda kuchipatara uvaudze kuti hausi kuenda kumwedzi kuti vakuongorore. 


1 comment:

Anonymous said...

Ko nhai mai chibwe ko mushonga wechikaranģa unoshandiswa kuwedzera kukudza matinji unonzi chii kana żvichiita muņgatiisirawo photo uye kt unoshañdiswà sei