Ndakatanga kuhwa nezviitiko izvi pava
nemakore maviri kana matatu asi handisati ndazviona ndega zvinoreva kuti ini
handizviiti. Hapana kana umwe chete weshamwari dzangu anozviita.ndine shamwari
dzakawanda dzimwe dzinobva kuZimbabwe, Malawi, Zambia, Mozambique, South Africa,
Botswana, UK, China, ne France. Kozotizve vamwe
vandinshandanavo vasingasvodi kutaura zvavanoita nemahurerume avo pa kupera
kwevhiki. Chokwadi ndechokuti vanhu vakawanda kuno havasvodi kutaura dzimwe
nyaya saka unohwa zvakawanda pavanoudzana nyaya dzavo.
Kotizve vamwe vanofunga
kuti kana asingaiti chimwe chinhu haasi kunakigwa kana kunakira murume. Saka anotobvunzurudza
vamwe kuti vari kuzviita sei kuti agozamawo kuzvita. Pakubvunza vamwe apa
ukaterera mhinduro dzavo unohwissa kuti nyaya dzomudzimba dzakawanda uye kuti
udzipedze unoda upenyu hwemakore anosvika mazana maviri.
Mubvunzo uri pakuti
chii chinobuda pamunhukadzi pakuweta parhoji nomurume? Chinobuda napai? Uyezve
Musati matanga kurhjana zvinenge zviri pai.
Ngatitange nokuongorora
kuti murume anozviita sei? Murume anoti akagara zvake achiita nyaya neshamwari
dzake, uku muviri wake zvitatu zvinogadzirisa urume.
Mabhora anogadzira
mhodzi dziri muurume dzinoitisa mimba kumukadzi
Koti chimwe chifakitori
chinohi PROSTATE Gland chinogadzira urume hwacho hunoonekwa huya hwakaita
uchena
Kotizve zvimwe zvifakitori
zvinohi bulbourethral organs zvingadzirawo imwe oiri yokuvhenganisa nourume.
Toti zviya murume
otanga kurhoja mukadzi wake, zvi fakitori zvese izvi zviotaurirana kuti paita
zai pano ngatikasire kuendako tinogadzira mwana. Zvinoziva kuti chombo chava
mukati nokuti pane zvakawanda zvinoitika panyaya yerhoji. Zvinokumbana pamwe
chete zvounganidza zvinhu zvazvange zvichigadzira zvovenganisa zvobudisa urume
hune mhodzi uye oiri.
Urume hunobatsira
kutakura mhodzi kuti dzisvike kuzai. Mukati memukadzi mune ACID inokwanisa
kuuraya mhodzi. Urume hunoderedza ACID asi hunonetsa kudhidha mukati mahwo
nokuti hwakakora.
Oiri iya inoitigwa kuti
pakufamba muchitubu chomukadzi, mhodzi dzifambe nokukasira nokuti urume
husanetsa kudhidha kwacho.
Zvese zvinovhengana
pakunakigwa kwevaviri ava hwobudira mukati memukadzi zvokugadzira mwana
zvotanga kana ane zai.
Mukadzi.
Mukadzi haana zvese
zvandataura izvi kuzhe kwekuti akatoremara. Pakufunga zvokurhojewa, mukadzi
anotanga kunyorova mukati mechitubu, uye kuzvimbirira katinji ne bhinzi,
minyatso, uye ganda remuviri wese rinotsetseka kumirira kupurudzigwa
nokuwedzera kunaka. Kuzasi kwese hakuna
chimwe chinogadzigwa. Isu vakadzi tinogamuchira urume, hatibudisi chimwe chinhu
nokuti hapana kwachinodiwa. Murume kana ari mukati akabudisa urume, hunosaramo
pamunpedza. Iwe mukadzi ukaweta hazvipindi mumurume saka hapana chazvabatsira
panyaya yokuzvarisana.
Vanoziva nyaya iyi
vanoti ivo zvinoonekwa zvichibuda pamukadzii haisi weti yakafanana
neyatinoitira mutoireti. Ukavabvunza kuti saka chi chinobuda havanyatsi
kupindura kuti chii asi kungoti zvakaita se oiri, uye hapana hwema seweti, uyezve
kunyorovesa kwacho kwakasiyana nekweweti. Ukabvunza kuti ko sei tese vakadzi
tisingaweti zvakadai pakurhojewa, unohwa woudzwa nyaya dzakawanda.
Tadaro tinoonazve kuti
kana murume akapinza chigumwe muchitubu, toti mukadzi akavata nomusana oisa
piro pasi pechiuno kwete magaro, osimudza mabvi oapatsanisa shoka dzake
dzakatsika pamubhedha kuita seanoda kuzvara mwana. Murume akapinza chigumwe
muchitubu, akatsvanzvadzira kuno kumusoro kwakananga kubhinzi asi ari mukati,
kusvika asvika pamwe pakagwinya nyama kuitasepane bhundu. Akatanga kukwenyerera
ipapo, achipota achitenderedza achikwenyerera, panonaka zvokuti akaramba achiita
unohwa sokuda kuweta uye unohwa zemo kukura mumuviri wese asi kuwanda pamberi.
Pabundu iri ndipo
panohi ukakwanisa kupinzwa chombo zvokuti chinonokwhizapo uku murume
akanyantsokubatabata achikoira achikwiza panhu apa, unkwanisa kuzviwetera
nokunakigwa. Asi weti yacho inonzi haisi weti as kuti muto unobva pasi pamudzi
webhinzi unova iwo unozvimbirira woita bhundu riya rinonaka kukwenyewa nomurume
kana kukwiziwa nechombo murume achikoira.
Kana ukavata nedumbu,
wosimudza chiuno zvishoma wakabhendhesa chiuno,wopatsanisa makumbo zvishoma,
murume wopinza wakadaro, unokwanisa kushandisa chiuno kunangisa chombo chomurume
kundobaya baya pamudzi wenhinzi apa zvokuti kunaka kwacho hakutauriki kunongoda
uzviitire wega. Asi zvinoda kuti uzive pane bundu iri. Ukajaira kugaropinzwa
chigumwe muchitubu nomurume ukati achidaro wopota uchismudza makumbo uchahwa
umwe musi apawana panhu apa. Kana iwe muridzi wangoziva kuti ndepapi chidzidzira
kuti murume ari mukati wozama kunangisa chombo ipapo. Murume haangazvigoni.
Pakawanikwa akaita nguva aripo uchahwa kuda kuweta nokunakigwa kwacho.
Kufunga kwangu vamwe
vedu vanopedzisira vato weta asi weti yacho inobuda nepaburi reweti chairo saka
tichiitirana nharo kuti iweti here kana kuti haisi weti. Hazvibudi muchitubu . Iwe
kana wakamboita weti iyi, tiudzewo kuti yaiva nehwema hweweti yekutireti here
kana kwete.
Ndipo pandinoda kusiya
nyaya iyi. Vanoweta kana vachirhojewa vachatiudza mafambire azvo.
Ini sokuona kwangu, kana chinhu chichiitika kuvanhukadzi kuti chigohi ndiwo maitire evanhukadzi chinofanira kuitika kwatiri tese kwete kuvashomashoma. Nyaya iyi inoitika asi unongohwa kuti yakaitika kuvanhu asi haumbosangani nomunhu wayakaitikira saka zvinorevei izvi. Zvinoreva kuti handiwo maitikire ezvinhu pese pese. Ukavata nomurume zvikaitika kwauri, funga kuti zvaitika sei kuti ugokwanisa kuzviitazve.
Ini sokuona kwangu, kana chinhu chichiitika kuvanhukadzi kuti chigohi ndiwo maitire evanhukadzi chinofanira kuitika kwatiri tese kwete kuvashomashoma. Nyaya iyi inoitika asi unongohwa kuti yakaitika kuvanhu asi haumbosangani nomunhu wayakaitikira saka zvinorevei izvi. Zvinoreva kuti handiwo maitikire ezvinhu pese pese. Ukavata nomurume zvikaitika kwauri, funga kuti zvaitika sei kuti ugokwanisa kuzviitazve.
UDZAI VAMWE!!!!!