Sunday 2 January 2022

Kwahi:"Munhukadzi anomira kuda kuiswa ava nemakore mangani? "

 Ndikumhoresei uye ndichiti Makorokoto tapinda mugoredzva 2022. 


Pamubvunzo uyu wekuti munhukadzi anopedzisira kuda kuiswa nomurume kana kuti kuita zemo ava nemakore mangani? Mubvunzo unonetsa hawo kupindura nokuti vanhu vanosiyana asi chokwadi ndechokuti kuda kuiswa hakunei nezera romunhu. 

Kana tichitarisa vanhu vava vanhu vakuru, tinoona kuti vanoita sevasina hanya nokuiswa. Asizve tinoona vamwe vakura chose chose asi pane EVIDENCE (Zvioniso ) zvokuti vari kuiswa nguva nenguva. Zvinohi mudzimba dzechembere (OLD PEOPLE's homes ) mu UK. vachembere vanogaramo vanogaroisana chose. Kune vakaitwa SURVEY yacho zvakawanikwa kuti vese varume nevakadzi vane makore anopfuura 70 vaitofarira chose kuisana. Saka ivi zvinoreva kuti vachembere vava vakuru vanogaroiswa kureva kuti vanoda chose kuiswa. 

Koitazve Imwe SURVEY yakaitwa kuUSA yakataridza kuti INTENSITY ye ORGASM yemunhukadzi inowedzera nezera kusvika afa. Kureva kuti ORGASM inoitwa nambuya vako inonaka kupfuura yamai, yamaivo ichinaka kupfuura yako. Zvinova zvinotsanangura kuti sei vachiramba vachida kuiswa. Inyaya yokuwedzera kunakigwa nazvo. 

Koitazve nya yokuti vanhukadzi vanogaroiswa nevarume, vanononka kuita nyaya dziya dzokuzviwetera kana kubudira wete shomashoma pakukosora. Kuiswa kunosimbisa nyama dzinoona nezvekusimba kwekugona kudzivirira kuzviwetera. 

Zvoonekwazve kuti vakadzi nevarume vanogaroisana vane hutano hwakanaka kupfuura vasingaiswi, nokuda kwekuti kuiswa kurodzivirira zvigwere zvakawanda. 

Kuiswa kunosmbisa nyama dzomoyo nokuti moyo unombotinhira chose pakuiswa. 

Kuiswa kunodzivirira chigwere che DEPRESSION, nokuti kunoita uve nefungwa yokuti unodiwa nomurume ari kukuisa wacho. 

Tinoonazve kuit vakadzi vaya vanoti murume afa vondowanikwa nemurume achiri wechidiki kureva kuti anonyanyoda zvokuisana, vanonoka kuchembera.  

Kuiswa hakuna zera ringahi kana munhu asvika haahadi kuiswa asi kungoti kune vakadzi vanoita HORMONE inbalance votanga kusangoda kuiswa vokonzera varume vavo kuhura iye murume atova mudhara mukuru. vanhu votoshamisika kuti mudhara aita sei kuhura iye agara nomukadzi wake zvakanaka makore makumi mana kana kfuura. Izvo mukadzi uya kusaziva kuti dai awadzera kuiswa, aitorapa INBALANCE yaanayo. Kuiswa hakuna zera. Kana mbuya chaivo vakaita BOYFRIEND vakatangazve kuiswa vanoita utano hwakanaka kana pasina ane STI pakati pavo. 

Kana vange vagarisa vasina kumboiswa, vanombotambura mazuva okutanga nokuda kwekunonoka kunyorova kuzasi asi kana vamboiswa kakati wandei, muviri unodzokera pakunyorovesa kuzasi kana fungwa yohwisisa kuti pangangoita chmbo pano ndikaiswa, sezvatingongoitawo isu pamazera edu. Ukapepika usiku ukawana murume akati twiii, ukaita fungwa yokuiswa, unotohwa kuzasi kudavirawo koti nyevenyevenyeve kuzvimbirira kumirira kugamuchira chombo. Kana zvikakubitirira unongozoona wava kutopurudzira chimbo chomurume kuti chiwedzere kumira amuke akuise. 

Chembera hadzina kusiyana nesu pakuda kuiswa asi kuti dzinonakigwa kutipfuura. 

Kana munhu wese akaita nhamo inomushusha moyo, sokuti ashaikgwa nomwana kana imwe hama, kana kuita ACCIDENT inpotsa yamuuraya iye, unoona kuti kuda kuiswa kunowedzwera uye akatowana kuiswa kwacho anokasira kupora moyo.  

Kune vakadzi vechidiki chavo vanosvika pakutukana kana kutorambana nomurume iri ngari yokuti munhu haadi kuiswa, kana kuti ari kushandisa kuisana sechinhu chokusungirira murume kuti ngaaite zvandinoda iniwo ngigovhura makumbo. Vakadzi vakadai vanotishoresa nevarume vedu kuita sokuti hatina njere zvachose. Kusahwisisa kuti ukatowedzera kuda kuiswa unotoona murume oita zvacho zvaunoda. 

Koitazve vakadzi vano wedzera kuda kuiswa pakuchembera kwavo. Kune vakadzi vakawadndisa vanoti akangohwisisa kuti haachazvari, otoiswa sharaude nokuti haachatyi kuita mimba. 


Koitazve vamwe vanodzosegwa pakuwedzera kuiswa nokuda kwekutanga kugara nomurume wechidiki. 

Kana murume ange achishanda osvika pa RETIREMENT kureva kuti haachisina kwekumukira, zvinokwanisika chose kuti munowedzera kuisa nokuti mava nenguva yokuisana uye iye murume haachina chinomupedza simba saka mukadzi ndiye atova basa rokumukira. 

Kana uchida upenyu hune utano, wedzera kuiswa nomurume wako. Bikira murume agarewo akagwinya, Tsvakira murume mabasa okuita pamba arege kungopedzisira aenda kubhawa. 

Tiri tese hare nhaimi?