Wednesday 14 November 2018

Zvokudya zvokupa varume vedu

Zvokudya zvokupa varume vedu
1.    Walnuts
2.    Dovi remhodzi dzemapudzi
3.    Strawberries and raspberries
4.    Avocados
5.    Mavise/manwiwa
6.    Almonds
7.    Dark Chocolate isina sugar
8.    Mazai
9.    Peaches
10. Spinach
11. Red cabbage
12. White fish
13. Saffron
14.  Steak
15.  Mhiripiri
16.  Ginger
17.  Mabanana
18.  Garlic
19.  Oats porridge
20.  Pormigranate
21.  Sadza remhunga nerezviyo
22.  Beetroot
23. Blueberries 

Vamwe vedu vanongokomburena kuti sei murume asinganyanyi kufarira zvinhu zvake mumba. Asi iwe uriwe usingahwisisi kuti murume anofidhiwa sei.Kugeza ndiko hako asi kana murume asina zemo anongokufembedza ovate. Zvokudya izvi zvinomugarisa akakwanira basa mumba. Asi iiwe chionawo kuti kana oda zvinhu haunonoki kumupa manheru nemangwanani, pamwe usiku muri kuhope. Ndiyo PFEEE iya yairebwa neve ku Plitics.

Waona kuwanda kwakaita zvinoshanda pavarume vedu. Chiwanawo zvimwe zvacho zvinopfuura gumi  zvinowanika kwaur ikoko.

Kuti muviri ugadzire urume ibasa guru uye hwisisa kuti kana zvokudya zvsina kukwana anokwanisa kugadzira urume hwakaremara zvoreva kuti kana muri kuzama kuita mimba zvinokwanisa kukunonotsai.

Mazuvano vanhu vava kuhwisisa kuti kudya zvokudya zvizere mafuta handizvo. Usagarofidha murume zvokudya zvizere mafuta kana uchimuda. Kana usingamudi fidha hako kuti akasire kufa.

Kana ukaona murume akatanga nyaya yokuita chidumbuzenene, buda naye muchimbofambafamba muchiita nyaya. Uchaona kuti nyaya dzinoitwa mu FRESH AIR, inyaya dzinowedzera kudanana kwenyu pauviri hwenyu. Kufambafamba kunowedzera utano hwenyu mese. Kunowedzera kumhanya kweropa saka pakunovata unohoneswa zvazvinoreva.

Isu ndisu tinoona nezvoutano hwemhuri saka ngatiite basa redu nomoyo wese.

As kana mhuri yese yava noutano, wongorora murume wako kuti ane utano here. Kana akagwinya, hwisisa kuti anowedzera kuda zvinhu zvake saka iwe chiwedzerawo kugaromupakurira.  Kana uri kuZimbabwe kuri kushaikwa ma piritsi, hwisisa kuti kuvanhukadzi  96% , kana ukahwa musoro, kuvata nomurume kunorapa musoro nokukasira.



Tinotenda: