Monday 4 March 2019

Mubvunzo wezvokuhura. Pindurai nokukasira PLEASE

Vakadzi,
Kana ukawana murume wako achiisana nechidhori chine zvese zvine munhukadzi uye chichitochemererawo, murume achiratidza kuti ari kunakigwa nazvo chose, sezvinongoita munhukadzi pakuisana, ungati murume wako ahura here kana kwete?

Varume:
Kana ukawana mukadzi wako anhiisana nechidhori chene zvese zvine murume achitochemererawo sezvaanoita muchiisana, ungati mukadzi wako ahura here kana kwete?

Ko kana achingozvifadza hake nemaoko ake pasina chimwe chinhu? Ungati ahura here?

______________________________________________________________________

Tokumbira mukasire kupa mufungo yenyu nokuti kwaita nyaya yakadai inoda mazano enyu nokufunga kwenyu uye kuti mufungo wako uri kubva papi panyaya iyi? Hwisisai kuti zidhori zvakadai zvava kutengeswa chose zvokuti munhu anochida anokwanisa kuchitenga agonakigwa nacho. Apa tiri kubvunza kuti kana nyakutenga ane murume/mukadzi, angahi ahura here, zvokutogariswa dare?

1 comment:

Peter Dema said...

Mai Chibwe ndinoona kuti ahura nekuti ashandisa chinhu chewanano. Kana ari mukadzi hazvichafadze kuti urare naye nekuti uchati arikutadza kugutsikana neni murume wake.kana ari murumewo mukadzi haasisina chidakadaka chekuti ndirikugutsa murume wangu. Chero zvazvingave asi inyaya inopa stress kuti munhu uyu angandishore kusvika pakadai here zvofanana nekuti murume amuka mumba munemukadzi wowanikidzwa achishinhwa ne dongi mukadzi wake anonzwa SEI?