Vakadzi vakawanda vanoshandisa mitowo
yakasiyanasiyana pakusimbisa masuro dzavo. Imwe yemitowo iyi mabhora awa anonzi
Ben Wa balls. Anotengwa ari maviri akabatanidzwa nekatambho pakati kakareba ma
sendimita anosvika mashanu. Pozoitawo chimwe chitambho chinobva pane rimwe
bhora chakareba masendimita anosvika kuda gumi. Mukadzi anotonona kuti chitubu
chivhurike opakira mabhora aya ari maviri muchitubu tambho iya refu yosara
pazhe. Osimuka zvake achifambafamba mabhora arimo. Anofanira kukwanisa kufamba
namabhora awa asingabudi nokuti anenge achisunga masuro. Kusunga kwaanoita kuya
kunosimbisa masuro yake. Kusvika okwanisa kuti kana chigumwe chomurume chaicho
paya pamunenga muchitamba zvenyu iye achipinza chigumwe achitsvaka inonzi G iya
mukadzi anokwanisa kusunga masuro kubata chigumwe chomurume, kuchisvina zvokuti
anotohwa kuti asvinwa.
Zvino chombo kana murume asina
kuchekwa, unofunyungura ganda kuti chimusoro chiite pabani, iro ganda racho
rava mumativi, wopinza chombo muchitubu. Nokukura kwachakaita hazvinetsi
kuchisunga sunga nemasuro.
Tiriki iripo ndeyokugona kuti uku
chiuno chiri pabasa, uku masuro iri pabasa. Kana ukahwa oda kukasirisa
mudzikise sipidhi nemasuro. Ukaona ava kukuchemedza zvawandisa zvokunakigwa,
chimuita sipidhi iwe agokudiridzira. Paanokudiridzira ipapo svina chombo nemasuro
yako unohwa aridza mhere chaiyo.
Ini kusimbisa masuro handina
kumboshandisa mabhora. Ndinoshandisa zvokumisa weti patoiret. Chororororo
kwiiiiiiiii, Chororororo kwiiiiiiiii, Chororororo kwiiiiiiiii, etc. Kana
wamboti kwiii paya verenga kuti motsi, piri, tatu, china, wozoti Chororororo
futi. Kana wakangogara zvako wega pacheya, ita maekisesaizi acho , hapana
anomboziva kuti uri kuitei.
Ndiro basa ramabhora awa. Kusimbisa
masuro yechitubu kuti chero une murume ane chigusvani, unongonakigwa chete
nokuti unohwa wakazara. Unokwanisa kushandisa masuro iyi wakafongora, makumbo
akati rimwe uko rimwe uko, musana wakanzi dhefu panotangira chiuno, shure iri
mudenga seyembuzvambuzva. Chitubu chiri pabani sechembudzana, murume arimo .
Iwo ane uremu hwakati kuti saka paunosimuka
ukada kufambafamba ari mukati anowira pasi. Nyaya iripo manje ndeyokuti
ushandise masuro yako kuchengeta mabhora awa mukati mechitubu. Unoramba uchipurakitiza
kusvika wagona kuachengetera mukati uchifamba zvako uchishopa uchingomunyungira
nemasuro yako kuti mabhora asabuda. Uchiramba uchidaro masuro ichisimba. Kuzoti
kwapera mwedzi nehafu unohwa murume oti akapinda, unokwanisa kumubata chibharo
aromo zvokuti kana kukoira chaiko anotadza nokuti anenga asungwa. Iwe
unozokwanisa kumushinya zvokuti anofunga kuti pane zvaitika.
Kana panokudiridzira paya (unohwa nekuti pakutanga anoruza rythm yaange anayo oita seaoma mutezo) unomirira paanoti
mvoooo kuti achitanga kudiridzira, iwe wosunga masuro yako wochitanga
kumunyungira uchiti sunge, regedzu, sunge, regedzu, saNURSE ari kupomba muchini we BP. Kana
anga ane chii zvacho anosara asisina kana chinhu mukati wamwa urume hwese
nechitubu.
Futi kana iwewo usina kupedza,
unokwanisa kusunga chombo kuti ropa rinochimisa risabuda machiri, woisa maoko
ako pachitubu wozvikwiza chombo chirimo kusvika wapedzawo iwe.
Ukatenga mabhora ako nhasi, ukamashandisa nomazvo, panopera kana vhiki mbiri unenge wato siyana nezvauri nhasi. Kuzoti mwedzi , unenge wangofanana nevhaisi dziya dzataishandisi kuwoodwork kuchikoro. Chiona kuti watanga kudzidzira kushandisa masuru yako yakasimba. Purakitiza nguva imwe neimwe murume anokupa chombo. Unotaimira rythm yemurume seizvi. Anoti achipinda achibuda achipinda achibuda. Pakupinda ipapo pane paanosvika kwekupedzisira oda kuti achinodzoka iwe Kwiiiii ipapo. Unotohwa muviri wake uchiita sokuvhunduka, kuri kunakigwa. Usamubata nguva yakareba, regedza atage kubuda, naponapo unohwa opinda futi achingonosvika kwaari kuenda iwe Kwiii . Zvinoda CONCENTRATION asi ukazvijaira kana iwewo unotohwa kuti pano ndiri kupiwa nomazvo.
Kusimbisa masuro chinhu chakanakira mese.
Kusimbisa masuro chinhu chakanakira mese.
7 comments:
tinotenda nefundiso dzenyu amai dei ndakaziva blog yenyu kare ndaive ndakarasikirwa chaizvo tinokutendai nedzidziso dzenyu. Kuno kuZim mabhora ayo anotengwepi?
Mazuvano vanhu vakawanda vanongofamba nyika dzese saka unokwanisa kuva nehama kana shamwari inokwanisa kukutengera kana asingawanikwi muZimbabwe. Zvinoda kutobatisa munhu kwete kumatumira ne Post nokuti nyika yedu ine vanhu vasingambodi kuhwa nezvokugadzirisa muviri, zvikuti panyaya dzepamberi. Ukatarisa pa Internet anowanikwa chose. Imbozama kuSouth Africa kana muZim asimo. Zvoreva kuti unokwanisa kutova wekutanga kumatengesa.
Muri kuita basa mai Chibwe. Ini ndiri kutanga kusunga masuru ndinovimba zvichabatsira nekuti ndine vana vatatu handina chandakashandisa kudzora nhengo yangu uye ndakunzwa kuti kwashama
Muri kuita basa mai Chibwe. Ini ndiri kutanga kusunga masuru ndinovimba zvichabatsira nekuti ndine vana vatatu handina chandakashandisa kudzora nhengo yangu uye ndakunzwa kuti kwashama
Ndinotenda nedzidziso yakapfuma yamurikupa kuhama. Mubvunzo: ndingaudze sei mukadzi wangu kuti asimbise mhasuro nekuti inoita se sensetive issue?. Ndingangoerekane ndauya nema objects aya here? Ndingadii?
Verengai munzwisise asikana hapana chinoda kutenga apa zvingori pamutezo wako iwe mukadzi
Mu S.A anowanikwa kupi
Post a Comment