Monday 14 August 2017

Kugeza wapedza kuiswa

Pavhiki nhatu dzakapera pene vakawanda chose vari kubvunza nenyaya yokugeza kana wapedza kuiswa nomurume. Iyi inyaya inonetsa kutsanangura nokuti umwe noumwe ane maitire ake zvichibva nokuti anoona sei nyaya yokuisana. Varumewo vene maonere avo panyaya iyi.  saka ndati ndimbotaura zvishomashoma pairi. Inyaya isingataugwi nevakawanda. Kana shamwari yako chaiyo yepamoyo haambokuudzi zvokuita wapedza kuiswa, nokuti iyewo ane maitire ake aasina kuudzwa nomunhu. Tinoudzana nyaya dzokuti Murume haasi kuda kuvata neni mazuvano, Murume haasi kumira chombo mazuvano, Mazuvano ndogara ndichida/ndisingadi kuiswa. Asi vashomanana vanoudzana zvokuita pakupedza kuiswa. Unongofanira kuziva wega hameno kuti sei.


Kana mukavatana nomurume wako (asiri wako chihure) murume anokupa urume mukati mechitubu chako. Kazhinji ndipo panoperera kuisana kwenyu nokuti chombo chake chinobva chabatwa nehope. Kubva ipapo humwe urume hunovhinza. Humwe hunosara mukati hugogaramo mazuva anoita mana (4 days) huchikwanisa kukuitisa mimba panguva iyoyi. Hunosara mukati ndihwo uzhinji kupfuura kunobuda. Saka kana uchifunga kuti urume itsvina hwisisa kuti uzere nahwo mukati mako. Chinhu chinotofadza munhukadzi wese kuziva kuti apiwa urume. Kungozopfeka makondomu ndizvo hazvo zvezvigwere nemimba asi chokwadi ndechokuti urume tenge tichihuda kuhugamuchira uye kuti murume ahubudisire mukati, hwakawanda. Kutohwa huchivhinza zvinotofadza vakawanda nokuti zvinotaridza kuti murume atunda kureva kuti anakigwa, kureva kuti aguta, uye ndini ndamunakira kudaro. Akavatana newe akasakudiridzira urume , wega unokurudzira murume kuti ngatiite futi undidiridzire. Zvinoreva kuti pane POSITIVE PSYCHOLOGY inoitika mufungwa yomukadzi kana murume achiti makwirana osakutundira urume. Mukadzi kana achivunza murume kuti wapedza here? Mubvunzo unobvunza kuti wanditundira urume here. Murume akati apedza, anongosuduruka oziva kuti zvaita. Pasara kutanga kuvhinza urume.

Zvemazuva mana urume hwatundwa nhasi hurimo mukati mako zvoreva kuti unokwanisa kuiswa kutanga kwevhiki ugozobata mimba kupera kwevhiki. Hatisi tega takadaro, mhuka zhinji chose dzinochengeta urume hwevarume vadzo kwenguva refu. Huku chaiyo inokwanisa kuiswa kamwe chete igokandira mazai gumi nemashanu, rimwe pazuva, ese agokwanisa kuita zvikukwana, kureva kuti akabva pakusangana nourume hwejongwe.

Hwisisa kuti murume anobudisa urume uye mukadzi anonyorova zvokukwanisa kueredza saka tikabatanidza mese zvinoonekwa kuti panowanikwa kunyorova kwakawanda uye zvese zvinosarira pamukadzi. Murume anongokwanisa kuita CREAM yemukadzi pachombo nepachoya asi haanyanyi kunyorova somukadzi. Unokwanisazve kudikitira kana kubuda furo jena zvichibva nenguva yako yokumwedzi. Mapedza kuisana unofanira kuva ne PLAN yokuita kuti iwe uhwe uri munhu akachena. Asizve unofanira kuva nenguva yokugumbatirana nomurume wako kuti murame muri pamwe chete mufungwa.

Kana muchiri vechidiki, (makore ari pasi pe 35, vamwe varume vane utano hwakanaka vanopfuura kumakore 50 vachingoda kuisana kaviri pazuva) munokwanisa kuisana futi pasina kupera nguva refu saka unofanira kuti pachinhano chokuti pamberi pako pange pari FRESH zvokuti murume akatangazve kutambapo nemaoko pange pakanaka kumuwedzera zemo. Iwewo unenge uchitoda kuiswa kupfuura murume kuda kwake kukuisa. Kuisana hakuperi mumba mune vanhu vaviri vanodanana. Nguva nokumira kwechombo chete ndizvo zvinhu zviviri zvinoregesa. Dai zvisizvo waitouraya murume wako nechiuno.

Kuisana kunonaka chose asi basa rokuisana  harisi rokunakirana. Basa nderokupanana urume nokuitisana mimba kuti rudzi rurambe ruripo panyika. Kunaka uko inongori INCENTIVE kana kuti chinhu chinokurudzira kuti muisane. Nyaya iri pano ndeyemaonere eurume huya hunozovhinza huchibuda. Murume kana ane utano hwakanaka anogadzira urume hwakawanda kupfuura hunodiwa pakuisana nokuita mimba. Urume hune mhodzi dzakawanda chose zvokuti hunokwanisa kuzvarisa vakadzi vanopfuura 40 million -1.2 billion pese paanovata newe. Chifunga izvozvo. Kupiwa mhodzi (sperm) dzinopfuura 40 million asi dziri pasi pe 1.2 Billion muurume (semen) hwaanokupa maisana kamwe chete. Asi kunongodiwa mhodzi imwe chete kuti uite mimba. Pamwe mbiri kana wazoita mapatya asina kufanana. Kuisana kamwe chete kune mhodzi dzinokwanisa kuzvarisa vana vakawanda kupfuura vanhu vese vanogara mu SOUTH AFRICA.

Saka kuti humwe urume hubude hapana chakaipa nokuti mangwana acho uchaiswa futi ugopiwa humwe urume. Kana uri munhu ane utano, murume wako ane utano, munokwanisa kuisana pamwe kaviri kana katatu pazuva, uchingopiwa urume mukati.

Mubvunzo wekugeza uyu unobva pakuona urume huya hunovhinza setsvina. Vanhu vava vanhu vakuru (Kuma 50 kana kupfuura) vakadzidziswa naana tete kuti kana waiswa, unofanira kupukuta chombo chemurume, nokuti chinenga chakanyoriva nokueredza kwako iwe muchitubu pakuiswa, uyezve murume paanotunda urume, anokwanisa kuramba achikoira achinopinda muurume hwaatotunda kare. Zvoreva kuti chombo chake chinozarawo urume hwake.

Koitazve kuti ukatarisa ma BED SHEETS mapedza kuisana murume avata, unowana pakanangana nechombo chake pakanyorova, kureva kuti pamapedza kuisana iye azongoramba achibudisa urume chombo chavata kare.

Kupukuta murume kunoitigwa kuti musanyorovesa ma chira emubhedha. Hazvibvumidzwi pamutemo wechiKaranga kuti murume azvipukute nokuti iwe mukadzi ndiwe une basa iroro, uye zvinokupa kujairira kuata chombo chomurume wako.

Wapedza kupukuta wozvipukutawo, nokuti haunonoki kutanga kuvhinza. Zvadaro mozovata henyu hope dzenyu.  Sokuona kwangu ne EXPERIENCE yangu yokuisana, kana mukapedza kuisana, zemo rikapera toti watundawo sezvaita murume, kana kuti waguta hako chero usina kutunda, muviri unosununguka. Zvadaro unotohwa kuerera kweurume huchivhinza muchituu. Kazhinji hazviiti kuti usapukuta nokuti hunoerera zvishomanana kwenguva refu iwe wakamirira kubatwa nehope. Saka REACTION ndeyokupukuta kana kuisa kamucheka pakati pemakumbo kuti husaerera asi hunyorovese mucheka kana tawero.

Kana mashandisa kondhomu hazvirevi kuti hapana chiripo. Mukadzi ega anoeredza kunyorova. Koitazve kuti makondhomu akawanda ane LUBE yekuti zvasagwadza.
Koitazve kuti iro kondhomu racho rinoda kuraswa. Pamwe ndiwe unoribvisa pamurume wonorirasa pamwe murume anobvisa ega orasa.

Pamwe uri kunetseka nenyaya yokusanyorova saka munoshandisa LUBE yakawanda zvoreva kuti pamunopedza unenge wakazara LUBE pamberi uye murume anayo pachombo. Zvoreva kuti panongoda kupukuta chete.

Koita avo vanoda zvokugeza. Hapana chakaipa kana kuti chakanaka pakugeza. Anongori maitire evanoda kugeza. Hazvinei ne utsanana nokuti urume hwemurume wako haisi tsvina. Dzinongori mhodzi dzeupenyu dzaunopiwa. Kune vakadzi vanoti apedza kuiswa osimuka ondogeza. Ini sokuona kwangu nePATERN yemumba medu yokuisana, ndoona sokuti hazviiti, nokuti tikaita hope tinokwanisazve kuisana pakati peusiku, uye mangwanani vanhu vasati vamuka. Hino kuti pese pataisana ndigomuka ndichinogeza, hazviiti.  Ini maonere angu mukaisana pakunovata, ukapukuta ukabatwa nehope wakagumbatirana nomurume wako, murume akapepuka akamira chombo, kana achida kupinza ngaapinze.

Maitikire ekuvata ndeekuti munoshanyarika mese muri kuhope zvokuti kuisana hakunetsi musina kupepuka. Ukapinzwa chombo uri kuhope, chitubu chinozviziva kuti wapinzwa chombo. Chinototanga kuita inohi PULSATING kureva kushinya nokupomba chombo kuti chombo chirambe chimire.  Chero mukasafakanyika, Chitubu chinokwanisa kupoma chombo kusvika murume akutundira urume, asi mese mri kuhope.

Vamwe vanoenda kunovata nechidhishi chine mvura, kuti vasimuke vapedza kuiswa votonona padhishi paya vogeza chitubu. Ini ndoona sokuti hazviregesi urume kuramba huchivhinza. Kana wanatsoiswa unokwanisa kuvhinza kwekanguva. Vamwewo vanomuka voenda kuBATHROOM vonogeza nemvura yakawanda. Zviri kwavari nemaitire avo. Hapana chakaipa.

Vamwezve vanosekenyedzwa nokuerera kweurume huchivhinza nokuti kana uvete manhede, hunoerera zvinyoronyoro nepakati pemakumbo hwakananga kuburi reshure riri SENSITIVE zvokuti zvinosekenyedza. Kuti ubatwe nehope hazviiti. Ukavata nedivi zvoerera nepagumbo. Zvikuru kana une murume anokuwanzira urume.

Urume hwakanaka chose mukati mechitubu. Kana hukavhinza hunobhowa (asi zvinofadza kuziva kuti wawanzigwa). nokuti unenge usiri COMFORTABLE nahwo. Kana murume wako ari munhu anomwa mvura yakawanda, anoti pese pamunoisana anokupa gusvi reurume, kureva kuti hunovhinza hunowandawo. Ndipo panoita nyaya yokuti unofanira kuwana zvokuita pega pega pamunoisana. Kana ari murume asingahwisisi kuti utano hunobva pamvura, anokwanisa kukupa ushomanana zvoita nani pakuvhinza. Vakadzi vazhinji chose vanofarira murume ane urume hwakawanda. Pano ndinogarobvunzwa nenyaya dzevarume vane urume ushoma richionekwa sedambudziko, izvo bodo, mhodzi ndinenge dzakangowanda zvakafanana asi urume huri ushoma. Kuzvarisa kwakangofanana.

 (Varume rerusai kufunganya kwevakadzi venyu. Imwai mvura urume huwande kuti asafunga kuti wamborhoja mvana yemuraini.  Mukadzi  anofanira kuziva kuti avhinza urume uzhinji. Rega riite dambudziko rake. Iwe mupe urume hwakawanda chete wakanyarara. Zvinopa manyawi okuziva kuti murume wangu anakigwa nokundirhoja. Ko wavatirei naye kana usina hanya nokuti afarewo pazviri? )

Pano ndiri kuti geza hako kana uchida kugeza asi hwisisa kuti hauvati hope dzakanaka kana une murume ane tsika yokukuisa muri kuhope, nokuti pamwe unoiswa futi kuma 1 am, wozoiswazve kuma 5 am. zvino ungavata uchingomuka uchinogeza here? Isu vamwe tozogeza kwaedza, pakumuka. Usiku kungopukuta paunopedza kuiswa, woti mirei, wopukuta futi, Wobatwa nehope.

Ukaiswa kuhope pamwe unenge une hope zvokuti mukapedza pamwe hautombofakanyiki uchitsvaka matawero. Pamwe unongoisa tawero pakati pemakumbo wotovata futi. Pamwe hautopepuki unoita seuri kurota uchiiswa izvo uri kutoiswa zvechokwadi, womuka koda kuedza zvidya zvakachena urume hwakavhinza, wopukuta wotoiswa futi makuseni, wozosimuka wonogeza kuti uchibika tii muende kubasa.

Kana une murume anongoda zvokuisana kamwe pazuva kana pavhiki, unokwanisa kuti maisana wonogeza. Kune vane varume vachiri kuda zvinhu, ungaita seunogara mu BATHROOM.

Hwisisazve kuti urume hauna HYGENE ISSUE. Unokwanisa kuita ATTITUDE pazviri kufunga kuti pane chigwere chaungabata kana ukasageza izvo bodo hapane. Kune zvigwere zvakaita saana CYSTITIS zvinozikamwa kuti zvinobva pakuisana kwakawandisa, asi damudziko riri pakukweshana mukati muchiisana zvinova zvinokuvadza ganda romukati zvopedzisira maBACTERIA opindapo. Hausi urume hunoitisa. Zvinokwanisazve kuitiswa nokusahwisisa kuti kupisika kunofanira kuitwa uchibva mberi uchienda shure.

Utsanana hwemurume futi hunokwanisa kukupa maBacteria. Murume ngaazive kugeza chombo chake uye kukweva ganda wogeza pasi peganda. Iwewo wogeza pamberi uye pasi pechokavha chebhinzi kuti bhinzi isaita gweme. Asi gweme zvaro rinotodzivirira zvigwere uye kusvuuka. Kungoti rine hwema hwakaipa chete. Uye iwewo Murume kusamwa mvura yakawanda kwakaipa. Zvigwere zvokuisana hazvinei nokusageza wapedza kuiswa. Vese vanogeza nevasingagezi vanokwanisa kuzvibata.

Saka gezai vanoda kugeza. pukutai vanoda kupukuta. Hachisi chinhu chokuti tese ngatidai kanakuti ngatiite izvi kana izvo nokuti hapana zvakaipa zvingaitika zvichiti nokuti pane chamusina kuita. Umwe noumwe ngaaite zvaanoda. Varume vakawanda havana basa nokuti wageza here kana kwete. Chake kupedza zemo chete. Asi kune vashoma vanoona sokuti kuti akupa urume wokasira kugeza, zvinoreva kuti unofunga kuti akupa tsvina, zvovashungurudza. Koitazve vamwe vasingafariri urume hwavo zvokuti ukasageza anoona sokuti une tsvina. Uwe hwisisa murume wako kuti anofungei pazviri. Kana uchidawo kumutsanangurira mafungire ako tsanangura muwirirane.

Hwisisazve kuti kune vakadzi vakawandisa vanozora urume kumeso kuita gana ritsetseke zvokuti vanotokurudzira varume vavo kuti pakuisana murume abudise chomo kana oda kutunda, odiridzira urume padumbu kuti mukadzi agozora.  Koitazve vakadzi vanosveta chomo chomurume kusvika abudisa urume mumuromo memukadzi, pamwe ominya pamwe osvipa. Mukadzi akadai haangaiti nyaya nourume kuti asimuke ageze apedza kuiswa. Tese tine ATTITUDE dzakasiyana paurume asi haumbooni vanhu vachienda kuzvipatara vachigwariswa nemaitire avo pakuiswa. Iswa waasununguka. Geza wakasungunguka. Rega kugeza wakasununguka. Pukuta wakasununguka.

Hwisisazve kuti pakugeza usaisa mvura mukati mechitubu. Geza kuzhe nesipo chete.

Asi tese ngatihwisise kuti pamuheda pokuvata ngapagare pane utsanana. Hazviiti kupedza vhiki yese uchingovhinzira pamachira anmwewo. Wadzira tawero hombe pakati pemubhedha wofuma uchirivisa uchiisa rime kana mamoisana usiku ukavhinzirapo.

Varumewo vene tsika yokuta apedza kukupa urume akabatwa nehope, anoramba achivhinza urume hunokwanisa kuva pamachira. Pukuta murume kaviri musati mabatwa nehope. Pachivanhu pedu mukadzi anopukuta chombo chomurume. Kana musina tsika iyi, ipa murume chokupukutisa azvipukute. Asi zviri nani kujairira kubatabata chombo chomurume wako sezvaanokubatabata pamberi iwe. Kana muvete murume avete akakufuratira, gumbatira murume wako uise ruoko pachombo chake avete kana kuti akasvinura muchiita nyaya. Zvinokurudzira kuitisana zemo nokugaroisana.

Saka hezvino zvinokwanisa kuitwa


Vakadzi
Varume 
Fanogadzirira pokuisirana uchiziva kuti pakunovata munotanga maisana mozovata. Kana muchishandisa makondhomu tarisa pamunomachengetera uone kuti achirimo here akawanda. 
Wadzira tawero hombe nechepakati pemubhedha. Gara unematawero kana zvimwe zvokupukutisaGarotaridza mukadzi kuti unofarira kuisana zuva rimwe nerimwe. Gara wamupa mood yekuisana nguva ichipo kwete kungozoti monovata woda kumupa zemo. Zemo rechikadzi rinonoka kuuya. 
Ipa murume mvura yokugeza kana kumuudza kuti ngaachienda kushower, kana kumuti hendhei kushowerHwisisa kuti unofanira kugeza musati mandovata. 
Rega murume akugezese musana wokupopomesa sipo wokugeza. Kana kungokuona uchigeza muchiita nyaya. Itawo nyaya dzakarerekera pakupa mukadzi manyawi sokuratidza kufara nezvaabika, kana kuterera zvaaswera achiita pamba kana kubasa
Kusimuka wondogezaKutevera mukadzi kundogeza mese. Funga zvokuita nekondhomu kana marishandisa. 
 Kupukuta murume netawero nyoro, 
Kzvipukuta wopawo murume chokupukutisa ozvipukutaZvipukute
 Kuisa chijira pakati pemakumbo wapedza kugeza kana kuzvipukuta
Kupfeka bhurugwa wapedza kuzgeza kana kuzvipukuta
Wona kuti wagadzirira kuisana kunotevera. Mabasa emunhukadzi haaperi. Usakomurena kuti zvinhu zvinoda kuitwa zvakawandisa. Uri munhukadzi, ita mabasa ako nomufaro. 

Hwisisazve kuuti mukadzi ndiye MANAGER wezvokuisana mumba. Ipa murume zemo pese pamunenguva yokuisana. Uye jaira kusiyanisa nguva, nemaitire pakuisana. Hwisisa kuti utsanana mumba ndiwe une RESPONSIBILITY pahwuri. Terera zvinotaugwa nomurume wako uye kurudzira murume kutaura akasununguka panyaya dzokuisana.

Chokupedzisira hwisisa kuti nyaya iyi inoshusha vanhu vokunyika dzese saka havasi vedu chete. Asi vanhu vakaroorana vega vanongozoitawo ROUTINE yavo pazviri. Kana uri munhu anoeredza zvakawanda uye ukazoitawo murume anobudisa urume hwakawanda. Munongohwisisana makadaro maitire anokufadzai.

Varume. 
Tabva panyaya yevakaroorana, tinoona kuti varume vakawanda havadi kubata urume hweumwe murume kana huri pamunhukadzi kana kuti pamuridzi wahwo, asi havana matyira pahuri kana huri mukati memunhukadzi. Nhamba inophuura 33% yevarume munyika dzese vanohura. Izvi zvinorevava kuti
1 Murume anohura haazezi kuisana nomukadzi wemunhu anozikamwa kuti anoiswa nomurume wake kureva kuti ane urume hwemurume wake hunogara mukati make mazuva mana. murume anohura haazezi kupinza chombo chake imomo. Unotohwa varume vakawanda chose vachibvumirana kuti mukadzi wemunhu ndiye anonaka kupfuura musikana.


2 Murume anohura haazezi kuisana nehure rinozikamwa kuti rinovata nevarume vakawanda richipiwa mari, kureva kuti rine urume hwavarume vakawanda mukati maro hwakavhengana hwemazuva akawanda. Murume anohura haazezi kupinza chombo chake imomo kuti asiye hwakewo.

3 Murume anohura haazezi kuisana nevamwe vakadzi vakawanda vaanoziva kuti vanogaroiswawo nevamwe varume.

4 Murume anohura haazezi kuisana ne SMALL HOUSE yaanosiirana noumwe murume, vese vchibatsirana kubhadhara RENT yeSMALL HOUSE yavo.

Zvinotaridza pachena kuti varume havana matyira paurume hwevamwe varume. Iwe hwisisa murume wako mafuungire ake. Kana totarisa panyaya dzokuisana, varume njere dzavo dzinotenderedzwa nokumira kwechombo. Ndizvo tichiona kuti varume vanobhadhara mari kuti mukadzi abvume kuvata navo vakawandisa chose chose kupfuura vakadzi vanobhadhara murume kuti abvume kuvata navo.

Kana murume amira chombo, njere dzinoita shoma chose kusvika abudisa urume. Zemo rine simba kupfuura njere pavanhu vakawanda vese vakadzi nevarume.

Vakadzi akangofunga kuti ndiye akonzera chombo kumira otoona sokuti ndiye anofanira kuiswa nacho kusvika chabuda urume. Ukazama kurhizena naye ipapa haaoni zvaunoreva kusvika apedza kuiswa.

Hwisiso:
Urume haisi tsvina kana huri mukati mako. Kana hwaeredza huchibuda hunokwanisa kuoma paganda rako asi hauna chigwere. Ukapukuta huchiri unyoro hunobva.

Hazviiti kugeza pese paunopedza kuiswa. Kana muchiisana usiku kaviri kana katatu ungamuka here uchigeza? Bodo, haungavati zvakanaka. Isana nomurume wako wakasununguka, wopukuta mobatwa futi nehope. Wozogeza mangwana.

Urume hunogara mukati mako mazuva mana kana mashanu kana wapedza kuiswa. Usatya urume.

Kana mamboita nguva musina kuisana, murume anenge ane urume hwakawanda saka hunovhinza huchibuda hwakawandawo.

Vanhukadzi vakawandisa vanofarira kupiwa urume hwakawanda pakuiswa. Kurudzira murue wako amwe mvura yakawanda zuva nezuva. Zvinowedzera kuwanda kweurume.

Urume hunosiya mavara pamachira emubhedha. Wana tawero rokuwadzira pakati kuti muhedha usaita mavara.

Kana mapedza kuisa unohwa hwema hwekuisana hunobva pamuri mese kunyorova kwemukadzi nokuurume hwemurume.  Zvinohi mukafuka jira murumo mese makafuka misoro yenyu, (mukadzi akavhura makumbo) hwema uhu hunokonzera kuti murume akasire kumirazve chombo, moisana futi kana mukadzi ange asina kuguta.




UDZAI VAMWE!!!!!




























No comments: