Mudzimba umu asikana, potai muchitaridza varume venyu zvinhu zvavo
kuti vanatse kuona nokuongorora zvazviri. Kana zviya musina kupfeka mumba
makachena chiedza, sokuti masikati kana kuti rambhi harina kudzimwa, kashoma kuti murume
asakutarisa zasi achiona zviri kuitikako. Zvinoreva kuti varume vanoda kuona
zvawakaita zasi.
Saka kungopedza nyaya iwe
muridzi pota uchitaridza murume zvauri, ahwisise kuti kana usina zemo kwakadii.
Kana une zemo kwakadii. Bhinzi iripi uye yakadii kuitarisa.
Chaita kuti ndifunge kuti zviri
nani tiite tsika iyi, inyaya yokumenyiwa magaro pakufongora. Murume ava
nemakore achiisana newe zvokuti iwe unofunga kuti ava kuziva pokupinza chombo,
asi ukangofongora chete kana kuvata nedumbu kwakachena, unohwa okumenya magaro
otora nguva asati apinza kureva kuti ari kukuongorora zvauri. Wozohwa pfeee pfeee,
kutsvanzvadzira panhu nechombo pedzezvo nyurududu ave mukati.
Woshaya kuti sei achitanga
akumenya magaro nemaoko. Asi kana kwakasviba mumba haamenyi. Sei achida kutanga aona
zvapari panhu pako? Kana muri vekuisana mangwanani Unomenyiwa magaro zuva rimwe
nerimwe. Asi nezuro akakumenya akatarisa. Nhasi odazve kutarisa. Akangamwa here
zvaakaona nezuro.
Kozoti pakuti ava mukati ava
kukukoira wega unohwa muviri wake uchinorova magaro ako panopinda chombo.
Asizve akambokukoira unohwa muviri wake usisakurovi magaro uku maoko ake
okumenya magaro, kureva kuti ari kuda kuona chombo chichiita basa saka
pausingahwi muviri wake uchigumha magaro kureva kuti asuduruka kuti anatse
kuona chombo chake chichipinda nokubuda.
Chibva wamushinya chombo
asawanza sipidhi yake anatse kuona zviri kuitika. Kana kuchemerera wedzera
akuhwe uchishungurudzwa nechombo. Zvinowedzera manyawi ake onakigwa obva ada
kukunakirawo.
Sei achida kuona? Zvibvunze wega kuti sei murume achida kukuona zasi? Sei achishuva kuona chinhu chaanogara nacho mumba?
Muviri wako nomuviri wemurume wako zvese ndezvenyu mese. Pota uchitaridza murume zvese zvinokwanisa kuonekwa. Hwisisa kuti ivo varume Havana chinovanzika. Chombo chikamira hazviiti kusachiona. Ukachibata bata unohwa maitire acho chimire. Mabhora ake anoonekwa futi.
Muviri wako nomuviri wemurume wako zvese ndezvenyu mese. Pota uchitaridza murume zvese zvinokwanisa kuonekwa. Hwisisa kuti ivo varume Havana chinovanzika. Chombo chikamira hazviiti kusachiona. Ukachibata bata unohwa maitire acho chimire. Mabhora ake anoonekwa futi.
Zvino isu hapana chinonatsoonekwa. Matinji kutoita okutora ruoko
gwake woguisa pamatinji ako kuti amboita nguva aripo. Unotoita wekuudza kuti
pinza chigumwe, apinza womuti kwenyerera kumadziro ekumusoro (kune G-Spot inozvimbirira ), zvadaro wozomuti apinze zvigumwe zviviri arambe achikwenyerera, asi hapana chaanoona nokuti
zviri mukati. Kungonyorovesa zvigumwe zvake chete.
Bhinzi pamwe une kadikidiki pamwe une hombe asi vakawanda murume
anotoita yokutsvaka nezvigumwe. Kuiona hunge watochinja POSTURE yako.
Saka musashamisika kuti sei varume vachiita CURIOUS kuona zvatiri.
Rega atarise. Iwe fadzwa nokutariswa zvisinei kuti wakafongora here kana kuti
uvete manhede. Kana achida kuona nguva iyoyo rega aone. Imwewo nguva udza
murume kuti pari kuvava ngaakukwenye. Akati kwenye kwenye, Muudze atarise kuti
chii chiri kuvava. Panei chauri kuona. Uchaona otora nguva achitarisa
zvakawanda.
Kana murume achangotanga kubvisigwa bhurugwa nomukadzi. Unobvunzwa
mibvunzo inosetsa sokuti
1 Unoweta nepapi?
2 Anohi matinji ndeapi?
3 Ko sei mukati muchidziya kupfuura muviri wako?
4 Bhinzi yatomira here kana yadai? Ndikaibata handifi here?
5 Chitubu chako chakadzika zvakadii? Ndinokwanisa here kusvitsa
chombo kwachinoperera?
6 Ko chibereko ndechipi?
7 Ndikapinza yese handingabayi musoro wemwana here?
6 Ko chibereko ndechipi?
7 Ndikapinza yese handingabayi musoro wemwana here?
Anenge achidawo kuhwisisa zvauri. Iwe tsanangura kusvika ahwisisa.
Kana achida kuona uchiweta, wana mukana wekuti aone weti ichibuda azive
painobuda napo.
Varume vanhu vanofarira zvinhu zvekuona kupfuura vakadzi. Ratidza
murume wako zvese zvauri. Hapana chekukusvodesa kumunhu anokupinza chombo zuva
nezuva.
http://maichibwe.blogspot.co.uk/2012/06/kuziva-mamirire-akaita-mukadzimurume.html
Vakadzi:
Isuwo tonida kuona pamberi pevarume asi kazvinji inyaya yokuti kana uchitya kuti pamwe murume akakurisa zvokuti anotadza kukwana paanokupinza chombo, unenge uchida kuona asati azama kupinza. Kana waona ukazvishingisa kurega achipinza, ukahwisisa kuti chombo chake chinokwana, hauzoiti basa nazvo.
Chombo hachinetsi kuona nokuchibata uchichihwisisa maitire acho. Mazuva okutanga kuiswa unenge uchida kungohwisisa kuti chakamira sei uye chinoshanda sei. Ukawana mukana wekuchibata mumaoko unochibata wochiongorora wochihwisisa. Chombo chinhu chinoshamisa maitire acho zvokuti kuchibata wohwa chichikura muaoko ako zvinofadza uye zvinokuwedzera zemo. Kungoziva kuti pano ndingangoiswa kunowedzera zemo nokukunyorovesa kuzasi.
Asi kujaira kuona chombo hazvitori nguva. Ungada hako kugaroona zvachiri, zvikuru kana uri munhu anopota achifarira kuchitambisa nemaoko kana kuchisveta, asi kufarira kuchiona kuri pasi kwekufarira kunoita varume kuona pamberi pemukadzi, zvisinei kuti magara nguva yakadii muri mese.
Saka apa tiri kuti iwe mukadzi wemunhu, pota uchikoka murume kuti awane mukana wekuita nguva achiona zvauri. Unokwanisa kuti
"Bhinzi yangu iri kuvavira, uya uone kana pane chiripo."
"Wakandisviira madeko. Tarisa kuti pakadii. Hauna here kundikuvadza? "
Udzai vamwe!!!
No comments:
Post a Comment