Pano tiri kutaridza nyaya dzakabuda pamivunzo yakabvunzwa
pano kuti vaverengi vapindure vachitaridza mafungire avo. Kana une mubvunzo waunoda kuti uiswe
pagungano kuti vanhu vataure mafungire avo tomuira mumbvunzo wako nemhinduro
dzaunoda kuti vasarudze padziri tigovapa pano vapindure. Taurazve kuti mubvunzo
wekuvarume here kana vakadzi kana kuti tese.
Verengawo ma RESULTS kuti uzive mafungire evamwe kuti ari papi, woona kuti iwe wakarerekera kupi?
Ticharamba tichiendera mberi nokuvhota mavhotere enyu achiudiswa pana kana VOTE yavhara. Tokumbirawo muvhote panovoteka.
Iwe
murume, pamukadzi/musikana wako unofarira chii?
|
|
Chiso-
maziso, muromo mhino
|
11
(13%)
|
Mazamu
|
25
(30%)
|
Magaro
|
37
(45%)
|
Makumbo
-zvidya
|
17
(20%)
|
Pamberi,
matinji, bhinzi,
|
29
(35%)
|
Kuenderana
kwazvo zvese
|
27
(33%)
|
Vanhu
vakataura zvavanoda
|
Votes
so far: 81
|
PASAIZI
YECHOMBO CHOMURUME WAKO, PANE NGUVA YAUNOMBOFUNGA KUTI DAI CHISINA KUDAI
HERE?
|
|
Saizi
yake yakandikwanira
|
12
(60%)
|
Akakurisa
|
2 (10%)
|
Dai
akawedzera kukura
|
6 (30%)
|
Vanhu
vakataura zvavanoda
|
Votes so far: 20
|
VARUME
TIUDZEIWO KUTI CHII CHINONAKA MAOKO KANA MUKADZI.
|
|
Maoko
ari mberi
|
9 (10%)
|
Mukadzi
ari mberi
|
57 (66%)
|
Zvese
zvinonaka
|
20 (23%)
|
Vanhu
vakataura zvavanoda
|
Votes
so far: 86
|
KANA
MURUME AKAITA MWEDZI MITATU ASISAMIRI CHOMBO
|
|
Ndomurapisa
|
24
(61%)
|
Ndoti
chihure chaitisa
|
7 (17%)
|
Ndomuramba
|
3 (7%)
|
Ndogara
naye asi ndohura
|
5 (12%)
|
Vanhu
vakataura zvavanoda
|
Votes
so far: 39
|
KANA
MURUME WANGU AKAMITISA UMWE MUKADZI
|
|
Ndinomuramba
|
16
(44%)
|
Ndinomuchengeta
asi ngaasada mwana
|
3 (8%)
|
Ndinomuregerera
|
17
(47%)
|
Vanhu
vakataura zvavanoda
|
Votes
so far: 36
|
KANA MUKADZI WANGU AKAPIWA MIMBA NOUMWE MURUME
|
|
Ndomuramba
|
37
(90%)
|
Ndomuchengeta
|
1 (2%)
|
Ndomuti
abvise mimba kana achindida
|
3 (7%)
|
Vanhu
vakataura zvavanoda
|
Votes
so far: 41
|
KANA
UKAZIVA KUTI MUKADZI WAKO ARI KUGAROVATA NEMURUME ANE MUBOBOBO UNOITA SEI?
|
|
Unomuramba
here isiri mhosva yake?
|
6 (18%)
|
Unoramba
unaye here?
|
13
(40%)
|
Unoenda
kwasabhuku here?
|
12
(37%)
|
Unomuchengeta
asi worega kuvata naye here?
|
1 (3%)
|
Vanhu
vakataura zvavanoda
|
Votes
so far: 32
|
KUBVA
PAMAKAROORANA, WAKAMBONYIMA MUKADZI/MURUME BONDE HERE?
|
|
Ndakambomunyima
|
18
(39%)
|
Handina
kumunyima
|
13
(28%)
|
Iye
akambondinyima
|
23
(50%)
|
Ndiri
murume
|
22
(47%)
|
Ndiri
Mukadzi
|
6 (13%)
|
Vanhu
vakataura zvavanoda
|
Votes
so far: 46
|
KANA MUKADZI/MURUME WANGU AKANZI MUROI
|
|
Ndinomuramba
|
11 (28%)
|
Ndinogara
naye chete
|
28 (71%)
|
Vanhu
vakataura zvavanoda
|
Votes so far: 39
|
Murume
wako ari kukugutsa here?
|
|
Anondigutsa
chose
|
23 (38%)
|
Ndizvo
hazvo
|
18 (30%)
|
Handiguti.
Ngaawedzere
|
11 (18%)
|
Handiguti
zvachose
|
8 (14%)
|
Vanhu
vakataura zvavanoda
|
Votes so far: 60
|
No comments:
Post a Comment