Pano ndoda kokombeya kunakigwa kunoita mukadzi kunobva
panzvimbo mbiri dzinoti bhinzi nechitubu.
Chinonetsa kukombeya uku ndechokuti kana une murume maitire ake panzvimbo
idzi akasiyana.
Bhinzi pamukadzi chinhu chakaita sokuti paanga ari mudumbu
muumbi akazana kugadzira chombo chomukomana ndokuzoti chiregai ndirege nokuti
uyu musikana. Saka pachiri ndipo pamwepo pane chombo pavakomana. Kuratidzika
kwacho kwakangofananazve nechombo, kungozosiyana kuti usu buri reweti riri
pazasi pebhinzi revarume riri mukati mechombo. Asi Bhinzi ine ganda (foreskin)
rakangofanana nerechombo asi redu tinohi CLITORAL HOOD. Rakatofukidza bhinzi
zvachose.
Kana mukadzi akatanga kuita zemo, bhinzi inotomirawo
sezvinoita chombo asi kuti bhinzi idikidiki zvokuti kana wada kuhwisisa saizi
yayo funga paya uri kuPrimary School muchishandisa penzura dzine maRUBBER
kumashure. Chirhabha chinenge chakabatira papenzura chiri mukati me chisimbhi.
Chidimu cherhabha chinenge chichionekwa ndichochikuru zvishoma pa bhinzi
yomukadzi. Tingati kutangira pa hafu ye sendimita kana zemo pasina. Asizve kune
vamwe vakadzi vane chikuru kupfuura ipapo kusvika kuma 2 cm.chivete hacho.
Kuzoti mukadzi aita zemo chinokwanisa kukura zvakasiyanasiyana sezvinongoitawo
zvombo zvevatume asi hazvizoiti kuti uwane mukadzi ane bhinzi inopfuura 5cm ane
zemo. Kana variko vashoma. Vakawanda bhinzi inongoita 1-2 centimetres.
Pamberi pese hapo panonaka kutamba napo, ndingangoti muchiuno
mese mberi neshure, magaro napamberi pese nenyama dzese dzakabatana nechiuno,
zvidya, dumbu, zvese nokushure kwemabvi
zvinonaka kana murume achitamba nazvo. Pano
tongoda kukombeya pabhinzi nmuchitubu chete, zvimwe izvo tombosiya kwanhasi.
Murume kana achida kunyatso konekita nomukadzi wake uchihwa
mukadzi achiudza vanhu kuti ndakawana SOUL MATE wangu, zvinowanikwa pakuhwisisa
kuti SWITCH yemukadzi ibhinzi yake
sezvakangoitawo varume . Kuhwisisa murume kuremekedza chombo chake, kunova
ndiko kubvuma kuti iye murume ini ndiri mukadzi. Iyewo anofanira kubvuma kuti ndiri
mukadzi iye murume saka ngaaremekedze bhinzi yangu. Murume asingahwisisi bhinzi akafana nomukadzi anoiginowa chombo.
Vakawanda vanofunga kuti chitubu ndicho KEY yeukadzi , asi
ini ndoti ibhinzi. Tichitarisa kupedza kwemukadzi pakurhojana tinoona kuti kana mukadzi akashandwa zvakanaka pabhinzi
anokasira chose kupedza pane kuti akashandwa zvakanaka pachitubu. Toti mageza maenda kumubhedha iwe wageza
nemvura inodziya kupfuura muviri saka muviri wati rukutu uye hauna chimwe
chinokunetsa mufungwa, murume akaziva makwizire enyama dzakapoteredza bhinzi
achiziva kusveta mazamu zvine puresha kwayo haunonoki, kozoti akasvitsa rurimi
pabhinzi, unoita souchatofa.
Kuchitubu uku shuwa kunoda kupinzwa chombo as kune
Psychology yako yakatosiyana uye kunaka kwacho kwakasiyana mafambire ako.
Murume kuti apinze chombo ndini ndamuvhurura. Zvakafanana nevavhimi. Muvhimi
akateya mhuka kana shiri, ikauya ikapinda mumuteyo wake, muvhimi ndiye anoti
agona. Mhuka hapana chayagona. Isu vakadzi tinoteya murume kusvika apinda mumuteyo. Apindamo ini Kwii
kumubata. Unoona makumbo aya anga akavhugwa, akochekegwa kuseri kweemurume.
Maoko emukadzi abatirira murume, kumusunga mumuteyo kuti asabvapo asina kusiya
chimwe chinhu ipapo. Chitubu ndicho chinoitisa mukadzi nomurume kuti vave pamwe
chete. Murume kana ari mukati memukadzi ipapo ndewemukadzi.
Tii iri mukapu ndeyekapu iyoyo
Mbudzi iri mudanga ndeyedanga iroro.
Chinhu chese chipenyu chinogara muEnvironment yacho.
Zvakadaro murume ari mandiri ndewangu.
Iyi POSSESSION ndiyo yatinodira kuti murume apinze chombo
muchitubu. Zvinonaka chose kana hana yako yakagadzikana uye uchihwa kuda
kushandisa chiuno, asi kunaka kwacho kunobva pakuti pakukoira, chombo
chichipinda chinodhonzerera nyama dzokuno kubhinzi, pakubuda nyama dziya
dzodzokera panzvimbo yadzo, achingodaro kunaka kuchiwedzera nokuti kuri kubva
kuno kubhinzi.
Vanoziva vanoti maNERVES anonobatana pabhinzi apa anobva nokumativi echitubu akaita se LETTER V yakatarisa mudenga. Kukwizana kunoita chombo nemadziro echitubu kunokwiza tsinga idzi dzinobva kubhinzi dzichipfuura nomumadziro echitubu dzozosvikawo kumwe dzaparadzana zvinoreva kuti pavakunaka sepanhu paviri apa. maNERVES awa anonogumira pabhinzi abva mativi maviri zvoreva kuti pabhinzi ndipo pane akawandisa ari pamwe chete. Ndizvo uchiona kuti pamwe kubata bhinzi kunonetsa nokuti haidi kubatwa. (too sensitive) Kungosvinyanga nyama dzakatenderedza.

Chitubu ndechokubatisa murume, uye ndechomurume. Dai mukadzi
asina chitubu dai pasina murume ane basa
nemukadzi. Kungozonakigwa nokupinzwa
chombo muchitubu kunakigwawo hako kokungoti ndirambe ndichiita asi hapasipo
pane HQ yokunakigwa.
Kazhinji kana mukadzi ari ega achizvibababata ega murume
asipo, haapinzi chinhu muchitubu make. Anongotangira nokugumira pabhinzi.
Zvoreva kuti anohwisisa kuti ndipo panoitisa kunakigwa kwake. Murume anohwisisa maitire emukadzi wake kana
ari ega akagona kuita saizvozvo pamukadzi wake murume akachenjera. Tanga
wanakira mukadzi wako zviri pamusoro, wozopinza hako chombo womupedzisa.
Mukadzi ane murume akadai, anokwanisa kuita ma ORGASM anenge maviri kana matatu
asi Ndeimwe chete yakareba, zvoreva kuti anenge anakigwa chose.
Dzidzisa murume wako kukunakira. Muratidze pane bhinzi
ugomuratidza zvokuita nayo. Chitubu
hachinyanyi kunetsa kuhwisisa. Kungopinza chombo murume wononoka kupedza
kumirira mukadzi apedze. Bhinzi yakavanda uye idiki zvokuti ukasamuyeuchidza
anokangamwa kuti kune bhinzi inoda kupiwa nguva.
Murume ane confidence yokuti ari kunakira mukadzi wake uye
ane TOTAL FREE ACCESS pamukadzi, haatarisi vamwe vakadzi. Murume anohura
kazhinji ane mukadzi aanotadza kugutsa kumba. Kutsvaka mahure kutsvaka mukana wekuudzwa kuti wagona iye asingagoni obva aenda kumba achifunga kuti "Pamwe ndinogona " Kwahi noumwe akambondinyora Kwahi "ndinokwira mukadzi asi mukadzi haaratidzi kunakigwa. Ndakaudzwa neshamwari yangu kuti mukadzi ane matinji madiki haanakigwi. Ndizvo here?"
Apa murume anenge atadza kunakira mukadzi wake, ozoona kuti mukadzi ane matinji madiki otsvaka Rhizeni yokusanaka kwake iye opomera mukadzi nokuda kwekuti iye ari kutadza mukadzi. Murume akadai dai aihwisisa mafambire ebhinzi hazvaimunetsa kugutsa mukadzi wake mumba. Ngatisanyeberana veduwee, bhinzi ikabatwa zvakanaka inonaka chose. Ukaona kuti mukadzi wako haasi kuratidza kuti ari kunakigwa panyaya yokumupinza chombo, imbozama kuti zviya ageza nemvura inodziya ropa riri pedo neganda, womupatsanura makumbo wonanzva pabhinzi nepanyama dzakatenderedza. Hazvigoni kutsanangurira munhurume kuti unohwa sei kana murume achinanzva bhinzi. Hazvitori nguva kuhwa fungwa yabitirigwa nokunakigwa, panhu pofazha separi kubhoiriwa.
Mumba munhu wese ane dambudziko raasingadi kugadzirisa kana kuti kana aneugino hwekurigadzirisa, anopa umwe wake mhosva kuti nyaya yacho isataugwa. Munhu akachenjera anobvunza zvaasingahwisisi oudzwa. Munhu akachenjera akabvunzwa mubvunzo, anotaura sezvazviri kuti umwe wake ahwisise. saka tafanokuudzai varume kuti
BHINZI INONAKA KUTAMBWA NAYO. ITAIWO NGUVA NEBHINZI DZEDU. BHINZI NDICHO CHOMBOKADZI. Mahwisisa here. Iwe murume unohwa sei kana mukadzi wako akangotamba nemabhora ako obva ati apedza. Pane mabhora ako ndipo pane chitubu chomukadzi wako. Pane chombo chako ndipo pane bhinzi yemukadzi. Chitarisa wega uone kuti panonyanyonaka ndepapi.
Herbert aiti anotya kukumbira mukadzi kunanzva bhinzi, Asi ndakazomunyorera ndikamuudza kuti ita nyaya mbiri. Yokutanga kujaira kugeza mese musina kunovata. Pakugeza apa jairai kubatana pamberi. Madaro murume jaira kuzopabatazve mava kuda kuvatana. Woita nguva uripo wokurudzira mukadzi kukubhenengurira uone pane bhinzi yake nokuti yakadii kana imire. Madaro garonanzva dumbu romukadzi nepazasi peguvhu uye kukisa muzvidya zvake uchipurudzira. Mangojaira kudaro hazvizokunetsi kuti umwe musi wongosvikapo pabhinzi wotanga nokunanzva kamwe chete woona kuti anodii. Wowedzera wowedzera wowedzera.
Chechipiri ukamupa chombo kuti ahwe taste yacho wotomuti akupewo pake uhwe taste yapo. Kana kumutanga avete hope kana ari munhu ajaira kuti munoisana umwe avete sezvinoita vakawanda vakaroorana. Mutange rurimi avete mambogeza henyu.

Kuti murume ahwisise bhinzi
Paya kana murume amira chombo unotsanangurira murume kuti kumira kwakaita chombo chake ndiko kumwe chete kumira kwakaita bhinzi yako. Zvadaro chimubvunza kuti ari kuda kunyanyotambwa naye nenhengo ipi yomuviri.
Kana ati chombo, iwewo chimuti atambise bhinzi nokuti ndizvo zvakafanana
Kana ati mabhora ake, iwewo chimuti atambise matinji nokuti ndizvo zvakafanana
Kana ahwisisa kusiyana kwekunaka kwazvo ahwisisa muviri wemunhukadzi.
Kuzoti pakupinzwa chombo ndoosaka vakadzi vashoma vachiita ORGASM nokupinzwa.
Murume ngaahwisizve kuti paunoita ORGASM nokupinzwa chombo nokukoigwa zvinobva nokuti pakukoira ari kunogumhagumha bhinzi kana nyama dzakatenderedza bhinzi, kana kuti paya wakafongora pakukoira kwake anoti achipinda mukati anodhonzana nenyama dziya zvoita sokuti dzakwizwa, uyezve anonodzibaye kana kudzikwiza nechombo achibva nomukati mechitubu. Kana wakafongora anobaya kwakananga kubhinzi.
Kotizve kana muchikoirana mukadzi akafongora, mabhora emurume anenge akarembera akanangana nebhinzi yomukadzi osvikoirova pamunosangana, zvikuru kana sipidhi yenyu iri shoma murume achinyatso svitsa chombo pachinogumira nemakurire acho. Pakurova bhinzi ipapo mukadzi anonakigwa nazvo.
Bhinzi ndicho chombo chomukadzi. Inonaka. Varume musakangamwa bhinzi veduwe.

Udzai Vamwe!!!!
Bhinzi chii?
Bhinzi inonaka zvakadii?
Bhinzi ine basa rei pamunhukadzi?
Kusvetwa bhinzi nomurume
Kusveta bhinzi yomukadzi
Kukwizwa bhinzi nechombo
Bhinzi iri papi pamukadzi
6 comments:
My comment has nothing to do with the subject. But wanted to find out if I can enlarge my penis its too small.
Ndaposita uko kwakahi SAIZI YECHOMBO.Chienda unoverenga ikoko ugotaura zvaunofunga.
Makapenga moms!! Educative Blog, keep it up
Ndinofarira manyorero enyu. Munoexplain zvinyoronyoro zvinonzwisisika. Munoratidza kuvamunhu anedzidzo yepamusoro neexperience yekunyora academic research. I am curious to know your level of education and how your sex life is, if you don't mind.
mmm happy to read such things... ndadzidza, and i will make sure ndadzidzisa vamwewo bout sex life
ndadzidzawo zvakawanda nhasi
Post a Comment